Shona

Welsh

Isaiah

5

1Ngandiimbire mudiwa wangu rwiyo rwomudiwa wangu pamusoro pomunda wake wemizambiringa. Mudiwa wangu waiva nomunda wemizambiringa pachikomo chakaorera;
1 Mi ganaf i'm hanwylyd ganig serch am ei winllan. Yr oedd gan f'anwylyd winllan ar fryncyn tra ffrwythlon;
2akautimba, akabvisa mabwe awo ose, akasimamo mizambiringa yakaisvonaka, akavaka shongwe mukati mawo, ndokucherawo chisviniro mukati mawo; zvino akatarira kuti ubereke mazambiringa, asi wakabereka mazambiringa ebundo.
2 fe'i cloddiodd, a'i digaregu; fe'i plannodd �'r gwinwydd gorau; cododd du373?r yn ei chanol, a naddu gwinwryf ynddi. Disgwyliodd iddi ddwyn grawnwin, ond fe ddygodd rawn drwg.
3Zvino imwi mugere Jerusaremu navarume vaJudha, ndinokumbira kuti motonge pakati pangu nomunda wangu wemizambiringa.
3 Yn awr, breswylwyr Jerwsalem, a chwi, bobl Jwda, barnwch rhyngof fi a'm gwinllan.
4Chinyiko chaifanira kuitirwa munda wangu wemizambiringa chandisina kuuitira? Zvino ndichitarira kuti uchabereka mazambiringa, wakagoberekerei mazambiringa ebundo?
4 Beth oedd i'w wneud i'm gwinllan, yn fwy nag a wneuthum? Pam, ynteu, pan ddisgwyliwn iddi ddwyn grawnwin, y dygodd rawn drwg?
5Zvino ndichakuudzai zvandichaitira munda wangu wemizambiringa, Ndichabvisa ruzhowa rwawo, udyiwe; ndichaputsa rusvingo rwawo, utsikwe;
5 Yn awr, mi ddywedaf wrthych beth a wnaf i'm gwinllan. Tynnaf ymaith ei chlawdd, ac fe'i difethir; chwalaf ei mur, ac fe'i sethrir dan draed;
6ndichauparadza; haungarangurwi, kana kurimwa; asi uchamera mhinzwa norukato; ndicharayira makore, kuti arege kunayisa mvura pamusoro pawo.
6 gadawaf hi wedi ei difrodi; ni chaiff ei thocio na'i hofio; fe dyf ynddi fieri a drain, a gorchmynnaf i'r cymylau beidio � glawio arni.
7nekuti munda wemizambiringa waJehovha wehondo ndiyo imba yaIsiraeri, varume vaJudha muti wake unomufadza; zvino akatsvaka kwavari kururamisira, asi tarira, akawana kumanikidza, akatsvaka kururama, asi tarira, akawana kuchema.
7 Yn wir, gwinllan ARGLWYDD y Lluoedd yw tu375? Israel, a phobl Jwda yw ei blanhigyn dethol; disgwyliodd gael barn, ond cafodd drais; yn lle cyfiawnder fe gafodd gri.
8Vane nhamo vanowedzera dzimba nedzimba, vanobatanidza minda neminda, kusvikira pasina nzvimbo, kusvikira imwi mogara muri moga panyika.
8 Gwae'r rhai sy'n cydio tu375? wrth du375?, sy'n chwanegu cae at gae nes llyncu pob man, a'ch gadael chwi'n unig yng nghanol y tir.
9Jehovha wehondo anotaura munzeve dzangu, achiti, Zvirokwazvo, dzimba zhinji dzichava matongo, dzimba huru nedzakanaka dzichashayiwa vanogaramo.
9 Tyngodd ARGLWYDD y Lluoedd yn fy nghlyw, "Bydd plastai yn anghyfannedd, a thai helaeth a theg heb drigiannydd.
10nekuti maeka ane gumi emizambiringa achabereka bati rimwe chete, nehomeri rembeu richabereka efa imwechete.
