Shona

Paite

1 Chronicles

26

1Mapoka avatariri vemikova akanga akadai: vavaKora: Mesheremia mwanakomana waKore, wavanakomana vaAsafi.
1Kongkhak ngak pawl khendan: Kora mi bel Asaph tapate laka Kora tapa Meselemia ahi a.
2Mesheremia akanga ana vanakomana ava: Zekariya wedangwe, wechipiri Jedhieri; wechitatu Zebhedhia, wechina Jatinieri;
2Huan Meselemiain tapate a neia; a ta masa Zekaria ahia, a zom Jediael, a zomnawn Zebadia, a zomnawn Jathniel;
3wechishanu Erami, wechitanhatu Johwanani, wechinomwe Erihonai.
3A zomnawn Elam, a zomnawn Jehohanan, a zomnawn Eliehoenai ahi.
4NaObhedhi-Edhomu akanga ana vanakomana ava: Shemaya wedangwe, wechipiri Jehozabhadhi, wechitatu Joa, wechina Sakari, weshanu Netaneri;
4Huan Obed-edomin tapate a neia; a ta chil Semai ahi a, a zom Jehozabad, a zomnawn Joa, a zomnawn Sakar, huan, a zomnawn Nethanel;
5wetanhatu Amieri, wechinomwe Isakari, worusere Peuretai; nekuti Mwari akanga amuropafadza.
5A zomnawn Amiel, a zomnawn Isakar, a zomnawn Peulethai ahi, amah bel Pathianin a vualjawla.
6NaShemaya mwanakomana wake, akaberekerwawo vanakomana vakabata, imba yababa vavo; nekuti vakanga vari varume vane simba noumhare.
6A tapa Semai akipan tapa, a inkote uh pipente leng a piang ua; mi hat hangsan ahi chiat uh.
7Vanakomana vaShemaya vakanga vari: Otini, naRefaeri, naObhedhi, naErizhabhadhi; vanin'ina vake Erihu naShemakia, vakanga vari varume voumhare.
7Semai tapate Othni te, Rephael te, Obed te, Elzabad te ahi ua, a unau uh Elihu leh Semaki bel mi hat mahmah ahi uh.
8Ava vose vakanga vari vanakomana va Obhedhi-Edhomu; ivo navanakomana vavo, navanin'ina vavo vakanga vari varume vane simba vaigona kubata basa; vakanga vana makumi matanhatu navaviri vaObhedhi-Edhomu.
8Huaite tengteng Obed-edom suante ahi uh: amau leh a tapate uh leh a unaute uh nasepna lamsangah mi piching ahi uh; Obed-edom akipan mite sawmguk leh nih ahi uh.
9Mesheremia akanga ana vanakomana navanin'ina, varume voumhare, vane gumi navasere.
9Meselemiin tapa leh unau mi hat mahmah sawm leh giat a nei.
10NaHosavo, mumwe wavanakomana vaMerari, akanga ana vanakomana; mukuru akanga ari Shimiri (nokuti kunyange akanga asati ari wedangwe baba vake vakamuita mukuru;)
10Huan Merari suante laka Hosa tapate a nei teia; Simri bel pipen ahi a, (ta chil ahi kei naa, a pan pipenin a bawl hi);
11wechipiri Hirikia, wechitatu Tebharia, wechina Zekariya; vanakomana vose vaHosa navanin'ina vake vakasvika gumi navatatu.
11A zomin Hilkia ahi a, a zomin Tebali, a zomin Zekaria ahi; Hosa tapate leh a unaute a vek un sawm leh thum ahi uh.
12Mapoka avatariri vemikova vakabva pakati paivawo, pakati pavarume vakuru, vakapiwa basa savanin'ina vavo kubata muimba yaJehovha.
12Huai pipente laka mi a unaute uh banga TOUPA ina nasem thil bawla tantuan neia kongkhak ngakmi pawla a khente uh ahi hi.
13Vakakanda mijenya, vaduku pamwechete navakuru, nedzimba dzamadzibaba avo kuzoratidzwa suwo rimwe nerimwe.
13A neu a lianin, a inko dungjui jel un kongpi chiha om ding zonnan ai a san uh.
14Sheremia akaratidzwa mugove wokumabvazuva. Zvino vakakanda mijenya pamusoro paZekariya mwanakomana wake, gurukota rakanga rakangwara; mugove wake ukaratidzwa kurutivi rwokumusoro.
14Huan suahlam adia aisan pen Selemi tungah a puka, Huan vaihawmmi pil tak, a tapa Zekaria adin ai a san ua, mallam pen amaha tuamin a puk hi.
15WaObhedhi-Edhomu kurutivi rwezasi; wavanakomana vake wokuchengeta dura.
15Simlam bel Obed-edom tuamin; huan thil koih khawmna un bel a tapate tuamin.
16WaShupimi naHosa kumavirazuva, pasuwo reShareketi pamugwagwa unokwira, varindi vakatarisana.
16Tumlam bel a toupaina lampi a Saleket kongkhak venna toh, Suphim leh Hosa tuamin.
17Kumabvazuva kwakanga kuna vaRevhi vatanhatu, kurutivi rwokumusoro zuva rimwe nerimwe vana, kurutivi rwezasi zuva rimwe nerimwe vana, uye padura vaviri-vaviri.
17Suahlamah Levite guk a om ua, ni tengin mallam ah li, ni tengin simlamah li, huan, thil koihkhawmna in ah nih tuaktuak.
18WaParibhari kumavirazuva, vana pamugwagwa, navaviri paParibhari.
18Tumlam in umsung adingin a lutnaah li; in umsungah nih.
