Shona

Chamorro: Psalms, Gospels, Acts

Psalms

43

1Nditongerei Mwari, mundireverere pamhosva yangu parudzi rusina tsitsi; Ndirwirei pamunhu anonyengera asina kururama.
1JUSGAYO, O Yuus, ya unsangan y mumujo contra y nasion ni y ti manjonggue: O coneyo gui manmandadague, yan y manaelaye na taotao.
2nekuti ndimi Mwari simba rangu; mandirasireiko? Ndinofambireiko ndichichema nokuda kokumanikidza komuvengi?
2Sa jago Yuus y ninasiñajo; jafa na unrechasa? ya fafa mina tristeyo pot y chiniguit y enemigo?
3Tumai chiedza chenyu nechokwadi chenyu; zvinditungamirire; Zvindisvitse kugomo renyu dzvene, Nokutabhenakeri dzenyu.
3O tago y mananamo, yan y minagajetmo; ya uesgaejonyo: ya uchuleyo asta y santos na egsomo, yan y tabetnaculumo.
4Ipapo ndichasvika kuaritari yaMwari, Kuna Mwari, iye mufaro wangu mukuru; Ndichakurumbidzai nembira, imwi Mwari, Mwari wangu.
4Sa bae jujalom gui attat Yuus, y as Yuus nae gaegue y dangculon minagofjo; Ja jutuna jao yan y atpa, O Yuus, Yuusso.
5Unosuwireiko, mweya wangu? Unoshaiwa rugare neiko mukati mangu? Tarira kuna Mwari; nekuti ndichazomurumbidza hangu, Iye muponesi wechiso changu, naMwari wangu.
5Jafa na dumilog jao, O antijo? yan jafa na estotba jao gui jinalomjo? Nangga si Yuus; sa bae jutuna güe, ni y inayuda nu y matajo, yan y Yuusso.