Shona

Paite

1 Chronicles

12

1Ava ndivo vakaenda kuna Dhavhidhi paZikiragi, achakariswa nokuda kwaSauro mwanakomana waKishi; ivo vaiva mhare, vaimubatsira pakurwa.
1Huchiin hiaite Ziklanga David kianga hongpaite ahi uh, Kis tapa Saul jiak maha a kihep chinten laiin: huchiin mi hatte lakah a om ua, kidounaa amah panpihmite.
2Vakanga vakabata uta, uye vaigona kuposha mabwe, nemiseve nouta noruoko rworudyi kana rworuboshwewo; dzaiva hama dzaSauro vokwaBhenjamini.
2Thaltein a kigalvan ua, suang kap leh thalpeua thal kapah khut taklam leh veilam a zangthei ua; amau Saul unaute Benjamin akipan ahi uhi.
3Mukuru akanga ari Ahiezeri, tevere Joashi, vanakomana vaShemaa muGibhiyati; naJezieri, naPereti, vanakomana vaAzimavheti; naBheraka, naJehu muAnatoti;
3A pipen Ahiezer ahi, huan Joas, Gibeath mi Sema tapate; Azmaveth tate Jeziel leh Pelet; Berka, Anathoth mi Jehu;
4naIshimaya muGibhiyoni, mhare pakati pavana makumi matatu, wairaira vana makumi matatu; naJeremiya, naJahazieri, naJohwanani, naJozabhadhi muGedherati;
4Huan Gibeon mi Esmai, sawmthumte laka mi hat, sawmthumte tungah; Jeremia, Jahaziel, Johanan leh Geerath mi Jozabad;
5naEruzai, naJerimoti, naBheriya, naShemaria, naShefatia muHarufi;
5Eluzai, Jerimot, Bealia, Semaria, Sephatia Haruph mi;
6naErikana, naIshiya, naAzareri, naJoezeri, naJoshobhiyami, vaKora;
6Elkana, Isia, Azarel, Joezer, Jasobeam, Korahit mi;
7naJoera, naZebhedhia vanakomana vaJehorami muGedhori.
7Huan Joela, Zebadia, Gedora Jeroham tapate.
8Vamwe vavaGadhi vakazvitsaurawo, vakaenda kuna Dhavhidhi kunhare kurenje, varume vane simba noumhare, varume vakanga vadzidza kurwa, vakanga vachigona kubata nhovo nepfumo; zviso zvavo zvakanga zvakaita sezveshumba, uye vaimhanya semharapara pamakomo;
8Huan Gad mite a hihleh gamdaia kulh ah David lamah a kituamseh ua, mi hangsan, kidouna adia chilsa, lum leh teipi khoih theite; a maitang uh humpinelkaite maitang banga, muala sajate banga kin;
9Ezeri akanga ari mukuru, wechipiri Obhadhiya, wechitatu Eriabhi;
9Ezer a pipen, Obadia a zom, zom, Eliab a thumna;
10wechina Misimana, weshanu Jeremiya;
10Mismanna a lina, Jeremia a ngana;
11wetanhatu Atai, wechinomwe Erieri;
11Attai a gukna, Eliel a sagihna;
12worusere Johwanani, wepfumbamwe Erizabhadhi;
12Johanan a giatna, Elzabad a kuana;
13wegumi Jeremiya; wegumi nomumwe Makibhanai.
13Jeremia a sawmna, Makbannai a sawmlehkhatna.
14Ndivo kuvana vaGadhi vaiva vakuru vehondo; muduku kwavari akanga akaenzana navane zana, nomukuru navane chiuru chezana.
14Hiai Gad tapate lakate sepaihhte heutute ahi uh: a neupen za khat toh a kikima, a lian penpen sang khat toh.
15Ndivo vakayambuka Joridhani pamwedzi wokutanga, panguva yarwakafashamira kunhivi dzarwo dzose; vakadzinga vose vakanga vagere pamipata, kumabvazuva nokumavirira.
15Hiaite a piaute a tup laia, kha khatnaa Jordan kana paite ahi ua; huchiin phaijangtea om tengteng, suahlam leh, tumlam tuaktuakte, delh jakte ahi uh.
16Navamwe vana vaBhenjamini navaJudha vakaendawo kuna Dhavhidhi munhare.
16Huan kulha David kiangah Benjamin leh Juda tate laka mi a hong ua.
17Dhavhidhi akabuda akasangana navo, akapindura, akati kwavari, Kana mauya kwandiri norugare kuzondibatsira, moyo wangu uchava nemi; asi kana mauya kuzondinyengera, kundiisa kuvadzivisi vangu, kunyange ndisine zvakaipa pamaoko angu, Mwari wamadzibaba edu ngaazvione, akutukei pamusoro pazvo.
