1Mwari, imwi muri Mwari wangu; ndichakutsvakai mangwanani; Mweya wangu unenyota kwamuri, nyama yangu inokushuvai, Panyika yakaoma, inonzwisa nyota, isina mvura.
1Psalmo de David, kiam li estis en la dezerto de Judujo. Ho Dio, mia Dio, Vin mi fervore sercxas; Soifas pri Vi mia animo, sopiras pri Vi mia karno, En lando seka, sensuka, kaj senakva.
2Naizvozvo ndakatarira kwamuri panzvimbo tsvene, Kuti ndione simba renyu nokubwinya kwenyu.
2Mi volus vidi Vin en Via sanktejo, Vidi Vian forton kaj gloron.
3nekuti unyoro bwenyu hunokunda upenyu; Miromo yangu ichakurumbidzai.
3CXar Via favoro estas pli bona ol vivo; Miaj lipoj Vin gloras.
4Naizvozvo ndichakuvongai ndichiri mupenyu; Ndichasimudza maoko angu nezita renyu.
4Tiel mi Vin gloradus en la dauxro de mia vivo, Levadus miajn manojn pro Via nomo.
5Mweya wangu uchaguta nezvinenge mongo namafuta; Muromo wangu uchakurumbidzai nemiromo inofara kwazvo;
5Kvazaux de graso kaj oleo satigxus mia animo, Kaj per vortoj de kanto Vin gloradus mia busxo.
6Kana ndichikurangarirai panhovo yangu, Ndichikufungai panguva dzousiku.
6Kiam mi rememoras Vin sur mia lito, En cxiuj partoj de la nokto mi meditas pri Vi.
7nekuti makanga muri mubatsiri wangu, Pamumvuri wamapapiro enyu ndipo pandichafara kwazvo.
7CXar Vi estis por mi helpo, Kaj en la ombro de Viaj flugiloj mi gxojas.
8Mweya wangu unokunamatirai nesimba rose; Ruoko rwenyu rworudyi runonditsigira.
8Mia animo algluigxis al Vi; Min subtenas Via dekstra mano.
9Asi avo, vanotsvaka kuparadza mweya wangu, Vachapinda munzvimbo dzapasi dzenyika.
9Kaj tiuj, kiuj penas pereigi mian animon, Iros en la profundon subteran.
10Vachakumikidzwa pasimba romunondo; Vachava mugove wamakava.
10Ili estos mortigitaj per glavo, Farigxos akiro de vulpoj.
11Asi mambo achafara munaMwari; Mumwe nomumwe anopika naye achafara kwazvo; nekuti muromo wavanoreva nhema uchadzivirwa.
11Kaj la regxo gxojos per Dio; Triumfos cxiu, kiu jxuras al Li; CXar sxtopigxos la busxo de tiuj, kiuj parolas malveron.