1Zvino naJehovha, Vane nhamo vana vanondimukira, vanofunga mano vasingandibvunzi, vanoita sungano zvisingabvi paMweya wangu,kuti vawedzere zvivi nezvivi;
1 "Gwae chwi, blant gwrthryfelgar," medd yr ARGLWYDD, "sy'n gweithio cynllun na ddaeth oddi wrthyf fi, ac yn dyfeisio planiau nad ysbrydolwyd gennyf fi, ac yn pentyrru pechod ar bechod.
2vanozvirongedza kuenda Egipita, vasina kundibvunza, kuti vazvisimbise nesimba raFarao, nokuvanda mumumvuri weEgipita.
2 �nt i lawr i'r Aifft, heb ofyn fy marn, i geisio help gan Pharo, a lloches yng nghysgod yr Aifft.
3Naizvozvo simba raFarao richakunyadzisai, kuvanda kwenyu mumumvuri waFarao kuchava kukanganisa kwenyu.
3 Ond bydd help Pharo yn dwyn gwarth arnoch, a lloches yng nghysgod yr Aifft yn waradwydd.
4nekuti machinda avo ari paZoani, nhume dzake dzakasvika Hanesi.
4 Canys, er bod ei swyddogion yn Soan a'i genhadau mor bell � Hanes,
5Vose vachanyadziswa pamusoro porudzi rwavanhu vasingagoni kuvafumisa, vasingavabatsiri kana kuvafumisa, asi kuvanyadzisa nokuvashovodza.
5 fe ddaw pob un i gywilydd oherwydd pobl ddi-fudd, nad ydynt yn help na lles�d, ond yn warth a gwaradwydd."
6Chirevo pamusoro pezvikara zvenyika yezasi. Panyika yokutambudzika neyokuchema, kunobva shumba hadzi negonho, nenyoka, nenyoka yomoto inobhururuka, ndipo pavanotakudza fuma yavo pamusoro pamafudzi avana vembongoro, nezvinokosha zvavo panyundwa dzemakamera, vachizviisa kuvanhu vasingavafumisi.
6 Oracl am anifeiliaid y Negef: Trwy wlad caledi a loes, gwlad y llewes a'r llew, y wiber a'r sarff hedegog, fe gludant eu cyfoeth ar gefn asynnod a'u trysorau ar grwmp camelod, at bobl ddi�fudd.
7nekuti Egipita inobatsira pasina, zvisina maturo; saka ndakaitumidza zita rokuti, Rahabhi anongogara zvake.
7 Canys y mae help yr Aifft yn ofer a gwag; am hynny galwaf hi, Rahab segur.
8Zvino chienda, uzvinyore pamberi pavo pabwendefa rebwe, uzvinyore mubhuku, zvivepo panguva inouya nokusingaperi-peri.
8 Yn awr dos ac ysgrifenna ar lech, a nodi hyn mewn llyfr, iddo fod mewn dyddiau a ddaw yn dystiolaeth barhaol.
9nekuti ava rudzi runondimukira, vana vane nhema, vana vasingadi kunzwa murayiro waJehovha;
9 Pobl wrthryfelgar yw'r rhain, plant celwyddog, plant na fynnant wrando cyfraith yr ARGLWYDD,
10vanoti kuvaoni, Musaona; nokuvaporofita. Musatiporofitira zvinhu zvakarurama, tiudzei zvinofadza, tiporofitire zvinonyengera,
10 ond sy'n dweud wrth y gweledyddion, "Peidiwch ag edrych", ac wrth y proffwydi, "Peidiwch � phroffwydo i ni bethau uniawn, ond llefarwch weniaith a gweledigaethau hudolus.
11ibvai panzira, tsaukai pagwara, bvisai Mutsvene waIsiraeri pamberi pedu.
11 Trowch o'r ffordd, gadewch y llwybr uniawn, parwch i Sanct Israel adael llonydd i ni."
12Naizvozvo zvanzi noMutsvene waIsiraeri, Zvamunozvidza shoko iri, muchivimba nokumanikidzwa nokunyengera, muchizvitenda izvo;
12 Am hynny, fe ddywed Sanct Israel fel hyn: "Am i chwi wrthod y gair hwn ac ymddiried mewn twyll a cham, a phwyso arnynt,
13naizvozvo kuipa uku kuchava kwamuri sapakakoromoka panoda kuwa, panotsveyama parusvingo rwakareba, panowa kamwekamwe pakarepo.