17Huchiin amaute tuak dingin David a pai khiaa, a dawnga a kiang uah, Hon panpih dia lemna deiha ka kianga hong na hih ua leh, nou adin ka lungtang phan khawm ahi ding; himahleh ka khut ah bangmah hiamgamna a om kei chih theia, ka galte adia kei honman dinga hongpai na hih uleh, ka pipute uh Pathianin huai en henla, sal hen, a chi a.
18Ipapo mweya wakauya pamusuro paAmasai aiva mukuru wavana makumi matatu, akati, Tiri vanhu venyu, Dhavhidhi, tiri kurutivi rwenyu, mwanakomana waJese! Rugare, rugare ngaruve nemi, rugare ngaruve navabatsiri venyu; nekuti Mwari wenyu anokubatsirai. Ipapo Dhavhidhi akavagamuchira, akavaita vakuru veboka.
18Huailaiin sawmthumte laka pipenpa, Amasai tungah kha a hongtunga, Nanga ka hi ua, David, huan nang lamah, nang Jesai tapa: muanna, na kiangah om henla, nang honpanpihmite kiangah muanna: na Pathianin lah nang a honpanpih ngala, a chi a. Huailaiin Davidin amaute a nakipahpiha, pawl heutute dingin a bawlta hi.
19KwaManasewo vakabva vamwe, vakaenda kuna Dhavhidhi, nguva yaakaenda navaFirisitia kundorwa naSauro, asi havana kuvabatsira; nekuti madzishe avaFirisitia akarangana, akamudzosa, achiti, Achatinyengera, achienda kunatenzi wake Sauro, misoro yedu ikava panjodzi.
19Manasi akipanin leng khenkhatte, kidounaa Saul dou dinga Philistia mite toh a hongpaiin David lama a puk mang uhi; himahleh amau amaute a panpih kei uh: Philistia mite toupaten thuhilhin amah a sawl mang ngal ua, i lupente uh lauthawnghuaina dingin Saul a heutupa lamah a puk mang ding, chiin.
20Zvino wakati achienda Zikiragi, vamwe vaManase vakabva, vakasvika kwaari, vaiti, Adhana, naJozabhadhi, naJedhiaeri, naMikaeri, naJozabhadhi, naErihu, naZiretai, vakanga vari vakuru vechiuru chamazana pakati paManase.
20Ziklag a a hohin, amah lama Manasi akipan puk a om ua, Adna, Jozabad, Jediael, Mikael, Jozabad, Elihu, Zillethai, Manasi akipan sangte heutute.
21Vakabatsira Dhavhidhi pakurwa neboka ramakororo; nekuti vose vakanga vari varume vane simba noumhare, navakuru pahondo.
21Huan tam-vak-hat pawl dou dingin David a panpih uh: amau lah mi hat hangsante leh sepaih laka heutute ahi ngal ua.
22Zuva rimwe nerimwe vakasvika kuna Dhavhidhi kuzomubatsira, kusvikira yava hondo huru, sehondo yaMwari.
22Ni tengin David kiangah amah panpih dingin a hong hong ua, sepaih pawl thupi, Pathian sepaih pawl bang a honghih masiah.
23Ndiko kuwanda kwavakuru vakashongera kurwa, vakaenda kuna Dhavhidhi paHebhuroni, kuzodzosera ushe hwaSauro kwaari, sezvakarehwa naJehovha.
23Huan hiaite kidou dinga kigalvante huaite lupente zah ahi, TOUPA thu banga Saul gam amah kianga hei dia, Hebrona David kianga hongpaite.
24Vana vaJudha, vakanga vakashonga nhovo nepfumo, vaiva nezviuru zvitanhatu namazana masere, vakanga vakashongera kurwa.
24Juda tate lum leh teipi tawi theite sang guk leh za giat, kidou dinga kigalvan.
25Kuvana vaSimioni varume vane simba noumhare pakurwa vaiva nezviuru zvinomwe nezana rimwe.
25Simeon tate ah kidouna dinga, mihat hangsante, sang sagih leh za khat.
26Kuvana vaRevhi vaiva nezviuru zvina namazana matanhatu.
26Levi tate ah sang li leh za guk.
27Jehoyadha aiva mutungamiriri weimba yaAroni; vakanga vanaye vaiva nezviuru zvitatu namazana manomwe;
27Huan Jehoiada bel Aron inkote pipa ahi a, amah toh sang thum leh za sagih a om uhi;
28naZadhoki, jaya raiva nesimba noumhare, naveimba yababa vake, vakuru vana makumi maviri navaviri.
28Huan tangval hat hangsan, Zadok, leh a pa inkote heutu sawmnih leh nih.
29Kuvana vaBhenjamini, hama dzaSauro, zviuru zvitatu; nekuti kusvikira panguva iyo vazhinji vavo vakaramba vakanamatira imba yaSauro.
