1Zvino pagore ramazana mana namakumi masere shure kokubuda kwavana vaIsiraeri panyika yeEgipita, pagore rechina rokubata ushe kwaSoromoni pakati paIsiraeri, nomwedzi weZifi, ndiwo mwedzi wechipiri, wakatanga kuvaka imba yaJehovha.
1Huan, hichi ahia, Israel suante Aigupta gama kipan a pawt nung uh kum zali leh sawmgiatna kum, Israelte tunga Solomon a lal kum lina, Ziv kha, kha nihna khain Toupa in lam a pan.
2Imba yakavakirwa Jehovha namambo Soromoni yakasvika makubhiti makumi matanhatu pakureba kwayo, namakubhiti maviri paupamhi hwayo, namakubhiti makumi matatu pakukwirira kwayo;
2Huan, Solomonin Toupa adinga a in lam a dunglam tong sawmguk ahia, a vailam tong sawmnih ahi, a sanlam tong sawmthum ahi.
3uye berere pamberi petemberi yeimba yaJehovha rakasvika makubhiti makumi maviri pakureba kwaro, zvichienzana noupamhi bweimba; upamhi hwaro hwakasvika makubhiti ane gumi pamberi peimba.
3Huan, huai ina mun siangthou ma lama inlim bel ain vailam tan tong sawmniha sau ahi a, a ma lamapen vailam bel tong sawm ahi.
4Akaitirawo imba mahwindo ezvitanda zvakachinjikwa.
4Huan, in adingin tohlet neuchik vathangkalh omin a bawla.
5Akavaka dzimba dzakaturikidzana pachidziro cheimba kunhivi dzose, pamadziro eimba kunhivi dzose, etemberi napaitaura Jehovha; akaitawo makamuri panhivi dzose dzakapoteredza;
5Huan, a in bang kimvelin, biakin bang kimvelin leng, biakin mun bang kimvel leng huai in bang siin in chial nei a lam a;
6upamhi bweimba yapanyasi hwaiva namakubhiti mashanu, noupamhi bweimba yapakati makubhiti matanhatu, noupamhi bweimba yechitatu makubhiti manomwe; nekuti nechokunze wakavaka zvitukuriso pamadziro eimba kunhivi dzose, kuti matanda arege kupinda mukati mamadziro eimba.
6Huan, a kimvel indantan a bawla: achialnuainungpen availam tong nga ahi a, a laia pen a vailam tong guk ahi a, a thumna a vailam tong sagih ahi: kalvaite bel in banga kigolh kiphamoh louin polamah a kimvelin bangah a kingakna bawl jiak ahi.
7Zvino imba pakuvakwa kwayo, yakavakwa namabwe akanga agadzirwa ipapo pavaiputsa; pakuvakwa kwayo hakuna kunzwika mukati meimba nyundo, kana sanhu, kana nhumbi ipi neipi yedare.
7Huan, in, a lam lai un suang a laihna muna seksa veka bawl ahi: huchiin a lam sung un sek ging te, heipi ging te, sik vangzat ging himhim te huai in ah jak ahi kei.
8Mukova wamakamuri apanyasi enhivi wakange uri kurutivi rworudyi rweimba; zvino vaikwira nezvikwiriso zvinomonereka kumakamuri apakati, uye kana vobva panaapakati vachienda kuneechitatu.
8Dantan laita pente kongpi bel huai in tklam pangah a oma: a laita ah kahna kivialin a kah tou ua, huan, a laita akipanin a thumnaah.
9Naizvozvo akavaka imba, akaipedza; ndokufukidza imba namatanda uye namapuranga emisidhari.
9Huchiin huai in a honlama a zou a, in bel sidar inkam leh a pekin a khuh hi.
10Akavaka dzimba dzakaturikidzana paimba yose, imwe neimwe yakanga yakaita makubhiti mashanu pakukwirira kwayo, dzikabatanidzwa paimba namatanda emisidhari.
10Huan, in chial neite a kisi vekin tong nga chiata sangin a lama: huaite in toh sidar singa peh ahi.
11Zvino shoko raJehovha rakasvika kuna Soromoni, richiti,
11Huan, Solomon kiangah Toupa thu a hongtunga,
12Kana iri imba iyi yaunovaka, kana ukafamba nemitemo yangu, ukaita zvandakatonga, ukachengeta mirairo yangu yose ukafamba nayo, ini ndichasimbisa shoko rangu newe, iro randakataura kuna Dhavhidhi baba vako.
