1Efuremu vanozvigutisa nemhepo, vanoteverera mhepo yokumabvazuva; vanoramba vachiwedzera nhema nokuparadza; vanoita sungano neAsiria, uye mafuta anoiswa Egipita.
1 Y mae Effraim yn bugeilio gwynt, ac yn dilyn gwynt y dwyrain trwy'r dydd; amlh�nt dwyll a thrais; gwn�nt gytundeb ag Asyria, a dygant olew i'r Aifft.
2Jehovha ane gakava naJudhawo, acharova Jakove pamusoro penzira dzake, achamuripira pamusoro pezvaakaita.
2 Y mae gan yr ARGLWYDD achos yn erbyn Jwda; fe gosba Jacob yn �l ei ffyrdd, a thalu iddo yn �l ei weithredoedd.
3Muchizvaro akabata chichitsinho chomukuru wake, ava nesimba romurume akaita mitsimba naMwari;
3 Yn y groth gafaelodd yn sawdl ei frawd, ac wedi iddo dyfu ymdrechodd � Duw.
4zvirokwazvo, akava nesimba pamusoro pemutumwa akakunda; akachema, akamunyengetera; akamuwana paBhetieri, akataurapo nesu,
4 Ymdrechodd �'r angel a gorchfygu; wylodd a cheisiodd ei ffafr. Ym Methel y cafodd ef, a siarad yno ag ef �
5iye Jehovha, Mwari wehondo; Jehovha ndiro zita rokumurangarira naro.
5 ARGLWYDD Dduw y lluoedd, yr ARGLWYDD yw ei enw.
6Naizvozvo chidzokera kuna Mwari wako; chengeta rudo nokururamisa, urambe uchimirira Mwari wako.
6 A thithau, trwy nerth dy Dduw, dychwel, cadw deyrngarwch a barn, a disgwyl wrth dy Dduw bob amser.
7Iye muKanani, zviyero zvinonyengera zviri muruoko rwake, anofanira kumanikidza.
7 Y mae masnachwr a chanddo gloriannau twyllodrus yn caru gorthrymu.
8Asi Efuremu anoti, Zvirokwazvo, ndafuma, ndazviwanira fuma; pamabasa angu ose havangawani kwandiri zvakaipa zvezvivi.
8 Dywedodd Effraim, "Yn wir, 'rwy'n gyfoethog, ac enillais olud; yn fy holl enillion ni cheir na drygioni na phechod."
9Asi ndini Jehovha Mwari wako, kubva panyika yeEgipita; ndichakugarisaizve mumatende, sapamazuva emitambo yakatarwa.
9 "Myfi yw'r ARGLWYDD dy Dduw, a'th ddygodd o wlad yr Aifft; gwnaf iti eto drigo mewn pebyll, fel yn nyddiau'r u373?yl sefydlog.
10Ndakataurawo navaporofita, ndikawanza zvandakavaratidza; ndakavataurira zvifananidzo nemiromo yavaporofita.
10 "Lleferais wrth y proffwydi; ac amlheais weledigaethau a dangos gwers trwy'r proffwydi.
11Ko paGiriyadhi pane zvakaipa here? Havana maturo chose; vanobaya nzombe paGirigari; zvirokwazvo maaritari avo akaita matutu amabwe pamihoronga yeminda.
11 Am fod eilunod yn Gilead, pethau cwbl ddiddim; am fod aberthu teirw yn Gilgal, bydd eu hallorau fel pentyrrau cerrig ar rychau'r meysydd."
12Jakove akatizira kunyika yeArami, Isiraeri akabatira mukadzi, akafudza makwai kuti awane mukadzi.
12 Ffodd Jacob i dir Aram; gwasanaethodd Israel am wraig; am wraig y cadwodd ddefaid.
13Jehovha akabudisa Isiraeri paEgipita nomuporofita, akazochengetwa nomuporofita.
13 Trwy broffwyd y dygodd yr ARGLWYDD Israel o'r Aifft, a thrwy broffwyd y cadwyd ef.
14Efuremu vakatsamwisa Jehovha zvikuru; naizvozvo mhaka yeropa rake ichasiiwa kwaari, Ishe wake achadzosera kuzvidzwa kwake kwaari.
14 Cythruddodd Effraim ef yn chwerw, a bydd i'w Arglwydd ei adael yn ei euogrwydd, a throi ei waradwydd yn �l arno.