1Zvino Dhavhidhi akanga akwegura, ava namazuva mazhinji; akaita Soromoni mwanakomana wake mambo walsiraeri.
1Huan David a nadam sawtin a na upa mahmah taa; huchiin a tapa Solomon Israelte kumpipain a bawlta hi.
2Akaunganidza machinda ose aIsiraeri pamwechete navapristi navaRevhi.
2Huan Israelte makai tengteng siampute leh Levite toh a sam khawma.
3VaRevhi vakaverengwa vanamakore makumi matatu navakapfuura ipapo; pakuwanda kwavo, vachiverengwa musoro womurume mumwe nomumwe, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezvisere.
3Huan, Levite kum sawmthum akipan tunglam sim ahi ua; a tamlam uh piching sing thum leh sang giat ahi uh.
4Pakati pavo vane zviuru zvina makumi maviri nezvina vaitarira mabasa eimba yaJehovha; vane zviuru zvitanhatu vaiva vatariri navatongi;
4Huaite laka sing nih leh sang li TOUPA in lamheutute heutu ding ahi ua; huan, sang gukte bel heutute leh vaihawmmite dingte ahi uh;
5vane zviuru zvina vaiva vatariri vemikova; vane zviuru zvina vairumbidza Jehovha nezvokuridza zvandakaita (ndizvo zvakareva Dhavhidhi) kuti arumbidzwe nazvo.
5Huan sang lite kongkhakngakmite ding ahi ua, huan sang li te bel, Phatna dinga thil tumging chi ka bawl, Davidin a chihte zanga TOUPA phatmi dingte ahi uh.
6Dhavhidhi akavakamura, akaita mapoka akaenzana navanakomana vaRevhi, Gerishoni, naKohati, naMerari.
6Huan Levi ta Gerson te, Kahath te, Merari te zahin Davidin pawl a bawla.
7VokwaGerishoni: Radhani naShimei.
7Gerson mite Ladan leh Simei ahi uh.
8Vanakomana vaRadhani: Jehieri mukuru, naZerami, naJoeri, vose vatatu.
8Ladan tate pipente Jehiel te, Setham te, Joel te, thum ahi uh.
9Vanakomana vaShimei: Sheromoti, naHazieri, naHarani, vose vatatu. Ndivo vaiva vakuru vedzimba dzamadzibaba aRadhani.
9Simei tate Solomoth te, Haziel te, Haran te, thum ahi uh. Hiaite Ladan suan inkote pipente ahi uh.
10Vanakomana vaShimei: Jahati, naZina, naJeushi, naBheriya. Ava vana vakanga vari vanakomana vaShimei.
10Huan Simei tate bel Juhath te Juhath te, Zin te, Jeus te, Beria te ahi uh. Hiai lite Simei tate ahi uh.
11Jahati akanga ari mukuru, wechipiri Ziza; asi Jeushi naBheriya vakanga vasina vanakomana vazhinji saka vakaverengwa vachiita imba imwe yamadzibaba.
11Huan Jahath a upa pen ahi a, Ziza a sang ahi; Jeus leh Beriaten bel ta a hau kei ua; huaijiakin inkuan khat banga sim ahi uh.
12Vanakomana vaKohati: Amirami, naIshari, naHebhuroni, naUzieri, vose vana.
12Kahath tate Amram te, Izhar te, Hebron te, Uziel te, li ahi uh.
13Vanakomana vaAmirami: Aroni, naMozisi; Aroni ndiye akatsaurwa, kuti anatse zvinhu zvitsene-tsvene, iye navanakomana vake, nokusingaperi; kuti vapise zvinonhuhwira pamberi paJehovha,nokumushumira, nokuropafadza vanhu nezita rake nokusingaperi.
13Amram tate Aron leh Mosi ahi uh; Aron bel amah leh a suante khantawna dinga thil siangthou takte hihsiangthou-a, khantawna TOUPA maa gimlim hala, a na sema, a mina vualjawlpa dinga hihtuam ahi uh.
14Asi kana ari Mozisi munhu waMwari, vanakomana vake vakaverengwa kurudzi rwaRevhi.
14Pathian mi Mosi bel, a tate Levi nam laka sim ahi uh.
15Vanakomana vaMozisi: Gerishomi naEriezeri.
15Mosi tate Gersom leh Eliezer ahi uh, Gersom tate laka upa pen Sebuel ahi.
16Vanakomana vaGerishomi: Shebhueri mukuru.
16Huan Eliezer tate laka upapen Rehabia ahi.
17Vanakomana vaEriezeri: Rehabhia mukuru. Eriezeri akanga asina vamwe vanakomana; asi vanakomana vaRehabhia vakanga vari vazhinji-zhinji.
17Huan Eliezerin tapa dang himhim a neikei; Rehabia in bel tapa tampi a nei.