29Huan Benjamin tate, Saul unaute, sang thum: amaute laka thupipenpenten lah Saul inko lamah a ginomna uh a na juita ngal ua.
30Kuvana vaEfuraimu zviuru zvina makumi maviri namazana masere, varume vane simba noumhare, vakanga vane mbiri padzimba dzamadzibaba avo.
30Huan Ephraim tate ah sing nih leh za giat, mi hat hangsan, a pipute uh inkotea mi minthangte.
31Kuhafu yorudzi rwaManase, zviuru zvine gumi nezvisere, vakanga vakanyorwa mazita avo, vakasvika kuzoita Dhavhidhi mambo.
31Huan Manasi nam kimkhatte sing khat leh sang giat, honga, David kumpipaa bawl dia, mina genkhiakte,
32Kuvana vaIsakari, varume vaiziva nguva zvakanaka, uye kuti vaIsiraeri vanofanira kuitei, vakuru vavo vaiva mazana maviri; hama dzavo dzose dzairairwa navo.
32Huan Issakar tate, hunte theihsiamna nei mite, Israelin bang a hih dia chih thei ding; amaute lupente za nih ahi uh; huan a unaute tengteng uh amau thupiakin a om uhi.
33KuvaZebhuruni, avo vaigona kufamba namapoka, nokugona kubata hondo, vakabata nhumbi dzose dzokurwa nadzo, vaiva nezviuru zvina makumi mashanu; vaigona kurwa vasine moyo miviri.
33Zebulun akipan, sepaih pawl kuan khe theite bang, kidouna van chichih toha, kidouna bawla thupe thei sing nga; kidouna bawla thupe thei, lung tuahnih neilou mite.
34KuvaNafutari vakuru vane chiuru chimwe, uye vamwe vakanga vakabata nhovo nepfumo vaiva navo, zviuru zvina makumi matatu nezvinomwe.
34Huan Naphtali akipan heutu sang khat, amaute kiangah lum leh teipi sing thum leh sang sagih.
35KuvaDhani vaigona kurongedza hondo, zviuru zvina makumi maviri nezvisere namazana matanhatu.
35Huan Dan mite kidounaa thupe thei, sing nih leh sang giat leh za guk.
36KuvaAsheri, avo vaigona kufamba namapoka, nokugona kurongedza hondo, zviuru zvina makumi mana.
36Huan Aser akipan, sepaih pawla kuan khe thei, kidouna a thupe thei, sing li.
37Uye mhiri kwaJoridhani, kuvaRubheni navaGadhi nehafu yorudzi rwaManase, avo vaiva nenhumbi dzose dzokurwa nadzo, zviuru zvina makumi maviri.
37Huan Jordan lehlam galah, Reuben mite leh, Gad mite, leh Manasi nam kimkhatte akipan, kidouna adinga kidouna vanzat chichih toh nuai khat leh sing nih.
38Ava vose, varume vehondo, vaigona kubata hondo, vakasvika paHebhuroni nemoyo yakarurama kwazvo, kuzoita Dhavhidhi mambo wavaIsiraeri vose; navaIsiraeri vamwe vose vakanga vanomoyo mumwe kuita Dhavhidhi mambo.
38Hiaite tengteng, kidou mi ngen hiin, kidouna thupe thei, lungtang hoihkim toh Hebron ah David Israel tengteng tunga kumpipa dia bawl dingin a hongpai ua: huan David kumpipaa bawl dingin Israel dangte tengtengin lungkhat a pu chiat uhi.
39Vakagarapo naDhavhidhi mazuva matatu, vakadya nokumwa, nekuti hama dzavo dzakanga dzavagadzirira.
39Huan huailaiah David kianga, ne leh dawnin, ni thum a om uh: a unaute uh lah amau adingin kisakna a bawl ngal ua.Amau kiang naia omten, Issakar leh Zebulun tantanaten, sabengtungte leh sangawngsaute leh sakol neuter leh bawngtaltein tanghou a honpua ua, an nek ding, theipigah beute, grepmin bomte, uain leh sathau, a tamatamin bawngtalte leh belamte: Israel ah lah nuamsakna a om ngala.
40Uye vamwe vakanga vagere pedo navo kusvikira kwalsakari naZebhuruni naNafutari, vakauya nezvokudya zvakatakurwa nembongoro, namakamera, namahesera, nenzombe, zviri zvokudya zvoupfu, namapundu amaonde, anamasumbu amazambiringa akaoma, newaini, namafuta, nenzombe, namakwai mazhinji, nekuti mufaro wakange uripo pakati palsiraeri.
40Amau kiang naia omten, Issakar leh Zebulun tantanaten, sabengtungte leh sangawngsaute leh sakol neuter leh bawngtaltein tanghou a honpua ua, an nek ding, theipigah beute, grepmin bomte, uain leh sathau, a tamatamin bawngtalte leh belamte: Israel ah lah nuamsakna a om ngala.