1Paula, Jesu Kris sikha, sawltak hi dinga sap, Pathian Tanchin Hoih lama khenkhiak,
1Pauro, muranda waKristu Jesu, wakadamwa kuva muapositori, atsaurirwa evhangeri yaMwari,
2huai tuh Pathianin tuma lama laisiangthoua a jawlneitea achiamsa,
2(yaakagara avimbisa nevaporofita vake mumagwaro matsvene),
3A tapa, sa lama David suana piang tungtang tanchin hoih.
3maererano neMwanakomana wake, wakabva kumbeu yaDhavhidhi maererano nenyama;
4Siangthouna kha lam thua misi laka thohnawnnaa Pathian Tapa thilhihtheihna toh hi dinga genkhiak thu; Jesu Kris i Toupa ngei tuh,
4wakatemerwa kuva Mwanakomana waMwari nesimba, maererano neMweya weutsvene, nekumuka kuvakafa, ndiye Jesu Kristu Ishe wedu,
5a min jiaka ginna nam chih laka mi gingta sak dingin, amah jiakin hehpihna leh sawltak hihna i tangta hi;
5watakagamuchira naye nyasha nevuapositori, kuti kuve kuteerera kwerutendo pakati pevahedheni vose nekuda kwezita rake;
6huai lakah nou leng Jesu Kris sapte na hi uhi:
6vamuri pakati pavo, vakadamwa vaJesu Kristu.
7Rome khua Pathian deihtak, mi siangthoua om dinga sapte tengteng kiangah: Pathian i Pa leh Toupa Jesu Kris kianga kipan hehpihna leh lemna na kiang uah om hen.
7Kune vose vari muRoma, vadikamwa vaMwari, vakadamwa kuva vatsvene: Nyasha kwamuri nerugare rwunobva kuna Mwari baba vedu naIshe Jesu Kristu.
8Khovel tengtengah na ginna thu uh a than jiakin na vek ua tungah ka kipahnathu Jesu Kris jiakin ka Pathian kiangah ka gen masa phot ahi.
8Pakutanga ndinovonga Mwari wangu kubudikidza naJesu Kristu pamusoro penyu mose, kuti rutendo rwenyu rwunoparidzirwa panyika yose.
9Ka thumnate ah, tawplouin na min uh ka lou nilouhlouh hi, chih, a Tapa Tanchin Hoiha ka khaa a na ka sep gige Pathian tuh kei hontheihpihpa ahi ngala;
9Nekuti Mwari ndiye chapupu changu, iye wandinoshumira pamweya wangu muevhangeri yeMwanakomana wake, kuti handiregi kukutaurai,
10Tu beka na kiang ua ka hongna dingin Pathian thuthua zin hun lemtang ka muh teitei theihna ding ngenin.
10nenguva dzose muminyengetero yangu, ndinokumbira kuti kana zvichigoneka ndive nerwendo rwunobudirira nerudo rwaMwari kusvika kwamuri.
11Na kipna ding ua kha lam thilpiak bang hiam nou ka honpiak theihna dingin nou honmuh ka ut thei mahmah ngala;
11Nekuti ndinoshuva zvikuru kukuonai, kuti ndikupei chimwe chipo chemweya kuti musimbiswe,
12Huai tuh na ginna uh leh ka ginnaa i kikhamuan tuah theihna dingin, ka chihna ahi.
12ndiko kuti ini ndinyaradzwe pamwe nemwi pakati penyu, umwe neumwe nerutendo rweumwe, zvose rwenyu nerwangu.
13Huan, unaute aw, Jentel dangte kianga ka sep gim gah ka muh tak bangmahin, noumau lakah leng gahte ka muh theihna dingin na kiang uah tamvei pi hong ka tumta chih na theih louh uh ka deih kei hi; himahleh, tuma tengin dalin ka om gige nak hi.
13Zvino handidi kuti musaziva, hama, kuti kazhinji ndaizvipira kuuya kwamuri (asi ndikabatikana kusvikira zvino), kuti zvimwe ndive nechibereko kwamuriwo, sapakati pevamwe vahedheni.
14Grik mite leh melmakte kiangah bat ka nei a; mi pil leh mi pilloute kiangah leng.
14Ndine ngava zvose kuvaGiriki nekuvatorwa, zvose kuvakachenjera nekune vasina kuchenjera;
15Huchiin, nou Rome khuaa omte kiang ah leng Tanchin Hoih gen ka ut mahmah hi.
15naizvozvo kana ndiri ini, ndakazvigadzira kuparidza evhangeri kwamuri imwi muri paRomawo.
16Tanchin Hoih tuh ka zahpih keia; kuapeuh a gingta phota dingin hotdamna dinga Pathian thilhihtheihna ahi ngala; atungin Juda mi adin ahi a, huan, Grik mi adingin leng a honghi nawn hi.
16Nekuti handinyari neevhangeri yaKristu; nekuti isimba raMwari rinoendesa kuruponeso kune umwe neumwe unotenda, kumuJudha pakutanga, uye kumuGirikiwo.
17Huaiah tuh gin semsemna dingin, ginnain Pathian diktatna latsakin a om; Ginna jiaka midiktat tuh a hing ding, chi-a gelh bangin.
17Nekuti mairi kururama kwaMwari kunoratidzwa kubva parutendo kusvika parutendo; sezvazvakanyorwa zvichinzi: Asi wakarurama uchararama nerutendo.
