1Ndinovimba naJehovha; Munoreva seiko kumweya wangu, muchiti, Tizira kugomo rako seshiri?
1AS Jeova nae juangocoyo: jafa na ilegmo ni antijo: Gupo gui egsomo calang pajaro?
2Nokuti, tarira, vakaipa vanobwembura uta, Vanogadzira museve wavo parukungiso, Kuti vafure anomoyo wakarurama parima.
2Sa, estagüe, y manaelaye na jaaregla y atcos: jafamauleg y flecha gui taliña para uflecha gui jinemjom y manunas na corason.
3Kana nheyo dzakaparadzwa, Akarurama angaiteiko?
3Yaguin y plinanta sija esta mayulang: jafa siña y manunas ujafatinas.
4Jehovha uri mutemberi yake tsvene, Iye Jehovha, chigaro chake choushe chiri kudenga; Meso ake anotarira, mafungiro ameso ake anoidza vana vavanhu.
4Si Jeova gaegue gui santos na temploña; si Jeova, y tronuña gaegue gui langet; y atadogña manlilie yan y babaliña jachachague y famaguon y taotao.
5Jehovha anoidza vakarurama; Asi mweya wake unovenga wakaipa neanomanikidza.
5Si Jeova jachachague y manunas: lao y manaelaye, ya y gumaeya mandague, y antiña chumatlie.
6Achanisira misungo pamusoro pavakaipa; Moto nesuriferi nemhepo inopisa, ndiwo uchava mukombe wavo wavakagoverwa.
6Uuchan y casiyas gui jilo y manaelaye: guafe yan asufre ya y manglo na mañila y patteña gui basuña.
7Nekuti Jehovha akarurama; anoda zvakarurama; Vakarurama vachaona chiso chake.
7Sa y tinas Jeova; yaña y tinas: ya jaatan y manunas y mataña.