1TOUPA aw, nang lah ka Pathian na hi a; kon pahtawi ding, na min ka phat ding; thillamdang tak, nidanglaia vaihawmte, ginomte, ginomtak leh thutakin na hih ngala.
1Jehovha, ndimi Mwari wangu! Ndicharumbidza zita renyu; no kuti makaita zvinoshamisa, izvo zvamakafunga kare nokutendeka nezvokwadi.
2Khopi leng lei vumin na suaksaka; khua kulhpi nei leng kho sia na suaksaka; gamdang mite kumpipa in leng khua louin na bawl ngala; chik chiang maha lamin a on nawnta kei ding.
2nekuti guta makariita dutu ramabwe, guta rakakombwa norusvingo makariita dongo, imba huru yavatorwa rirege kuva guta; haringatongovakwi.
3Huaijiakin mi hat mahmahten a honpahtawi ding ua, nam kihtakhuai mahmah khopiin a honkihta ding uhi.
3Naizvozvo rudzi rukuru ruchakukudzai; guta ramarudzi avanhu vanotyisa richakutyai.
4Mi kihtakhuaite hu huihpiin bang a hongom chiangin, nang jaw mi genthei adingin bukna, tagah mangbang lai adingin bukna, huihpi laka kihumbitna, nisa liahna lah na hisek ngala.
4nekuti imwi maiva nhare yavarombo, nhare younoshaiwa pakutambudzika kwake, utiziro panguva yemvura zhinji, mumvuri pakupisa kwezuva, kana mhepo yavanotyisa ichiita semvura zhinji.
5Mun keua kho lum na daisak jel bangin, gamdang mite husa na daihsak bangin; kho lum meipi liaha daihsaka a om sek bangin, mi kihtakhuaite lasa daihsakin a om ding hi.
5Muchaderedza bope ravatorwa, sezvinoita kupisa kwezuva panzvimbo yakaoma, rwiyo rwavanotyisa ruchaderedzwa, sezvinoitwa kupisa nomumvuri wegore.
6Huan, hiai tangah sepaihte TOUPAN mi chih adingin thil thautein ankuang a lui ding, uainte a te toh kidiah, thil thau mahmahte guhngeka dim, uainte a te toh kidiah hoihtaka khit siang.
6Pagomo iri Jehovha wehondo achagadzirira marudzi ose avanhu mutambo wezvakakora, mutambo wewaini yakagara pamasese, wezvakakora zvizere nomwongo, wewaini yakagara pamasese yakasvimwa zvakanaka.
7Huan, khuhna mi tengteng tunga khiak, puanjak nam tengteng tunga jak hiai tangah a hihse ding hi..
7Pagomo iri uchaparadza chifukidziro chinofukidzira vanhu vose, nechidzitiro chakatasanurwa pamusoro pamarudzi ose.
8Sihna a valh denta; TOUPA Pathianin mi tengteng maia kipan khitui a nul siang dinga; a mite min siatna lah leitung luah tengteng akipoanin a la mang ding: TOUPAN huai lah a chita ngala.
8Akaparadza rufu nokusingaperi, Ishe Jehovha achapisika misodzi pazviso zvose; achabvisa kuzvidzwa kwavanhu vake panyika yose; nekuti Jehovha akataura izvozvo.
9Huan, huai niin, Ngai un, hiai tuh i Pathian ahi; amah i ngakngak ua, huchiin a honhondam ding: hiai tuh TOUPA ahi; amah i ngakngak ua; a hotdamnaah i kipakin i nuam ding uh, a chi ding uhi.
9Nezuva iro vachati, Tarirai, uyu ndiye Mwari wedu; takanga takamumirira, iye achatiponesa; uye ndiye Jehovha, takanga takamumirira, tichafara, nokufarira ruponeso rwake.
10Hiai tangah TOUPA khut a kinga dinga, Moab, buhpawl ekkuaa sikden suka a om sek bangin, amah mun ah sikdenin a om sin ngala.
10nekuti ruoko rwaJehovha ruchagara pagomo iri; Moabhi vachatsikwa pasi panzvimbo yavo, sezvinotsikwa mashanga mumvura iri mugomba romupfudze.
11Huchiin tuiliaumiin tuiliau dinga a khuat bangin, huai lakah a khuattein a khuat ding: huan a kisaktheina lah a khut lepchiahna tohin TOUPAN a koih niam ding.Huan, na kulh bangte in sang kulhpi lah a hihchimin, a koi niamin, leiah, leivui pha hialin a puksakta hi.
11Achatambanudza maoko ake imomo, somunhu anotambanudza maoko ake kana achishambira; asi Jehovha achaderedza kuzvikudza kwake pamwechete nenjere dzamaoko ake.
12Huan, na kulh bangte in sang kulhpi lah a hihchimin, a koi niamin, leiah, leivui pha hialin a puksakta hi.
12Nhare yakakwirira yamasvingo enyu, wakaiwisira pasi, wakaideredza, wakaiputsira muvhu, imo muguruva.