18Thutak diklou taka dalte Pathian limsaklouhna leh diktatlouhna tengteng tungah van akipanin Pathian hehna a hongkilangta ngala;
18Nekuti kutsamwa kwaMwari kunoratidzwa kubva kudenga, pamusoro pokusada Mwari kose nokusarurama kwavanhu vanodzivisa chokwadi nokusarurama;
19Pathianin a theihsak tak jiakin Pathian tanchin theihtheih ding tuh a lungsim uah chiangtaka theih sakin a om ngala.
19nekuti izvo zvinozikamwa pamusoro paMwari zvinoratidzwa pakati pavo; nekuti Mwari wakazviratidza kwavari.
20Khovel siamtunga kipan a pianken muhtheihlouh, a tangtawn thilhihtheihna leh a Pathianna, thilsiam te achiantaka muh ahi; huaijiakin paulam ding a neikei uh;
20Nekuti zvinhu zvisingaonekwi zvake kubvira pakusikwa kwenyika zvakanzwisisika pazvinhu zvakaitwa, zvikaoneswa pachena, simba rake risingaperi pamwe neuMwari hwake; kuti varege kuva nemanzvengero;
21Pathian theingala Pathian bangin a pahtawi kei ua, kipahthu leng a gen sam kei uhi; thil thulimlou a ngaihtuah zota ua, a lungtang hai uh a hongmialta hi.
21nekuti vakati vaziva Mwari, havana kumurumbidza saMwari kana kuvonga; asi vakava vasina matura mukurangarira kwavo, nemoyo yavo ine upenzi yakasvibiswa.
22Pil kisa khemin mihai a hongsuak ua,
22Vachizvipupurira kuva vakachenjera, vakava mapenzi;
23sitheilou Pathian thupina sethei mihingte leh vasate, gamsate leh bokvak ganhingte limin a suaksak uhi.
23vakashandura kubwinya kwaMwari usingaparari, kumufananidza nechifananidzo chemunhu unoparara, neshiri, nemhuka dzine makumbo mana, nezvinokambaira.
24Huaijiakin a sa uh zumhuaipia kibawltuah dingin a lungtang uh duhgawlna banga thilnin hih phalin Pathianin a lehngatsan hi.
24Saka Mwari wakavapa kutsvina kubudikidza nekuchiva kwemoyo yavo, kuti vazvidze miviri yavo pakati pavo.
25Pathian thutak tuh juaua tangsakin, a Bawlpa biak sangin a bawl niain a na a sem zota uhi. A Bawlpa tuh khantawna phat tuak ahi, Amen.
25Avo vakashandurira chokwadi chaMwari kunhema, vakanamata nokushumira chisikwa kupfuura musiki; iye unorumbidzwa nekusingaperi. Ameni.
26Huai jiakin Pathianin zahhuaipia huk phalin lehlam a ngatsan ahi; a numeite nangawn un leng a omdan pianpih uh danlou banga om dingin a kibawl lamdang ngal ua;
26Nekuda kweizvozvo Mwari wakavapa kukuchiva kunonyadzisa; nekuti kunyange vanhukadzi vavo vakashandura basa rechisikirwo rive riya rinopesana nechisikirwo;
27pasalten leng numei zatdan ngeina tawpsana, hukin a kienlah ua, pasal leh pasal zummoh thil hihin a om ua, a gitlouh man muh ding uh tuh a satung uah a mu uhi.
27saizvozvo vanhurumewo vakasiya basa rechisikirwo revanhukadzi, vakapiswa nekuchivana, munhurume nemunhurume vachiita zvinonyadzisa, vachigamuchira mukati mavo muripo wakafanira kurashika kwavo.
28Huan, Pathian theih a ut louh jiak un, thil kilawmloute hih dinga a deih louhlam lungsim neih phalin Pathianin a lehngatsante;
28Uye zvavakange vasingadi kugara naMwari muruzivo, Mwari wakavapa kumirangariro yakaora, kuti vaite zvinhu zvisakafanira;
29Huchin diktatlouhna tengteng, gitlouhna tengteng, huaihamna tengteng, huatna tengteng khawng in, a nadim ua; hajatna te, tual thahna te, kiselna te, khemna te, nundan hoih lou tein a dim ua;
29vakazadzwa nekusarururama kose, ufeve, kuipa, ruchiva, unhubu, kuzara negodo, umhondi, gakava, kunyengera, utsotsi, vanoita makuhwa,
30gensiatna te, migenna te, Pathian huat lam te, kisaktheihna te, kisatheimite, thil gilou bawlkhete,
30vacheri, vavengi vaMwari, vazvidzi, vadadi, vanozvikudza, vavambi vezvakaipa, vasingateereri vabereki,
31nu leh pa thu mangloute, theihna beite, thuchiam susete, itna pianpih neiloute, hehpihna neiloute ahi ua.Huchi banga hihte tuh si tak him ahi uh chih Pathian dan tuh thei gigein, amau kiaa hih leng hi louin, mi dang hih jelte tungah leng a kipak uhi.
31vasingafungi, vaputsi vesungano, vasina rudo rwechisikirwo, vasingagoni kuchenurwa, vasina tsitsi.
32Huchi banga hihte tuh si tak him ahi uh chih Pathian dan tuh thei gigein, amau kiaa hih leng hi louin, mi dang hih jelte tungah leng a kipak uhi.
32Avo kunyange vachiziva havo murairo waMwari, kuti vanoita zvakadai vakafanirwa nerufu, havaiti izvo chete, asi vanotenderana nevanozviita.