1Huchiin ka ena, ngai in, cherubte lu tunga van dum omah saphir suang hileh kilawm tak, laltutphah bang taka kimu a honglanga.
1Zvino ndakatarira, ndikaona padenga rakanga riri pamusoro pemisoro yamakerubhi chinhu chakaonekwa pamusoro pawo chakaita sebwe resafire, chakanga chakafanana nechigaro choushe.
2Huan aman puanmalngat silhpa kiangah, Cherub nuaia kangtalai kipeite kalah valut inla, cherubte kikala meivu na khut langnih dimin va luak inla, khopi tungah theh jakin, a chi a.
2Akataura nomunhu akanga akafuka mucheka, akati, Pinda pakati pamakumbo anomonereka, imo munyasi mekerubhi, uzadze maoko ako ose namazimbe anobva pakati pamakerubhi, uakushe pamusoro peguta. Iye akapinda, ini ndichizviona.
3Huan ka mitmuh lai mahmahin a kuantaa. Huan mi a hoh laiin cherubte inpi taklam pangah a ding ua; huan um sungnung pen meipiin a dimta hi.
3Zvino makerubhi akanga amire parutivi rworudyi rweimba, panguva yokupinda komurume uyu; gore rikazadza ruvanze rwomukati.
4Huan, TOUPA thupina cherubte akipan a pai toua, biakin kongpi tungah a vadingtaa, huai in meipiin a dima, um sung TOUPA thupina vakin a dimta hi.
4Kubwinya kwaJehovha kukakwira kuchibva pakerubhi, kukamira pamusoro pechikumbaridzo cheimba, imba ikazadzwa negore, noruvanze rwakazarawo nokupenya kokubwinya kwaJehovha.
5Huan cherubte kha jap gingte um sung ponungjawah te leng Pathian Bangkimhihtheiin a honhoupih laia a om bang maiin a kijaa.
5Mubvumo wamapapiro amakerubhi wakanzwikwa kusvikira kuruvanze rwokunze, senzwi raMwari waMasimbaose, kana achitaura.
6huan hichi ahi a, puan malngat silhpa kiangah, Cherubte kikala kangtalai kipei kikala kipan mei vala in, chia thu a piak leh, amah a valuta, kangtalai khe chinah a ding ta hi.
6Zvino akati araira murume akanga akafuka mucheka, achiti, Tora moto pakati pamakumbo anomonereka, pakati pamakerubhi, akapinda, akandomira parutivi rwerimwe gumbo.
7Huan cherubin, cherubte kikala kipanin, cherubte kikala mei om a sawka, a laa, puan malngat silhpa khutah a piaa, amah a nalaa, a pawt kheta hi.
7Kerubhi rikatambanudzira ruoko rwaro ruchibuda napakati pamakerubhi kumoto wakange uri pakati pamakerubhi, rikatorapo moto ndokuuisa muruoko rwowakanga akafuka mucheka, iye ndokuutora ndokubuda.
8Huan, cherubte bel a kha nuai uah mihing khut bang tak a honglanga.
8Zvino mukati mamakerubhi makaonekwa chakafanana noruoko rwomunhu pasi pamapapiro awo.
9Huan ka ena, ngaiin, cherubte sikah kangtalai khe li, cherub khat kiangah, kangtalai khe dang ka mu a; huan, kangtalai khe lat dan bel kraisolait suang jia bang ahi hi.
9Zvino ndakatarira, ndikaona makumbo mana engoro pamativi amakerubhi, rimwe gumbo kurutivi rwekerubhi rimwe, nerimwe gumbo kurutivi rwerimwe kerubhi; pakuonekwa kwawo makumbo akanga akaita sebwe rebheriri.
10Huan a latdan un a li un kibatna khat a nei ua, kangtalai kha un kibatna khat a nei ua, kangtalai khe khat sunga kangtalai khe dang om bang mai ahi hi.
10Pakuonekwa kwawo ose ari mana akanga akafanana, zvakaita segumbo rimwe rengoro mukati merimwe gumbo rengoro.
11A pai chiang un sikliin a pai thei ua, apai un leng akihei ngei kei uh; himahleh a masa ngatna lam a jui jel uh, a pai un a kihei tuan kei uh.