12Hiai in na lam lai tak tungtang thu- ka thusehte na poma, ka vaihawmte na zuiha, ka thupiak tengteng jui dinga napom peuhmah leh, na pa David kianga ka chihsa, huai ka thu na tungah ka hihkip ding.
13Ndichagara pakati pavana vaIsiraeri, handingarashi vanhu vangu vaIsiraeri.
13Huan, Israel suante lakah ka teng dinga, ka mi Israelte ka limsaklou kei ding, chiin.
14Naizvozvo Soromoni akavaka imba, akaipedza.
14Huchiin, Solomonin huai in a lama, a zouta hi.
15Akavaka madziro eimba mukati namapuranga omusidhari; kubva paguva reimba kusvikira padenga ramadziro, akafukidza nechomukati namapuranga, akafukidza guva reimba namapuranga omusipiresi.
15In sung lam bang dingin sidar singpek a zanga; a pialkhang akipan tung lam bang phain a sung lamah sing a belh vek hi: a pialkhang dingin meilah singpek a phah beh a.
16Akavakawo necheshure kweimba imwe imba yakasvika makubhiti ana makumi maviri namapuranga omusidhari kubva paguva kusvikira pamusoro pamadziro; akaivaka iyo pave pangataura Jehovha, iri nzvimbo tsvene-tsvene.
16Huan, in phaitam lam tong sawmnih pen pialkhang akipana a bangte tanin sidar singpek vekin a bawl a: biakna mun, mun siangthoupen adingin leng a sung lamah a zang hi.
17Zvino imba, iyo temberi, yakanga iri pamberi, yakasvika makubhiti makumi mana.
17Huan, in biakna mun china biakin pen a dung lam tong sawmli ahi.
18Matanda omusidhari mukati meimba akanga akavezwa namafundo namaruva akazaruka; yaiva misidhari yoga, kwanga kusinebwe rakaonekwa.
18Huan, in sung lamah a pakmum leh a pak palh limgelh kilawm sidar sing a oma; a vekin sidar sing vek ahia; suang himhim a dawk kei.
19Akagadzira pangataura Jehovha mukati meimba, kuti agadzikepo areka yesungano yaJehovha.
19Huan, Toupa thukhunna bawm koihna dingin huai in ah a sunga biakna lamah mun a bawl hi.
20Pangataura Jehovha mukati pakasvika makubhiti makumi maviri paupamhi hwapo, namakubhiti makumi maviri pakukwirira kwapo; akazvifukidza zvose nendarama yakaisvonaka; nearitari akaifukidza nomusidhari.
20Huai, haui biakna mun sung bel a dung lam tong sawmnih, a vai lam tong sawmnih, a san lam tong sawmnih ahia, huai tuh dangkaeng hul ngenin a luana; huan, sidar maitam leng a luana.
21Naizvozvo Soromoni wakafukidza imba yose nechomukati mayo nendarama yakaisvonaka; akachinjikisa maketani endarama pamberi pangataura Jehovha, akaifukidza nendarama.
21Huchiin, Solomonin huai in sung dangkaeng hul ngenin a luana: huan, biakna mun ma lam bel dangkaeng khainiangin a daikaih; huai tuh dangkaengin a luan hi.
22Akafukidza imba yose nendarama kusvikira imba yose yapera; akafukidzawo aritari yose yaiva yapangataura Jehovha nendarama.
22Huan, in tuh a veka a zoh phain a pumpiin dangkaeng in a luan tawmtawm hi: biakna mun maitam pumpi leng huai dangkaeng in a luan.
23Akaitira pangataura Jehovha makerubhi maviri omuorivhi, rimwe nerimwe rakasvika makubhiti ane gumi pakureba.
23Huan, biakna munah tong sawm tuaktuaka sang, cherub nih oliv singin a bawl a.
24Bapiro rimwe rekerubhi rakasvika makubhiti mashanu pakureba kwaro, nerimwe bapirowo rekerubhi makubhiti mashanu; kubva pamuromo webapiro rimwe kusvikira pamuromo werimwezve, aiva makubhiti ane gumi.
24Huan, cherub kha khat pen tong nga ahi a, cherub kha langkhat pen tong nga mah ahi: kha khat mong akipan a kha langkhat mong kikal tong sawm ahi.