13 bydd y drygioni hwn yn eich golwg fel mur uchel a hollt yn rhedeg i lawr ar ei hyd, ac yn sydyn, mewn eiliad, yn chwalu;
14Uchaiputsa sezvinoputswa mudziyo womuumbi, uchaiputsa-putsa asine nyasha, kusvikira pachishaikwa pakati pezvimedu zvayo chaenga chokundogoka moto nacho pachoto, kana kutekesa mvura nacho patsime.
14 bydd yn torri fel llestr crochenydd, yn chwilfriw ulw m�n; ni cheir ymysg ei ddarnau gragen i godi t�n oddi ar aelwyd, neu i godi du373?r o ffos."
15nekuti zvanzi naIshe Jehovha, Mutsvene waIsiraeri, Pakudzoka nokuzorora ndipo panoruponeso rwenyu, pakunyarara napakutenda ndipo pachava nesimba renyu; asi makaramba,
15 Canys fel hyn y dywed yr Arglwydd DDUW, Sanct Israel: "Wrth ddychwelyd a bod yn dawel y byddwch gadwedig, wrth lonyddu a bod yn hyderus y byddwch gadarn. Ni fynnwch chwi hyn, ond dweud,
16mukati, Kwete, tichatiza takatasva mabhiza; saka muchatiza zvenyu; uyezve, Tichatasva mabhiza anomhanyisa; saka vanodzingana nemwi vachamhanyisa.
16 'Nid felly, fe ffown ni ar feirch.' Felly bydd yn rhaid i chwi ffoi. 'Fe farchogwn ni feirch cyflym,' meddwch. Felly bydd eich erlidwyr yn gyflym.
17Vane chiuru vachatiza kana vachivambwa nomumwe; muchatiza kana muchivambwa navashanu; kusvikira masiiwa sedanda pamusoro pegomo, somureza pamusoro pechikomo.
17 Bydd mil yn ffoi ar fygythiad un; ar fygythiad pump, fe ffowch nes eich gadael fel lluman ar ben mynydd, ac fel baner ar fryn."
18Naizvozvo Jehovha achambomira, kuti akunzwirei tsitsi; naizvozvo achakudzwa, kuti ave nenyasha nemi, nekuti Jehovha ndiMwari wokururamisira; vakaropafadzwa vose vanomumirira.
18 Er hynny, y mae'r ARGLWYDD yn disgwyl i gael trugarhau wrthych, ac yn barod i ddangos tosturi. Canys Duw cyfiawnder yw'r ARGLWYDD; gwyn ei fyd pob un sy'n disgwyl wrtho.
19nekuti vanhu vachagara paZiyoni paJerusaremu; hamungazochemi, zvirokwazvo achakunzwirai tsitsi, kana achinzwa kuchema kwenyu; kana achinzwa, achakupindurai.
19 Chwi bobl Seion, trigolion Jerwsalem, peidiwch ag wylo mwyach. Bydd ef yn rasol wrth su373?n dy gri; pan glyw di, fe'th etyb.
20Kunyange Ishe akakupai chingwa chenhamo nemvura yokutambudzika, kunyange zvakadaro vadzidzisi venyu havangavandi, asi meso enyu achaona vadzidzisi venyu;
20 Er i'r Arglwydd roi iti fara adfyd a du373?r cystudd, ni chuddir dy athrawon mwyach, ond caiff dy lygaid eu gweld.
21nzeve dzenyu dzichanzwa shoko shure kwenyu, richiti, Heyi nzira, fambai nayo! Kana muchida kutsaukira kurudyi, kana zvimwe muchida kutsaukira kuruboshwe.
21 Pan fyddwch am droi i'r dde neu i'r chwith, fe glywch �'ch clustiau lais o'ch �l yn dweud, "Dyma'r ffordd, rhodiwch ynddi."
22Muchashatisa sirivha yakafukidza mifananidzo yenyu yakavezwa, nendarama yakanamirwa pamifananidzo yenyu yakaumbwa; uchairashira kure sechinhu chakashata; uchati kwachiri, Ibva pano.
22 Fe ffieiddiwch eich delwau arian cerfiedig a'ch eilunod euraid. Gwrthodi hwy fel budreddi; dywedi wrthynt, "Bawiach."
23Achakupa mvura yokumeresa mbeu yako, yauchadzvara muvhu; nezvokudya, zvinoberekwa nevhu, zvichava zvakakora zvizhinji. Nezuva iro mombe dzenyu dzichafura pamafuro makuru;
23 Ac fe rydd ef iti law i'r had a heui yn y pridd, a bydd cynnyrch y ddaear yn rawn bras a llawn; bydd dy anifeiliaid yn pori mewn porfa eang yn y dydd hwnnw,
24nzombe navana vembongoro, zvinorima minda, zvichadya zvokudya zvakarungwa; zvakarudzwa nemitsvairo nemisero.