11Pakufamba kwawo akafamba kumativi awo mana; haana kutsauka pakufamba kwawo, asi kwakanga kwakatarira musoro ndiko kwaakaenda; haana kutsauka pakufamba kwawo.
12Huan a pumpi uh a pumin a nungte u, a khutte uh, a khate u leh kangtalai khete leng a kimin mitin a dima, a li ua kangtalai khete leng.
12Muviri wawo wose, nemisana yawo, namaoko awo, namapapiro awo, namakumbo engoro, zvakanga zvizere nameso kumativi ose, pamakumbo awo ose ari mana.
13A kangtalai khet bila ka jak mahmahin, kangtalai khe kipei, chih ahi.
13Kana ari makumbo, ndakanzwa achitumidzwa zvinomonereka.
14Huan mi chihin mel li chiat a nei ua, mel khat cherub mel ahia, nihna mihing mel ahi a. thumna humpinelkai mel, lina muvanlai mel ahi a.
14Rimwe nerimwe rakanga rine zviso zvina; chiso chokutanga chakanga chiri chiso chekerubhi, chiso chechipiri chakanga chiri chiso chomunhu, chechitatu chiso cheshumba, nechechina chiso chegondo.
15Huan cherubte a paitou ua; hiai bel Kebar lui geia thilhing ka muh ahi a.
15Zvino makerubhi ndokubhururuka achikwira; ndicho chipenyu chandakaona parwizi Kebhari.
16Huan, cherubte a pai uleh kangtalai khete a kiang uah a pai teia, huan, cherubten leia kipan pai tou dinga a khate uh a jak uleh kangtalai kheten a lehngatsan ngei kei uh.
16Zvino kana makerubhi ofamba, makumbo engoro ofamba kurutivi rwawo; kana makerubhi achinge osimudza mapapiro awo achida kubhururuka achibva panyika, namakumbo awovo haana kubva kurutivi rwawo.
17A din uleh hiaite a ding tei ua, a pai touh uleh hiaite a pai tei jel ua, thil hing kha lah amau ah a om ngala.
17Kana omira naiwo omirawo; kana obhururuka achikwira naiwo obhururukawo achikwira nawo; nekuti mweya wechipenyu wakange uri mukati mawo.
18Huan TOUPA thupina inpi kongpi tunga kipan a pawt khiaa, cherubte tungah a dingtaa.
18Ipapo kubwinya kwaJehovha kwakabuda pachikumbaridzo cheimba, ndokumira pamusoro pamakerubhi.
19HUan cherubten a kha jak ua, a pawt un ka mit muh mahmahin lei akipan a pai tou ua; kangtalai khete a kiang uah a om jela: huan TOUPA in lutna suahlam kongkhak chinah a dingtaa; Israel Pathian thupina a tunguah a om hi.
19Makerubhi ndokusimudza mapapiro awo, ndokubhururuka achibva panyika, ini ndichiaona achibuda, anamakumbo engoro pamativi awo; akamira pamukova wesuwo rokumabvazuva reimba yaJehovha; kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakanga kuri nechokumusoro kwawo.
20Hiai bel Kebar luia Israel Pathian nuaia ka thil hing muh mah ahi; cherubte ahi uh chih ka thei hi.
20Ndicho chipenyu chandakaona panyasi paMwari waIsiraeri parwizi rwaKebhari; ndikaziva kuti makerubhi.
21MI chihin mai tuam li leh kha li a nei chiat ua, a kha nuai uah mihing khut bang mai a om hi.Huan a mel lam uh ahihleh Kebar luia ka muh melte bang mah, a latdan uleh amau mahmah leng ahi uhi; huan a majawn jel uah a pai chiat uhi.
21Rimwe nerimwe rakanga rine zviso zvina, nerimwe nerimwe rakanga rina mapapiro mana; pasi pamapapiro awo pakanga pane zvakafanana namaoko omunhu.
22Huan a mel lam uh ahihleh Kebar luia ka muh melte bang mah, a latdan uleh amau mahmah leng ahi uhi; huan a majawn jel uah a pai chiat uhi.
22Kana zviri zviso zvavo pakuonekwa kwazvo, zvakanga zviri zviso zviya zvandakaona parwizi rwaKebhari, pakuonekwa kwazvo naizvo zvimene; rimwe nerimwe rairuramira mberi pakufamba kwaro.