18Vanakomana valshari: Sheromiti mukuru.
18Izhar tapate; Selmoth a pipen.
19Vanakomana vaHebhuroni: Jeria mukuru, Amaria wechipiri, Jahazieri wechitatu, Jekameami wechina.
19Hebron tate laka pipen Jeria ahi a, a sang Amaria, a sang nawn Jahaziel, a sang nawn Jekameam ahi.
20Vanakomana vaUzieri: Mika mukuru, naIshia wechipiri.
20Uziel tate laka upajaw Mika ahi a, a sang Isia ahi.
21Vanakomana vaMerari: Mari naMushi. Vanakomana vaMari: Eriazari naKishi.
21Merari tate; Merari tate bel Mahli leh Musi ahi uh, Mahli tate, Eleazar leh Kis ahi uh.
22Eriazari akafa asina vanakomana, asi vanasikana voga; hama dzavo, vanakomana vaKishi, dzikavawana.
22Huan Eleazar a si a, tapate neilouin, tanute kia a nei a; huan Kis tapa a unaute un jiin a nei uh.
23Vanakomana vaMushi: Mari, naEdheri, naJeremoti, vose vatatu.
23Musi tate Mahli te, Eder te, Jeremoth te, thum ahi uh.
24Ndivo vaiva vanakomana vaRevhi, nedzimba dzamadzibaba avo, ivo vakuru vedzimba dzamadzibaba vakaverengwa pakati pavo, vachiverengwa namazita avo musoro womumwe nomumwe, vaibata basa paimba yaJehovha, vanamakore makumi maviri navakapfuura ipapo.
24Huaite Levi suan, a inkuan uh bang jela min gelha a sim uh inkuan pipen, TOUPA in lama kuan, kum sawmnih akipan tunglama sim tengte ahi uh.
25nekuti Dhavhidhi wakati, Jehovha Mwari waIsiraeri wakazorodza vanhu vake; iye anogara Jerusaremu nokusingaperi,
25Davidin, TOUPA, Israelte Pathianin a mite galmuang takin a omsaktaa, Jerusalem ah a om nilouha,
26uye vaRevhi havachazofaniri kutakura tabhenekari nenhumbi dzayo dzokubata mabasa ayo.
26Leviten leng biakbuk leh a nasepna ding tuiumbelsuan tengteng a zon uh a kiphamohta kei hi, a chi ahi.
27Nekuti namashoko aDhavhidhi okupedzisira vanakomana vaRevhi vakaverengwa, vanamakore makumi maviri navakapfuura ipapo.
27David thupiak nanung jiakin Levite kum sawmnih akipan tung lam tanin sim ahi ngal ua.
28Nekuti basa ravo rakanga riri rokubatsira vanakomana vaAroni pakushumira paimba yaJehovha, pavazhe, napamakamuri, napakusuka zvinhu zvitsvene, riri basa rokushumira paimba yaMwari;
28A nasep uh Pathian ina nasepa Aron tapate panpiha intual sung leh dantan sunga thil siangthou tengteng hihsiangthou-a, TOUPA ina nasep lah ahi ngala;
29nokugadzira zvingwa zvokuratidza, noupfu hwakatsetseka bwechipiriso choupfu, kana chezvingwa zvitete zvisina mbiriso, kana zvakabikwa mugango, kana zvakakanyiwa namafuta, marudzi ose ezviyero nezvitanda zvokuera
29Tanghou koih ding te, tangbuang thillat dinga tangbuang nel mahmah, silngou hel louh tanghoupek hiam, bela uk hiam, kan hiam, a teh leh a letdan bang tengteng ding bawl khawng te toh;
30nazvo, nokumira mangwanani ose vachivonga nokurumbidza Jehovha, uye madekwanawo saizvozvo;
30Huan jingsang tenga TOUPA kianga kipahthu gen leh amah phatte toh, nitaka leng huchi mah;
31nokubayira Jehovha zvipiriso zvose zvinopiswa, pamasabata, napakugara kwemwedzi, napamitambo yakatarwa panguva dzose dzakarairwa, mazuva ose pamberi paJehovha.
31Huan khawlni te-a, kha thak te-a ankuanglui neih te-a, a hihding seh bang jela TOUPA kianga halmang thillat tengteng TOUPA maa lat gige te toh;Huan kihoupihna puanin kep te, mun siangthou kep te, TOUPA ina nasema a unau Aron tapaten hih ding a seh peuhmah uh hih te toh.
32Uye kuti vachengete tende rokusangana, nokuchengeta nzvimbo tsvene, nokuchengeta vanakomana vaAroni, hama dzavo, pabasa reimba yaJehovha.
32Huan kihoupihna puanin kep te, mun siangthou kep te, TOUPA ina nasema a unau Aron tapaten hih ding a seh peuhmah uh hih te toh.