19Ndiyo migove yavatariri vemikova, vavanakomana vavaKora navanakomana vaMerari.
19Huaite ahi uh, Kora mi tapate leh Merari mi tapate kongkhakngakmi pawla a khente uh.
20Pakati pavaRevhi Ahija aitarira zvivigiro zvefuma yeimba yaMwari, nezvivigiro zvefuma yezvinhu zvitsvene.
20Huan a unaute uh Levite lakah Ahija Pathian sum koih khawmna in leh thil siangthou koihkhawmna in leh thil siangthou koihkhawmna in heutu ahi.
21Vanakomana vaRadhani: vanakomana vavaGerishoni vaiva vaRadhani, vakuru vedzimba dzamadzibaba aRadhani muGerishoni. Jehieri.
21Ladan tapate; Gerson mite tapate Ladante ate, pipute inkote-a pipen Gerson mi Ladan ate; Jehieli.
22Vanakomana vaJehieri: Zetami, naJoeri munin'ina wake, vaitarira zvivigiro zveimba yaJehovha.
22Jehieli tapate; Zetham, Joel a unaupa, TOUPA ina sum koihkhawmna heutu ahi uh.
23Pakati pavaAmirami, navaIshari, navaHebhuroni, navaUzieri:
23Amram mite akipan, Izhar mite akipan, Hebron mite akipan, Uzziel mite akipan:
24Shebhueri mwanakomana waGerishomi, mwanakomana waMozisi, araira zvivigiro.
24Huan Sebuel Gersom tapa, Mosi tapa, sum koihkhawmna heutu ahi hi.
25Navanin'ina vake: vaEriezeri, mwanakomana wake Rehabhia, nomwanakomana wake Jeshaya, nomwanakomana wake Joramu, nomwanakomana wake Zikiri, nomwanakomana wake Sheromoti.
25Huan a unaute bel Eliezer tapa Rahabi te, Jesai te, Joram te, Zikri te, Selomot te ahi uh.
26Sheromoti uyu navanin'ina vake ndivo vaitarira zvivigiro zvose zvezvinhu zvitsvene, zvakanga zvatsaurwa namambo Dhavhidhi, navakuru vedzimba dzamadzibaba avo, navakuru vezviuru navamazana, navakuru vehondo.
26Selomot leh a unaute bel kumpipa David leh a inkote uh pipen sepaih sang heutute leh ja heutute leh sepaih pawl heututen a hihsiangthousa uh, thil siangthou koihkhawmna in tengteng kemte ahi uhi.
27Pakati pezvakapambwa pakurwa vakatsaura zvimwe zvokugadzirisa nazvo imba yaJehovha.
27Kidouna gallak thilte TOUPA in bawlphatna dingin a koih uhi.
28Zvose zvakanga zvatsaurwa naSamueri muoni, uye naSauro mwanakomana waKishi, naAbhineri mwanakomana waNeri, naJoabhu mwanakomana waZeruya; zvose zvakanga zvatsaurwa naani naani zvakanga zvichichengetwa naSheromoti navanin'ina vake.
28Jawlnei Samuel te, Kis tapa Saul te, Ner tapa Abner te, Zerui tapa Joab ten a hihsiangthou tengteng uh, kuapeuhin thil a hihsiangthousa peuhmah uh Selomot leh a unaute kepvek ahi.
29Pakati pavaIshari, Kanania navanakomana vake vaibata mabasa okunze pakati paIsiraeri, vari vatariri navatongi.
29Izhar mi Kenani leh a tapate Israel gam polam tungtang thu-a heutute leh vaihawmmi ahi uh.
30Pakati pavaHebhuroni, Hashabhia navanin'ina vake, varume voumhare, vane chiuru chinamazana manomwe, vaitarira Isiraeri mhiri kwaJoridhani kumavirazuva, kuti vabate mabasa ose aJehovha namabasa amambo.
30Hebron mi Hasabi leh a unau mi hangsan sang khat leh za sagih te Jordan gal tumlama Israel ukpa ahi uhi; TOUPA tengteng leh kumpipa nasepna lam na ah.
31Pakati pavaHebhuroni, Jeriya akanga ari mukuru, ipo pakati pavaHebhuroni, namarudzi avo nedzimba dzamadzibaba avo. Pagore ramakumi mana rokubata ushe kwaDhavhidhi vakatsvakwa, vakawana pakati pavo varume vane simba noumhare paJazeri reGiriyadhi.
31Huan Hebron mi Jerija bel a suan uh tungtang thu-a inko pipen lamah Hebronte pipa pen ahi. David kum sawmli a lal kuma a zon un Gilead gama Jazer khua ah mi hat hangsan a mu khia uhi.Huan a unau mi hangsante sang nih leh za sagih ahi uhi. Huaite inkuan pipen, kumpipa Davidin Pathian lam thil chiteng leh kumpipa na lam thu-a Reubente, Gadte, Manasite nam kimkhatte heutu dia bawlte ahi uh.
32Vanin'ina vake, varume voumhare, vakasvika zviuru zviviri namazana manomwe, vari vakuru vedzimba dzamadzibaba, vakanga vaitwa namambo Dhavhidhi vatariri vavaRubheni, navaGadhi, navehafu yorudzi rwaManase, kuti vaite zvose zvaMwari, namabasa ose amambo.
32Huan a unau mi hangsante sang nih leh za sagih ahi uhi. Huaite inkuan pipen, kumpipa Davidin Pathian lam thil chiteng leh kumpipa na lam thu-a Reubente, Gadte, Manasite nam kimkhatte heutu dia bawlte ahi uh.