Shona

Chamorro: Psalms, Gospels, Acts

Psalms

145

1Ndichakukudzai kwazvo, Mwari wangu, imwi Mambo; Ndicharumbidza zita renyu nokusingaperi-peri.
1Y Salmon Alabansa; iyon David. JUNADANGCULO jao Yuusso, O Ray; jubendise y naanmo para taejinecog yan taejinecog.
2Ndichakurumbidzai zuva rimwe nerimwe; Ndichakudza zita renyu nokusingaperi-peri.
2Cada jaane jubendise jao; ya bae jualaba y naanmo para taejinecog yan taejinecog.
3Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Ukuru hwake haunganzverwi.
3Dangculo si Jeova, ya sumendangculo para umaalaba; ya y dinangculoña ti comprediyon.
4Rudzi rumwe rucharumbidza mabasa enyu kuno rumwe, Vachadudzira zvamakaita zvine simba.
4Un generasion ualaba y chechomo gui otro generasion, yan ujadeclara y matatnga na finatinasmo sija.
5Ndichafungisisa kubwinya koumambo bwenyu hunokudzwa, Namabasa enyu anoshamisa.
5Jujajaso ni y minalag na minagas y inenramo, yan y mannamanman y chechomo.
6Vanhu vachataura vachireva simba ramabasa enyu anotyisa; Neni ndichadudzira ukuru bwenyu.
6Ya y taotao sija ujasangan y ninasiñan y namaañao na finatinasmo sija; ya guajo bae judeclara y dinangculomo.
7Vachareva vachiyeudzira kunaka kwenyu kukuru, Nokuimbira kururama kwenyu.
7Ujasangan y majason dinangculon y minaulegmo, ya ufanganta ni y tininasmo.
8Jehovha anenyasha, azere netsitsi, Haachimbidziki kutsamwa, anetsitsi zhinji.
8Si Jeova, cariñosogüe, yan bula minaase; ñateng para ulalalo, ya dangculo minaaseña.
9Jehovha anomoyo wakanaka kuna vose. Tsitsi dzake dziri pamabasa ake ose.
9Si Jeova mauleg para todo: ya y cariñoso na minaaseña gui jilo todo y chechoña.
10Mabasa enyu ose achakuvongai Jehovha; Navatsvene venyu vachakurumbidzai.
10Todo y chechomo uninalaba jao, O Jeova; ya y mañantosmo unmabendise jao.
11Vachataura vachireva kubwinya koushe bwenyu, Nokuparidza simba renyu;
11Ujasangan y minalag y raenomo, yan ufanguentos ni y ninasiñamo.
12Kuti vazivise vanakomana vavanhu mabasa ake anesimba, Nokubwinya koumambo hwoushe hwake.
12Para ujanamatungo y matatnga na finatinasña sija gui lalajen taotao, yan y minalag y minagasña gui raenoña.
13Ushe bwenyu ndihwo ushe husingaperi, Noumambo bwenyu huchagara nokusingaperi.
13Y raenomo, taejinecog na raeno, ya y gobietnomo gagaegueja para todo y generasion.
14Jehovha anotsigira vose vanowa, Anosimudza vose vakakotamiswa pasi.
14Si Jeova mumantiene todo ayo sija y mamodong, yan jajatsa todo ayo y manetecon.
15Meso avose anotarira kwamuri; Munovapa zvokudya zvavo panguva yakafanira.
15Todo y atadog sija numanangga jao; ya jago numae sija nañija gui mauleg na tiempo.
16Munotadzanura ruoko rwenyu, Ndokugutisa zvipenyu zvose.
16Unbaba y canaemo, ya unnafannajong todo y minalago y manlâlâlâ na güinaja.
17Jehovha akarurama panzira dzake dzose, Anenyasha pazvose zvaanoita.
17Si Jeova tunas güe gui todo y chalanña; ya cariñoso gui todo y chechoña.
18Jehovha ari pedo navose vanodana kwaari, Vose vanodana kwaari nezvokwadi.
18Si Jeova jijot gui todo ayo sija y umaagang gue; gui todo ayo y umaagang güe ni y minagajet.
19Achaitira vanomutya sezvavanoda; Achanzwawo kudanidzira kwavo; ndokuvaponesa.
19Güiya unafanbula y minalago ayo sija y manmaañao nu güiya: ujungog locue y inagangñija, ya usatba sija.
20Jehovha anochengeta vose vanomuda Asi vakaipa achavaparadza vose.
20Si Jeova jaadadaje todo ayo sija y gumaeya güe: lao todo y manaelaye uyulang.
21Muromo wangu uchataura kurumbidzwa kwaJehovha, Vanhu vose ngavarumbidze zita rake dzvene nokusingaperi-peri.
21Y pachotto usangan y tinina as Jeova: ya polo todo y catne, ya utinina y santos na naanña, para taejinecog yan taejinecog.