Shona

Welsh

Amos

3

1Inzwai shoko iri rakataurwa naJehovha pamusoro penyu, imwi vana vaIsiraeri, pamusoro porudzi rwose rwandakabudisa panyika yeEgipita, ndichiti,
1 Gwrandewch y gair a lefarodd yr ARGLWYDD yn eich erbyn, bobl Israel, yn erbyn yr holl deulu a ddygais i fyny o'r Aifft:
2Ndimi moga vandakaziva pakati pamarudzi ose enyika; naizvozvo ndichakurovai pamusoro pezvakaipa zvenyu zvose.
2 "Chwi'n unig a adwaenais o holl deuluoedd y ddaear; am hynny, fe'ch cosbaf chwi am eich holl gamweddau."
3Ko vaviri vangafamba pamwechete vasina kusangana here?
3 A gerdda dau gyda'i gilydd heb wneud cytundeb?
4Ko shumba ingaomba mudondo isina chayakaruma here? Ko shumba duku ingarira mubako rayo isina chayakabata here?
4 A rua llew yn y goedwig pan fydd heb ysglyfaeth? A waedda'r llew ifanc o'i ffau pan fydd heb ddal dim?
5Ko shiri ingawira pasi mumusungo paisina kudzikirwa rugombe here? Ko musungo ungaurukira kumusoro usina chawakabata here?
5 A syrth aderyn ar y ddaear os nad oes magl iddo? A neidia'r groglath oddi ar y ddaear os nad yw wedi dal dim?
6Ko hwamanda ingaridzwa muguta, vanhu vakasatya here? Ko guta ringawirwa nezvakaipa, Jehovha asina kuzviita here?
6 A genir utgorn yn y ddinas heb i'r bobl ddychryn? A ddaw trychineb i'r ddinas heb i'r ARGLWYDD ei anfon?
7Zvirokwazvo, Ishe Jehovha haangaiti chinhu, asina kumbozivisa varanda vake vaporofita zvakavanzika zvake.
7 Ni wna'r Arglwydd DDUW ddim heb ddangos ei fwriad i'w weision, y proffwydi.
8Shumba yaomba; ndiani angarega kutya? Ishe Jehovha akataura; ndiani angarega kuporofita?
8 Rhuodd y llew; pwy nid ofna? Llefarodd yr Arglwydd DDUW; pwy all beidio � phroffwydo?
9Paridzirai mudzimba dzoushe paAshidhodhi, nomudzimba dzoushe munyika yeEgipita, muti, Unganai pamakomo eSamariya muone bope guru riripo nokumanikidzwa kuri mukati maro.
9 Cyhoeddwch wrth geyrydd Asyria, ac wrth geyrydd gwlad yr Aifft; dywedwch, "Ymgynullwch ar fynyddoedd Samaria, ac edrych ar y terfysgoedd mawr o'i mewn, ac ar y gorthrymderau sydd ynddi."
10nekuti havazivi kuita zvakarurama ndizvo, zvinotaura Jehovha ivo vanounganidza kumanikidza nokupamba mudzimba dzavo dzoushe.
10 "Ni wyddant sut i wneud yr hyn sy'n iawn," medd yr ARGLWYDD. "Y maent yn pentyrru trais ac ysbail yn eu ceyrydd."
11Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, Muvengi aripo, pose-pose panyika; iye achakubvisira simba rako, uye dzimba dzako dzeushe dzichapambwa.
11 Am hynny, fel hyn y dywed yr Arglwydd DDUW: "Daw gelyn i amgylchu'r wlad, a bwrw i lawr dy amddiffynfeydd ac ysbeilio dy geyrydd."
12Zvanzi naJehovha, Mufudzi sezvaanobvuta pamuromo weshumba makumbo maviri kana chipande chenzveve, saizvozvo vana vaIsiraeri vachabvutwawo, ivo vagere Samaria pamucheto weuvato, uye pamitsamiro yemicheka yesiriki yemubhedha.
12 Fel hyn y dywed yr ARGLWYDD: "Fel y gwareda'r bugail ddwy goes neu ddarn o glust o safn y llew, felly o'r Israeliaid sy'n trigo yn Samaria, gwaredir cwr o fatras neu ddarn o wely."
13Inzwa, mupupurire imba yaJakove, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, Mwari wehondo.
13 "Clywch, a thystiwch yn erbyn tu375? Jacob," medd yr Arglwydd DDUW, Duw'r Lluoedd.
14nekuti nezuva randicharova Isiraeri pamusoro pokudarika kwavo, ndicharovawo maaritari eBhetieri; nyanga dzearitari dzichagurwa nokuwira pasi.
14 "Ar y dydd y cosbaf Israel am ei bechodau, fe gosbaf allorau Bethel; torrir cyrn yr allor, a syrthiant i'r llawr.
15Ndichaputsa dzimba dzechando pamwechete nedzimba dzezhizha; dzimba dzenyanga dzenzou dzichaparadzwa, uye dzimba huru dzichapera, ndizvo zvinotaura Jehovha.
15 Difethaf y tu375? gaeaf a'r tu375? haf; derfydd am y tai ifori, a daw diwedd ar y tai mawrion," medd yr ARGLWYDD.