1Dawnna nemin thangpaihna a hei manga: himahleh thu siain hehna a tokthou hi.
1Mhinduro nyoro inodzora kutsamwa; Asi shoko rinorwadza moyo rinomutsa hasha.
2Mi pil leiin theihna a gen dika: himahleh mi haite kamin haina a sung khia.
2Rurimi rwovakachenjera runobudisa zivo kwadzo; Asi muromo wamapenzi unodurura upenzi.
3TOUPA mitte mun chitengah a oma, hoihlou leh hoih veng gigein.
3Meso aJehovha ari pose-pose; Achicherekedza vakaipa navakanaka.
4Lei damthei hinna sing ahi: himahleh huaia kilawmlouhna kha sukkhapna ahi.
4Rurimi runyoro muti woupenyu; Asi rune nhema runoputsa mweya.
5Mi haiin a pa bawlhoihna a musita: himahleh kuapeuh salhna limsakin pilvanna a mu hi.
5Benzi rinoramba kurairira kwababa varo; Asi une hanya nokurairwa, ndiye ane njere.
6Mi diktat in ah gou tampi a om: himahleh mi gilou summuhna buaina ahi.
6Mumba mowakarurama mune fuma zhinji; Asi kutambudzika kuri munezvinowanikwa nowakaipa.
7Mi pil mukten theihna a phalha: himahleh mihai lungtangin huchibangin a hih kei.
7Miromo yavakachenjera inokusha zivo; Asi moyo wamapenzi haudaro.
8Mi gilou kithoihna TOUPA adingin kihhuai ahi: himahleh mi tang thumna a kipahna ahi.
8Chibayiro chavakaipa chinonyangadza Jehovha; Asi munyengetero wowakarurama unomufadza.
9Migilou lampi TOUPA adingin kihhuai ahi: himahleh kuapeuh diktatna jui a it hi.
9Nzira yowakaipa inonyangadza Jehovha; Asi anoda munhu anotevera kururama.
10Lampi manghilhmi amah adingin bawlhohna haksatak a oma: huan kuapeuh taihilhna mudah a si ding.
10Kurangwa kwakaipa kunovinga munhu anosiya nzira; Anovenga kurairwa achafa.
11Seol leh Abaddon TOUPA maah a om uh: mite tate lungtangte bangzah pheta tamzaw ade aw:
11Sheori noKuparadza zviri pamberi paJehovha; Ndoda moyo yavana vavanhu.
12Musitmin salha om nuam a sa kei: mi pil kiang a juan kei ding hi.
12Mudadi haadi kurairwa; Anoramba kuenda kunowakachenjera.
13Lungtang nuamin mel kipak a bawla: himahleh lungtang dalhna jiakin lungsim a puakkham hi.
13moyo, wakafara, unofadza chiso; Asi mweya unoputsa nomoyo une shungu.
14Theihsiamna nei lungtangin theihna a zong: himahleh mi haite kam hainain a kivak hi.
14moyo woane njere unotsvaka zivo; Asi muromo wamapenzi unogutiswa noupenzi.
15Gimthuak nite tengteng hoihlou ahi: himahleh kuapeuh lungtang kipakin ankuang luina a nei gige hi.
15Mazuva ose omunhu, uri pakutambudzika, akaipa; Asi anomoyo wakafara anomutambo nguva dzose.
16Tawm chik a hoihjaw TOUPA launa toh, huaia gou thupi leh buaina sangin.
16Zviri nani kuti munhu ave nezvishoma, achitya Jehovha, Pakuti ave nefuma yakawanda, achinyunyuta.
17Itna omnaa antehlouhing nekding a hoihjaw, bawngtal thau leh huaia muhdahna sangin.
17Zviri nani kuti munhu ave nezvokudya zvemiriwo, rudo ruripo, Pakuti ave nenzombe yakakodzwa, panembengo.
18Mi thangpaiin kinialna a tokthoua: himahleh kuapeuh heh hakin kinakna a damsak hi.
18Munhu, ane hasha, anomutsa kukakavara; Asi anomoyo murefu anonyaradza gakava.
19Thadah lampi ling daikalh bang ahi: himahleh mi tang lampi lam liana bawl ahi.
19Nzira yesimbe yakaita soruzhowa rwemhinzwa; Asi nzira yavakarurama yakagadzirwa.
20Tapa pilin pa kipak a bawla: himahleh mi haiin a nu a musit hi.
20Mwanakomana akachenjera anofadza baba; Asi benzi rinoshora mai varo.
21Pilna beia dingin haina nuamsakna ahi: himahleh theisiam miin a paina a tangsak hi.
21Upenzi hunofadza munhu anoshaiwa uchenjeri; Asi munhu wenjere anofamba achirurama.
22Thupha omlouhna ah, thiltupte a vuaksuak: himahleh thupha gen tam na ah hihkipin a om uh.
22Pasingarangamwi mano anokona; Asi kuna varairi vazhinji ndokwaanosimbiswa.
23A kama dawnna ah min nuamsakna a nei: huan a huna thu khat, hoih hina mah e:
23Munhu anofadzwa nemhinduro yakarurama yomuromo wake; Uye shoko, rinotaurwa nenguva yakafanira, rakanaka sei!
24Mi pil adingin hinna lampi a pai toua, nuai lama Seol akipan a pai mang theihna dingin.
24Nzira youpenyu yowakarurama inokwira kumusoro; Kuti apukunyuke paSheori pasi.
25TOUPAN kisathei in a zungkalh khiak ding: himahleh meithai gamgi a hihkip ding.
25Jehovha achaparadza imba yavanozvikudza; Asi muganhu wechirikadzi anousimbisa.
26Lunggel giloute TOUPA adingin a kihhuaia: himahleh lungsim siangthoute thugen amah kipah lam ahi.
26Mano akashata anonyangadza Jehovha; Asi mashoko akachena anomufadza.
27Punnaa duhgawlin amah in a hihtuaia: himahleh kuapeuh thilpiak hua a hing ding.
27Anokarira fuma, anotambudza imba yake; Asi anovenga zvipo, achararama.
28Mi diktat lungtangin dawng dingin a kisina: himahleh mi gilou kamin thil hoihlou a sung khia.
28moyo wowakarurama unombofunga chaangapindura; Asi muromo wowakaipa unodurura zvakaipa.
29TOUPA mi gilou akipan gamla ah a oma: himahleh mi diktat thumna a ja hi.
29Jehovha ari kure navakaipa; Asi anonzwa munyengetero wavakarurama.
30Mitte vaknain lungtang a kipak saka: huan tanchin hoihin guhte a thausak hi.
30Meso anobwinya anofadza moyo; Mashoko akanaka, anobva kumwe, anokodza mafupa.
31Hinna taihilhnate ngaikhia bil mi pilte lakah a om gige ding.
31Nzeve, inoteerera kuraira, kunoisa kuupenyu, Ichagara pakati pavakachenjera.
32Kuapeuh bawlhoihna nialin amah kha a musit ahi: Himahleh kuapeuh taihilhna ngaikhiain theihsiamna a mu hi.TOUPA kihtak pilna hilhna ahi; huan zahtakna maah kiniamkhiakna a pai hi.
32Anoramba kurairwa, anoshora mweya wake; Asi anoteerera kurairwa, anowana njere.
33TOUPA kihtak pilna hilhna ahi; huan zahtakna maah kiniamkhiakna a pai hi.
33Kutya Jehovha kunodzidzisa uchenjeri; Uye kuzvininipisa kunotangira kukudzwa.