25Rimwe kerubhi rakasvikawo makubhiti ane gumi; makerubhi ose maviri akanga akaenzana pakukura nokuumbwa.
25Cherub khat leng tong sawm ahia: Cherub te a kikim geiha a kibang geih uh.
26Rimwe kerubhi rakasvika makubhiti ane gumi, uye ndizvo zvakanga zvakaita rimwewo.
26Cherub khat san lam tong sawm ahia, Cherub khat leng huai toh kikim mah ahi.
27Akagadza makerubhi mukati meimba yomukati; mapapiro amakerubhi akanga akatambanudzwa, bapiro rimwe rekerubhi rimwe rakasvika kumadziro mamwe, uye bapiro rimwe rekerubhi rimwezve rakasvika kunamamwe madziro; mapapiro awo akagunzvana pakati peimba.
27Huan, Cherub te in sunggil jaw ah a koih a; huan, cherubte kha a kijak a, khat kha in bang langkhat lam ava khoih a, huan, cherub khat pen kha in leng bang langkhat a khoih sama; huai in lai takah a kha u leh a kha uh a kikoih uh.
28Akafukidza makerubhi nendarama.
28Huan, huai cherub te dangkaeng in a luan a.
29Akaveza pamadziro ose eimba kunhivi dzose mifananidzo yakavezwa yamakerubhi nemichindwe, namaruva akazaruka, mukati nokunze;
29Huan, in bang tengteng a kimvel in cherub te, tum sing leh pak palh limte gelh kilawm in sunglam leh polamah a bawl.
30akafukidzawo guva reimba nendarama, mukati nokunze.
30Huan, a in pialkhang sunglam leh polamah dangkaeng in a luan hi.
31Akaitira mikova yapangataura Jehovha magonhi omuorivhi; chivivo chapamusoro namagwatidziro zvakaita makona mashanu.
31Huan, biakna mun lutna dingin oliv sing kongkhak a bawla: kongpi lutung leh kongpi biangte a bang seh nga suah sehkhat chia ahi.
32Naizvozvo akaita magonhi maviri omuorivhi, akaveza pamusoro pawo mifananidzo yamakerubhi nemichindwe, namaruva akazaruka, akaafukidza nendarama; akarovera ndarama pamusoro pamakerubhi napamichindwe.
32Huchiin, oliv singin kongkhak nih a bawla; huaiah cherub te, tum sing leh pak palh lim te gelh kilawm in a bawla, huai tuh dangkaengin a luana; huan, cherub te leh tum sing te dangkaeng a nuh hi.
33Saizvozvowo akaitira mikova yetemberi zvivivo zvemiorivhi, zvakanga zvine nhivi ina dzakaenzana;
33Huan, biakin lutna ding in a bang seh li suah seh khat chia in oliv kongpi khuam a bawl laia;
34namagonhi maviri omusipiresi; mapenga maviri egonhi rimwe aipetwa, uye mapenga maviri erimwe gonhizve aipetwa.
34Meilah sing kongkhak nih toh; kongkhak khata pek nih bel khep theih ahia, kongkhak khata pek nih leng khep theih ahi.
35Akavezerapo makerubhi nemichindwe namaruva akazaruka; akazvifukidza nendarama, yakanyatsoiswa pamusoro pezvakavezwa.
35Huaite ah cherub te, tum sing leh pak palh limte a gelh ua: huai gelh kilawm bel mam takin dangkaeng in a luan hi.
36Akavaka ruvazhe rwomukati nemitsara mitatu yamabwe akavezwa, nomusara wamatanda omusidhari.
36Biak in huangsung intual sung gil zopen suang sek chial thum leh, sidar singpek thuah khat in a bawl hi.
37Nheyo dzeimba yaJehovha dzakavambwa negore rechina raSoromoni, nomwedzi weZivi.
37A kum lina, Ziv kha in toupa in suangphum lep ahi.Huan, kum sawm leh kum khatna, bul kha, kha giatna in huai in zuih ding bangbang a, bangkim mansa vek ahi hi. Huchiin kum sagih a lam.
38Negore regumi nerimwe, nomwedzi weBuri, ndiwo mwedzi worusere, imba ikapera chose nezvose zvayo, sezvayaifanira kuvakwa. Naizvozvo wakapedza makore manomwe pakuivaka.
38Huan, kum sawm leh kum khatna, bul kha, kha giatna in huai in zuih ding bangbang a, bangkim mansa vek ahi hi. Huchiin kum sagih a lam.