Paite

Shona

Isaiah

29

1Ariel, Ariel, David puanin kaihna mun! kuamah kum gawm inla; ankuangluinate hongtung nawn hen;
1Arieri, Arieri, une nhamo, iwe guta maidzika Dhavhidhi matende ake! Wedzerai gore pagore, nguva dzemitambo ngadzisvike;
2Huai hun chiangin Ariel ka lungjing sak dinga, huchiin sunna leh kahna a om ding; huan amah kei adingin Ariel bang ahi ding.
2ipapo ndichamanikidza Arieri, kuchema nokuungudza zvichavapo; richava kwandiri seArieri.
3Huan, nangmah sual tumin na kimah kon giah khum dinga, nangmah sual dingin umsuakna insangte ka bawl ding.
3Ndichakukomba panhivi dzose, ndichakukomba navarwi vanorindira, ndichavaka masvingo okurwa newe.
4Huchiin, puksakin na om dinga, leinuaia kipanin thu na gen dinga, na aw lah leivui lakah awlawlin a gingkhe ding; na aw lah dawi aisansiam jawl aw bang lelin leinuaia kipanin a pawt ding hi, na pau lah leivui laka kipanin a hongpawt siausiau ding hi.
4Uchawiswa pasi, uchataura uri pasi muvhu; kutaura kwako kuchabva pasi muguruva; inzwi rako richava seresvikiro rinobva pasi muvhu, kutaura kwako kuchaita zevezeve kuchibva muguruva.
5Himahleh nang hondou mipite jaw leivui nel mahmah bangin a om ding uh, mi kihtakhuai mipite leng buhsi mangthang sekte bangin a om ding uh; ahi, huai tuh mitphiatkal louin a hongom guih ding.
5Asi vavengi vako vazhinji vachava seguruva rakatsetseka, navanotyisa sehundi inopepereka; zvirokwazvo zvichaitwa kamwe-kamwe, pakarepo.
6Van gingte, jinlingte, ging thupi mahmahte, pingpeite huihpite, hul mang thei meiin amah lah sepaihte TOUPA gawtin a om ding hi.
6Uchashanyirwa naJehovha wehondo nokutinhira, nokudengenyeka kwenyika, nomubvumo mukuru, nechamupupuri, nedutu guru, nomurazvo womoto unopedza zvose.
7Huchiin Ariel dou nam tengteng mi pite, amah leh a insang sualmi tengteng leh amah hihlungjingte tengteng, ihmu mang bang lel ahi ding uh, jana kilakna bang lel.
7Kuwanda kwamarudzi ose anorwa neArieri, ivo vose vanorwa naro nenhare yaro, vachaita sezvinorotwa, sezvinoonekwa usiku.
8Mi gilkialin mang a neihin an a ne a, ahihhangin a khangloua a bah lailaiin tui a duh lailai bang ahi ding hi; Zion tang sual, nam tengteng mipiute, huchibang ahi ding uh.
8Zvichafanana nokurota komunhu ane nzara, achiti ndinodya; asi anopepuka, ndokuwana mweya wake usine chinhu; kana sokurota komunhu ane nyota, achiti ndinomwa; asi anopepuka, wanei aziya, mweya wake unopanga mvura; ndizvo zvichaita kuwanda kwamarudzi ose anorwa negomo reZiyoni.
9Ding kinken unla, lamdang sa un, kituam unla, mittawin om un; a kham ua, himahleh uain jiak ahi kei; a hoi hoi ua, himahleh ju jiak ahi kei.
9Mirai mushame! Zvipofumadzei, muve mapofu! Vakabatwa, asi havana kubatwa newaini, vanodzedzereka, asi havadzedzereki nezvinobata.
10TOUPAN ihmut limna kha na tunguah a sung buaa, na mit uh, jawlneite, a mitsi saka, na lu uh, mutheite, a khuhta ngala.
10nekuti Jehovha wakadurura pamusoro penyu mweya wokubatwa nehope kwazvo, akafumbira meso enyu, vaporofita; nemisoro yenyu, vaoni, wakavafukidza.
11Huchiin kilakna himhim nou adingin laibu bilh khum bikbek bang a hita, huailah miten laisiammi kiangah, Hehpihtakin huai simin, chiin a pe sek ua, aman, ka sim theikei, bilh khum bikbek ahi, a chi seka;
11Kuona kose kwava kwamuri samashoko orugwaro rwakanamirwa, runopiwa munhu anogona kurava zvichinzi,Dorava hako izvozvi; iye ndokuti, Handigoni, nekuti rwakanamirwa;
12Huan, laibu tuh laisiam loumi kiangah, Hehpihtakin hiai simin, chiin a pia ua, huan aman, Lai ka siam kei a chi hi.
12zvino rugwaro runopiwa usina kudzidza, zvichinzi, Dorava hako izvozvi; iye ndokuti, Handina kudzidza.
