Paite

Shona

Hebrews

3

1Huchiin, unau siangthou, van sapna tangsamte aw, I thugina Sawltak leh Siampu Lian, Jesu tuh, ngaihtuah un;
1Naizvozvo hama tsvene, vagovani vekudamwa kwekudenga, rangarirai muapositori nomupristi mukuru wokupupura kwedu, iye Jesu Kristu,
2Pathian inkuante tengteng lakah Mosi tuh a muanhuai bangmahin, amah tuh a seppa lakah amuanhuai ahi.
2wakange akatendeka kuna iye wakamugadza, saMozisiwo muimba yake yose.
3Insunga papen tuh ainkuante sanga apahtawi jawk bang ngei un, amah tuh Mosi sanga thupi jawkna sem mu dia kilawma seh a hita ngala.
3Nekuti uyu wakanzi wakafanira rukudzo rwunopfuura rwaMozisi, muvaki weimba sezvaanokudzwa kupfuura imba;
4Inkuan chihin papen kuahiam bek a nei chiat ngal ua; bangkim papen bel Pathian ahi.
4Nekuti imba imwe neimwe inovakwa neumwe, asi unovaka zvose ndiMwari.
5Huan, huai nunga thugen nalai dingte theihsakna dingin, Mosi tuh Pathian inkuante tengteng laka nasempa injaw a muanhuai ngei hi;
5Zvino Mozisi zvirokwazvo wakanga akatendeka muimba yake yose semuranda, kuti ave chapupu chezvinhu izvo zvaifanira kuzotaurwa,
6Kris bel Pathian inkuante tunga Tapa-in a muanhuai ahi. A inkuante tuh eite I hi uhi, atawp tana I hansanna leh I lametna suanna kiptaka I vom hoih photphot leh.
6asi Kristu seMwanakomana pamusoro peimba yake; iye isu tiri imba yake kana tikabatisisa kusatya netariro yatinozvirumbidza pamusoro payo kusvika pakuguma.
7Huchiin, Kha Siangthou gen bangin, Tuni a a aw na jak chiangun,
7Naizvozvo sezvinotaura Mweya Mutsvene, achiti: Nhasi kana muchinzwa inzwi rake,
8Gamdaia zeet na nia hel bang un, na lungtang uh khauh sak kei un;
8musawomesa moyo yenyu sepakutsamwisa, nezuva rekuidzwa murenje.
9Huailai ah tuh na pi leh pute un honjeet in hon khem ua, kum sawmli sunga ka thil hihte a mu ua;
9Apo madzibaba enyu akandiidza, vachindinzvera, vakaona mabasa angu makore makumi mana.
10Huchiin huai suan te tungah ka lung hita keia, a lungtangun a ngaihtuah khial gige ua, Kalampite leng a theikei uhi, ka chi a,
10Naizvozvo ndakatsamwiswa nezera iro, ndikati: Vanogara vachitsauka pamoyo wavo; uye havana kuziva nzira dzangu;
11Ka thangpaihna aka kichiam bangin ka khawlna ah alut kei ding uh, chiin.
11Naizvozvo ndakapika pakutsamwa kwangu, ndikati: Havangapindi pazororo rangu.
12Unaute aw, pilvang un, huchi lou in jaw, Pathian hing tawpsan ding in na lak uah kuapeuh sungah ginlouhna lungtang gilou ahong om kha ding hi.
12Chenjererai hama, kuti kusava neumwe wenyu ane nemoyo wakashata wekusatenda, pakutsauka kubva kuna Mwari mupenyu,
13Tuniin achih lai un niteng in ki hasuan tuah jaw un, huchia nalak ua mi kuamah khelhna khemhat jiaka hihkhawla na om louhna ding un,
13asi kurudziranai zuva nezuva, kana kuchanzi: Nhasi; kuti kurege kuva neumwe wenyu unowomeswa kubudikidza nekunyengera kwechivi.
14Kris neite ina hita ngal ua, i ginna pen kipat na tuh a tawptan a kiptaka I vom hoih phot leh,
14Nekuti tava vagovani vaKristu, kana tichibatisisa kuvamba kwechivimbo chedu kusvikira pakuguma;
15Tuniin a aw nazak chiangun a hel lai bang un, na lungtang uh khauhsak kei un. a kichih laiteng.
15kana zvichanzi: Nhasi kana muchinzwa inzwi rake, musawomesa moyo yenyu, sepakutsamwisa.
16Ahihleh, kuate ahi ua theinapi a helte? Aigupta akipana Mosi pi pawt tengteng hi lou uhia?
16Nekuti vamwe vakati vanzwa, vakamutsamwisa, asi havazi ivo vose vakabva Egipita naMozisi.
17Huan, kuate tungah ahia, kum sawmli sung a alunghihlouh? Hihkhialte a luang uh gamdaia puk tate tungah hilou hia?
17Asi wakatsamwiswa nani makore makumi mana? Havazi ivo vakatadza vane mitumbu yakawira murenje here?
18Huan, thu mangloute kiangah kia loungal kua kiangah ahia a khawlna a lut lou dinga a kichiam?Huchiin, ginlahna jiakin a lut theita kei uh chih I thei uhi.
18Uye ndivanaani vaakapikira kuti havangapindi pazororo rake, kunze kwaivo vasina kutenda?
19Huchiin, ginlahna jiakin a lut theita kei uh chih I thei uhi.
19Zvino tinovona kuti vakanga vasingagoni kupinda nekuda kwekusatenda.