24 a chaiff yr ychen a'r asynnod sy'n llafurio'r tir eu bwydo � phorthiant blasus, wedi ei nithio � fforch a rhaw.
25Pamusoro pegomo rimwe nerimwe rakareba napachikomo chimwe nechimwe chakwirira, pachava nenzizi nehova dzemvura, nezuva rokuurawa kukuru kana shongwe dzichiwa.
25 Ar bob mynydd uchel a bryn dyrchafedig bydd afonydd a ffrydiau o ddu373?r, yn nydd y lladdfa fawr, pan syrth y tyrau.
26Uyezve, chiedza chomwedzi chichafanana nechiedza chezuva, chiedza chezuva chichawedzerwa kanomwe; sechiedza chamazuva manomwe, nezuva iro kana Jehovha achisunga pakakuvara pavanhu vake, nokuporesa vanga ravakarohwa.
26 A bydd llewyrch y lleuad fel llewyrch yr haul, a llewyrch yr haul yn seithwaith mwy, fel llewyrch saith diwrnod, ar y dydd pan fydd yr ARGLWYDD yn rhwymo briw ei bobl, ac yn iach�u'r archoll ar �l eu taro.
27Tarirai, zita raJehovha rinobva kure, richipisa nokutsamwa kwake, richibudisa utsi uzhinji; miromo yake izere nehasha, rurimi rwake rwakafanana nomoto unopedza zvose;
27 Wele, daw enw'r ARGLWYDD o bell; bydd ei ddigofaint yn llosgi a'i gynddaredd yn llym, ei wefusau'n llawn o ddicter a'i dafod fel t�n ysol,
28mweya wake wakaita sorwizi runodira kunze, runosvikira pamutsipa, kuti asere marudzi avanhu nomusero wokuparadza; matomu anotsausa achava mumiromo yavanhu.
28 ei anadl fel llifeiriant yn rhuthro ac yn cyrraedd at y gwddf; bydd yn hidlo'r cenhedloedd � gogr dinistriol, ac yn gosod ffrwyn ym mhennau'r bobloedd i'w harwain ar gyfeiliorn.
29Muchaimba rwiyo, sezvinoitwa usiku kana mutambo mutsvene uchitambwa; muchava nokufara komoyo, wakafanana nowomunhu anoenda achiridza nyere kugomo raJehovha, kudombo raIsiraeri.
29 Ond i chwi fe fydd c�n, fel ar noson o u373?yl sanctaidd; a bydd eich calon yn llawen, fel llawenydd rhai'n dawnsio i su373?n ffliwt wrth fynd i fynydd yr ARGLWYDD, at Graig Israel.
30Jehovha achanzwisa inzwi rake roumambo, acharatidza kuburuka koruoko rwake, nokutsamwa kwake kukuru, nomurazvo womoto unopedza zvose, nechamupupuri, nokunaya kukuru kwemvura, nechimvuramabwe.
30 Bydd yr ARGLWYDD yn peri clywed ei lais mawreddog, ac yn dangos ei fraich yn taro mewn dicter llidiog a fflamau t�n ysol, mewn torgwmwl a thymestl a chenllysg.
31nekuti muAsiria achakanganiswa nenzwi raJehovha; achamurova neshamhu.
31 Bydd Asyria yn brawychu rhag su373?n yr ARGLWYDD, pan fydd ef yn taro �'i wialen.
32Kurova kose kwetsvimbo yakatumwa, yaacharohwa nayo naJehovha, kuchaitwa nokurira kwengoma nembira; acharwa navo nokurwa kuchazunungusa.
32 Wrth iddo'i chosbi, bydd pob curiad o'i wialen, pan fydd yr ARGLWYDD yn ei gosod arni, yn cadw'r amser i dympanau a thelynau, yn y rhyfeloedd pan gyfyd ei fraich i ymladd yn eu herbyn.
33nekuti Tofeti rakagara ragadzirwa, zvirokwazvo rakagadzirirwa mambo; wakaridzikisa nokurikurisa; dutu riripo moto nehuni zhinji; mweya waJehovha, wakafanana norwizi rwesariferi, uchazvipfutidza.
33 Oherwydd darparwyd Toffet erstalwm, a'i baratoi i'r brenin, a'i wneud yn ddwfn ac yn eang, a'i bwll t�n yn llawn o goed, ac anadl yr ARGLWYDD fel ffrwd o frwmstan yn cynnau'r t�n.