10 Bydd deg cyfair o winllan yn dwyn un bath, a homer o had heb gynhyrchu dim ond un effa."
11Vane nhamo vanomuka mangwanani kundotsvaka doro rinobata, vanoswerera kusvikira usiku, kusvikira vapengeswa naro.
11 Gwae'r rhai sy'n codi'n fore i ddilyn diod gadarn, ac sy'n oedi hyd yr hwyr nes i'r gwin eu cynhyrfu.
12Rudimbwa, nembira, nengoma, nenyere, newaini zviripo pamitambo yavo; asi havana hanya nebasa raJehovha, havarangariri zvakaitwa namaoko ake.
12 Yn eu gwleddoedd fe geir y delyn a'r nabl, y tabwrdd a'r ffliwt a'r gwin; ond nid ystyriant waith yr ARGLWYDD nac edrych ar yr hyn a wnaeth.
13Saka vanhu vangu vakatapwa nokushayiwa zivo; vakakudzwa pakati pavo vanoziya nenzara, vazhinji vavo vanofa nenyota.
13 Am hynny, caethgludir fy mhobl o ddiffyg gwybodaeth; bydd eu bonedd yn trengi o newyn a'u gwerin yn gwywo gan syched.
14Saka Sheori rakawedzera kukara kwaro nokushamisa muromo waro zvikuru; vakakudzwa vavo, navazhinji vavo, navanozvikudza vavo, nowanofara pakati pavo, vanoburukiramo.
14 Am hynny, lledodd Sheol ei llwnc, ac agor ei cheg yn ddiderfyn; fe lyncir y bonedd a'r werin, ei thyrfa a'r sawl a ymffrostia ynddi.
15Vanhu vaduku vakakotamiswa, navakuru vakaninipiswa, nameso avanozvikudza akaninipiswa.
15 Darostyngir gwreng a bonedd, a syrth llygad y balch;
16Asi Jehovha wehondo achakudzwa pakutonga kwakarurama, naMwari iye Mutsvene achaonekwa ari mutsvene nokururama kwake.
16 ond dyrchefir ARGLWYDD y Lluoedd mewn barn, a sancteiddir y Duw sanctaidd mewn cyfiawnder.
17Ipapo makwayana achafura saanenge ari pamafuro, awo vanodzungaira vachadya makura avafumi.
17 Yna bydd u373?yn yn pori fel yn eu cynefin, a'r mynnod geifr yn bwyta ymysg yr adfeilion.
18Vane nhamo vanokweva zvakaipa nerwodzi rwenhema, nezvivi sezvinenge namabote engoro;
18 Gwae'r rhai sy'n tynnu drygioni � rheffynnau oferedd, a phechod megis � rhaffau men,
19vanoti, Ngaakurumidze, ngaachimbidzike nebasa rake, kuti tizvione; zvakafungwa noMutsvene wavaIsiraeri ngazviswedere, kuti tizvizive.
19 y rhai sy'n dweud, "Brysied, prysured gyda'i orchwyl, inni gael gweld; doed pwrpas Sanct Israel i'r golwg, inni wybod beth yw."
20Vane nhamo vanoti zvakaipa ndizvo zvakanaka, uye zvakanaka kuti ndizvo zvakaipa, vanoisa rima panzvimbo yechiedza, nechiedza panzvimbo yerima; vanoisa zvinovava panzvimbo yezvinotapira, nezvinotapira panzvimbo yezvinovava.
20 Gwae'r rhai sy'n galw drwg yn dda, a da yn ddrwg, sy'n gwneud tywyllwch yn oleuni, a goleuni yn dywyllwch, sy'n gwneud chwerw yn felys a melys yn chwerw.
21Vane nhamo vanozviti takachenjera, vanoti pakufunga kwavo tine njere.
