1Zvino tinokuzivisai, hama, nyasha dzaMwari dzakapiwa pakereke dzeMakedhonia;
1马其顿圣徒乐捐的榜样
2kuti pakati pekuidzwa kukuru kwedambudziko, kuwanzwa kwemufaro wavo neurombo hwavo ukuru, zvakawedzera pafuma yekupa kwavo.
2他们在患难中受到极大的考验的时候,他们满溢的喜乐和极度的贫乏,汇流出丰厚的慷慨来。
3Nekuti vakanga vakasununguka pavanokwanisa napo, ndinopupura, kunyange kupfuura pavakakwanisa napo,
3我可以作证,他们是按着能力,并且是超过了能力,
4nechikumbiro chikuru vakatikumbirisa, kuti tigamuchire chipo nekugovana parubatsiro rwevatsvene;
4自动地再三恳求我们,准许他们在供应圣徒的事上有分。
5uye kwete sezvatakatarisira, asi ivo vakatanga kuzvipa kuna Ishe, nekwatiri nechido chaMwari.
5他们超过了我们所期望的,照着 神的旨意,先把自己献给主,然后献给我们。
6Zvekuti takakumbira Tito, kuti sezvaakanga atanga, apedzisewo kwamuri basa iri renyasha.
6因此,我们勉励提多,既然开始了这慈善的事,就应当在你们那里把这事办好。
7Zvino sezvamakawanza pazvose, parutendo, pashoko, paruzivo, nepakushingaira kose, neparudo rwenyu kwatiri, tarirai kuti muwanze pabasa iri renyashawo.
7你们在一切事上,就如信心、口才、知识、热情和爱我们的心,既然都是富足的,那么,在这慈善的事上,也要显出你们是富足的。
8Handitauri sekutema murairo, asi nekushingaira kwevamwe uye ndichiidza uchokwadi hwerudo rwenyu.
8劝信徒完成慈善的事我这样说,不是吩咐你们,而是借着别人的热心来考验你们的爱心是否真实。
9Nekuti munoziva nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu, kuti kunyange akanga akafuma, asi nekuda kwenyu wakava murombo, kuti imwi kubudikidza neurombo hwake mufume.
9你们是知道我们的主耶稣基督的恩典的:他本来富足,却为你们成了贫穷,要使你们因他的贫穷成为富足。
10Pachinhu ichi ndinopa zano; nekuti izvi zvichakubatsirai, imwi makatotanga gore rakapera, kwete kuita chete, asi muchidawo.
10我在这里表示我的意见,这对你们是有益的:你们不仅一年前就在办这事,而且早就想这样作了,
11Asi zvino pedzisai kuitawo; kuti sezvamakanga mune moyo unoda, saizvozvo kuripo kupedzisa pane zvamunazvo.
11现在就应当把这事办好;这样,你们既然有愿意作的心,因着你们尽了自己所能的,就可以完成。
12Nekuti kana chishuwo chiripo chipo chinogamuchirika zvichiinda nezvine munhu, zvisingaindi nezvaasina.
12因为人要是有愿意作的心,按照他所有的,必蒙悦纳,不是按照他所没有的。
13Nekuti hakusi kuti vamwe vave nekurerusirwa, imwi muremerwe;
13这不是要别人轻省,你们受累,而是要大家都均等。
14kuti pave nekuenzana; panguva ino kupamhidzira kwenyu kuenderane nemashayiro avo kuti kuwanza kwavo kuve semashayiro enyuvo; kuti kuve nekuenzana;
14现在你们富裕,就要补助他们的缺乏,到了他们富裕的时候,也可以补助你们的缺乏,这样就均等了;
15sezvazvakanyorwa zvichinzi: Wakaunganidza zvizhinji haana kusarirwa nechinhu; naiye wakaunganidza zvishoma haana kushaiwa.
15正如经上所记:“多的,没有剩余,少的,也不缺乏。”
16Asi kuvonga kuve kuna Mwari, wakaisa mumoyo maTito kushingaira nemoyo wose kwakadaro kwamuri,
16感谢 神,他把我对你们那样的热情,放在提多的心里。
17Nekuti zvirokwazvo wakagamuchira kurudziro, asi zvaakange achishingaira zvikuru, wakapfuurira kwamuri nechido chake.
17提多一方面接受了劝勉,但他自己更加热心,自愿到你们那里去。
18Zvino takatuma pamwe naye hama, rumbidzo yake muevhangeri iri pakereke dzose;
18我们还派了一位弟兄和他同去,(这人在福音的事工上,得到了众教会的称赞。
19zvisati zviri izvozvo chete, asi iye wakasarudzwawo nekereke kuti atiperekedze nenyasha idzi, dzakabatwa nesu mukurumbidzwa kwaiyeyu Ishe; nechishuwo chemoyo wenyu chiratidzwe;
19不但这样,众教会更选派了他作我们的旅伴。我们办理这慈善的事,是为了主的荣耀,也是为了我们的心愿。)
20tichichenjerera izvi, zvimwe mumwe ungatimhura pamusoro pezvipamhidzirwa izvi zvinobatwa nesu.
20免得有人因为我们经管的捐款太多,就毁谤我们。
21Tichirangarira zvinhu zvakanaka, kwete pamberi paIshe chete, asi pamberi pevanhuwo.
21因为我们努力去作的,不仅是主认为是美的事,也是众人认为是美的事。
22Uye takatumawo navo hama yedu, yatakapupurira kazhinji kushingaira pazvinhu zvizhinji, asi zvino unonyanya kushingaira nekuda kwekuvimba kukuru mamuri.
22我们还派了另一位弟兄与他们同去;我们在许多的事上多次考验过他,知道他很热心;现在他对你们大有信心,就更加热心了。
23Zvimwe zvaTito shamwari yangu nemushandi pamwe neni kwamuri, zvimwe hama dzedu vaapositori vekereke kukudzwa kwaKristu.
23至于提多,他是我的同伴,为你们的缘故作了我的同工;还有我们那两位弟兄,他们是众教会所派的,是基督的荣耀。
24Naizvozvo ratidzai kwavari nepamberi pekereke uchapupu hwerudo rwenyu nehwekuzvikudza kwedu pamusoro penyu.
24所以,你们要在众教会面前,向他们证明你们的爱心和我们所夸耀你们的。