Shona

聖經新譯本 (Simplified)

Psalms

13

1Jehovha muchandikangamwa nokusingaperi kusvikira rinhi? Muchandivanzira chiso chenyu kusvikira rinhiko?
1大卫的诗,交给诗班长。耶和华啊!你忘记我要到几时呢?要到永远吗?你掩面不顾我,要到几时呢?
2Ndichafunga mano mumweya mangu kusvikira rinhi, Ndine shungu pamoyo pangu zuva nezuva? Muvengi wangu achandikurira kusvikira rinhi?
2我心里筹算不安,内心终日愁苦,要到几时呢?我的仇敌胜过我,要到几时呢?
3Rangarirai, mundipindure, Jehovha Mwari wangu; Vhenekerai meso angu, ndirege kuvata hope dzokufa;
3耶和华我的 神啊!求你看顾我,应允我;求你使我的眼睛明亮,免得我沉睡至死;
4Muvengi wangu arege kuti, Ndamukunda; Vadzivisi vangu varege kufara kana ndichizununguka.
4免得我的仇敌说:“我胜过了他”;免得我跌倒的时候我的敌人就欢呼。
5Asi ndakavimba nenyasha dzenyu; moyo wangu uchafara nokuponesa kwenyu;
5至于我,我倚靠你的慈爱,我的心必因你的救恩欢呼。
6Ndichaimbira Jehovha, nekuti akandiitira zvakanaka.
6我要歌颂耶和华,因他以厚恩待我。(本章第5-6节在《马索拉抄本》为13:6)