13Huan, TOUPAN, Hiai miten a hongnaih ua, a kam un leh a muk un a honpahtawi ua, himahleh a lungtang uh keia kipanin a gamlaa, a honlauna uleh mihingte thupiak min a sinsak lel uh ahi;
13Ishe akati, Ava vanhu zvavanoswedera kwandiri, vachindikudza nomuromo wavo uye nemiromo yavo, asi moyo yavo vakaiisa kure neni, nokunditya kwavo zvawava murayiro wavanhu wavakadzidziswa;
14Hiai mite lakah thillamdang ka hih behlap ding, thillamdang, thillamdang mahmah; huchiin a mipilte uh pilna a mangta dinga, a mi teite uh teina selin a omta ding, a chi a.
14naizvozvo tarirai, ndichapfuura ndichiita pakati pavanhu ava basa rinoshamisa, basa rinoshamisa nechishamiso; uchenjeri hwevakachenjera vavo huchapera, nenjere dzavanhu vavo vakangwara dzichavanzwa.
15A thutup uh TOUPA laka sel dinga thuktaka zongmit a tung uh agik hi! a thilhihte u lah jial nuaiah a oma, Kuan a honmu dia? kuan a honthei dia? a chi uh.
15Vane nhamo vanotsvaka kuvanzira Jehovha mano avo pakadzika, mabasa avo ari murima, vachiti, Ndiani anotiona, ndiani anotiziva?
16Thilte na lumlet vek sek uh! Belvelpa bellei bang lela sehin a om sin ahia. thil bawlin a bawlpa tungthu-ah. Amah honbawl ka hi sama, a chih? a hih keileh, thil suktuaha omin a sutuahpa tungthu ah. Theihna himhim a neikei, a chih?
16Haiwa, kutadza kwenyu! Ko muumbi wehari akaenzana nevhu here, kuti chakaitwa chiti pamusoro pomuiti wacho, Iye haana kundiita; kana chakaumbwa chiti pamusoro pomuumbi wacho, Iye haana njere?
17Sawtlou chik nungin ahi ka hia. Lebanon lah lei hoih tak muna suahsakin a om sina, lei hoih tak mun lah gammanga seha a om sin?
17Ko hakuna kusara chinguva chidukuduku here, Rebhanoni richashandurwa rive munda unobereka zvakanaka, nomunda unobereka zvakanaka uchanzi idondo?
18Huai niin bengngongten laibu thute a bil un a zata ding ua, mittoten mial nuai leh mial lak akipanin a muta ding uh.
18Zvino nezuva iro vamatsi vachanzwa mashoko orugwaro, meso amapofu achaona ari pakasviba napanerima.
19Thunuailutten leng TOUPA ah a nopna uh a khangsakta ding ua, mihingte laka gentheite Israelte Mi siangthou ah a kipakta ding uh,
19Vanyoro vachawedzerawo mufaro wavo muna Jehovha, varombo pakati pavanhu vachafara kwazvo muMutsvene waIsiraeri.
20Mi lauhuai lah bangmahlou-a bawlin a omtaa, misimmohhat lah a daita, thulimlouhna ngaklahte tengteng lah hihmanthatin a omta ngal ua;
20nekuti anotyisa aparadzwa, mudadi aguma, navose vanogarira zvakaipa vabviswa;
21Huaiten lah mi thupoi thu-ah thilhihkhialin a bawl sek ua, kulh kongpi ah taihilhmi awkna dingin thang a kam sek ua, mi diktat lah bangmahlou tohin a nawlkhin nak uhi.
21ivo vanopomera munhu mhaka nokuda kweshoko, vanoteyira munhu musungo, anoraira vamwe pasuwo, vanoramba kururamisira wakarurama nemhaka dzamano-mano.
22Huaijiakin TOUPA, Abraham tan pen. Jakob inkote tungthu ah hichin a chi hi: Jakobte jaw tuin a zahlak ta kei ding ua, a mai uh a mual nawn sam kei ding.
22Saka zvanzi naJehovha, akadzikunura Abhurahamu, pamusoro peimba yaJakove, Jakove haanganyadziswi zvino, chiso chake zvino hachingacheneruki.
23A ta uh, ka khut suakte, a lak ua a muh un, ka min a siangthousak zota ding uh; ahi, Jakobte Mi Siangthou a siangthousak ding ua, Israelte Pathian lah a kihtata ding uh.Khaa vakmangten leng a hontheisiam ta ding ua mi phunhatten sinsak thu a sinta ding uh.
23Asi kana achiona vana vake, iro basa ramaoko angu, pakati pake, vachati zita rangu idzvene; zvirokwazvo, vachati Mutsvene waJakove mutsvene, vachatya Mwari waIsiraeri.
24Khaa vakmangten leng a hontheisiam ta ding ua mi phunhatten sinsak thu a sinta ding uh.
24Vakarasika pamweyawo vachava nenjere, vanonyunyuta vachadzidziswa.