Esperanto

Shona

Psalms

133

1Kanto de suprenirado. De David. Jen, kiel bone kaj cxarme estas, Se fratoj vivas kune!
1Tarirai, kunaka kwazvo nokufadza kwazvo Kana hama dzichigara pamwechete norugare.
2Kiel la bona oleo, Kiu de la kapo defluas sur la barbon, la barbon de Aaron, Kaj defluas sur la randon de lia vesto;
2Zvakafanana namafuta anokosha ari pamusoro, Anoyerera pandebvu, Idzo ndebvu dzaAroni; Anoburukira kusvikira pamipendero yenguvo dzake;
3Kiel la roso, Kiu de HXermon mallevigxas sur la montojn de Cion; CXar tie la Eternulo donas la benon, Vivon por eterne.
3Zvakafanana nedova reHerimoni, Rinoburukira pamakomo eZiyoni; nekuti ndipo Jehovha paakaraira kuropafadza kwake, Ndihwo upenyu husingaperi.