21 Gwae'r rhai sy'n ddoeth yn eu golwg eu hunain, ac yn gall yn eu tyb eu hunain.
22Vane nhamo vakaita mhare pakumwa waini, navarume vane simba pakuvhenganisa zvinobata;
22 Gwae'r rhai sy'n arwyr wrth yfed gwin, ac yn gryfion wrth gymysgu diod gadarn,
23vanoti akaipa haane mhosva nokuda kwefufuro, vanotorera wakarurama kururama kwake.
23 y rhai sy'n cyfiawnhau'r euog am wobr, ac yn gwrthod cyfiawnder i'r cyfiawn.
24Naizvozvo murazvo womoto sezvaunopedza hundi uye uswa hwakawoma sezvahunongoperera mumurazvo, saizvozvo mudzi wavo uchaora, ruva ravo richatorwa kumusoro seguruva; nekuti vakaramba murayiro waJehovha wehondo, nokushora shoko roMutsvene waIsiraeri.
24 Am hynny, fel yr ysir y sofl gan dafod o d�n ac y diflanna'r m�n us yn y fflam, felly y pydra eu gwreiddyn ac y diflanna eu blagur fel llwch; am iddynt wrthod cyfraith ARGLWYDD y Lluoedd, a dirmygu gair Sanct Israel.
25Saka kutsamwa kwaJehovha kwakamukira vanhu vake, akatambanudza ruoko rwake kwavari, akavarova; makomo anodedera, mitumbi yavo yafanana namarara pakati penzira dzomumusha. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, asi ruoko rwake rwakaramba rwakatambanudzwa nazvino.
25 Am hynny enynnodd llid yr ARGLWYDD yn erbyn ei bobl, ac estynnodd ei law yn eu herbyn, a'u taro; fe grynodd y mynyddoedd, a gorweddai'r celanedd fel ysgarthion ar y strydoedd. Er hynny ni throdd ei lid ef, ac y mae'n dal i estyn allan ei law.
26Achasimudzira marudzi anobva kure mureza, nokuvaridzira muridzo ivo vari kumigumo yenyika; tarirai, vachakurumidza kuuya vachichimbidzika.
26 Fe gyfyd faner i genhedloedd pell, a chwibana arnynt o eithaf y ddaear, ac wele, fe dd�nt yn fuan a chwim.
27Hapana achaneta kana kugumburwa pakati pavo; hakuna achakotsira kana kuvata; bhanhire rezviuno zvavo haringasunungurwi, rukanda rweshangu dzavo harungadambuki.
27 Nid oes neb yn blino nac yn baglu, nid oes neb yn huno na chysgu, nid oes neb a'i wregys wedi ei ddatod, nac a charrai ei esgidiau wedi ei thorri.
28Miseve yavo inopinza, uta hwavo hwose hwakakungwa; mazondo amabhiza avo achaita somusara, namavhiri engoro dzavo sechamupupuri;
28 Y mae eu saethau'n llym a'u bw�u i gyd yn dynn; y mae carnau eu meirch fel callestr, ac olwynion eu cerbydau fel corwynt.
29kuomba kwavo kuchaita sokwehadzi yeshumba, vachavomba savana veshumba; zvirokwazvo vachavomba, vachabata mhuka yavo, ndokuenda nayo, hapana angairwira.
29 Y mae eu rhuad fel llew; rhuant fel llewod ifanc, sy'n chwyrnu wrth afael yn yr ysglyfaeth a'i dwyn ymaith, heb neb yn ei harbed.
30Nezuva iro vachavaombera sokutinhira kwegungwa; kana munhu akatarira nyika, achaona rima nokutambudzika; chiedza chichasvibiswa namakore ayo.
30 Rhuant arni yn y dydd hwnnw, fel rhuad y m�r; ac os edrychir tua'r tir, wele dywyllwch a chyfyngdra, a'r goleuni yn tywyllu gan ei gymylau.