1Pagore regumi namasere ramambo Jerobhoami, Abhija akatanga kubata ushe hwaJudha.
1Jeroboam kum sawm leh kum giat a lal kumin Judate tungah Abija a lalpan hi,
2Akabata ushe paJerusaremu makore matatu; zita ramai vake rakanga riri Mikaya, mukunda waUrieri weGibhiya. Kurwa kukavapo pakati paAbhija naJerobhoami.
2Jerusalem ah kum thum a lala, a nu min Maaka, Giben mi uriel tanu ahi. Huan, Abija leh Jerobaum bel akidou uhi.
3Abhija akarwa ane hondo yavarwi dzaiva mhare, varume vakatsaurwa vane zviuru mazana mana; Jerobhoamiwo akagadzira hondo kuzorwa naye, ana varume vakatsaurwa vane zviuru zvina mazana masere, vaiva varume vane simba noumhare.
3Huan, Abijain sepaih kidoumi. mi hangsan nuai li tel ngen toh a vasual ua, huan Jeroboam mi hat hangsan tel chiat nuai giat kiphalhin a nadou hi.
4Abhija akamira pamusoro pegomo rainzi Zemaraimi, raiva panyika yamakomo yaEfuremu, akati, Ndinzwei, Jerobhoami navaIsiraeri vose!
4Huan, Abija bel, Ephraim bel singtang gama om Zemariam mualvum tungah, a dinga. Aw. Jeroboam Israelte tengteng toh nangaikhia un;
5Ko hamufaniri kuziva here kuti Jehovha Mwari walsiraeri akapa Dhavhidhi ushe hwaIsiraeri nokusingaperi, iye navanakomana vake nesungano yomunyu?
5TOUPA Israelte pathianin Israel gam David leh a tate chi thukhunin khantawna dingin apia chih thei dia kilawm mahmah hilou nahi uh maw?
6Asi Jerobhoami mwanakomana waNebhati, muranda waSoromoni mwanakomana waDhavhidhi, akasimuka akamukira ishe wake.
6Himahleh Nebat tapa Jeroboam, David tapa Solomon sikha a pu tungah a honghel mai maha.
7Kukaunganira kwaari vanhu vakaipa, vakaisvoipa, vakazvisimbisa kundorwa naRehobhoamu mwanakomana waSoromoni, iye Rehobhoamu achiri muduku ano moyo unotya, asingagoni kurwa navo.
7Huan, Rehoboam a naupanglaia, a lungsim a nem laia, amaute a nanan theih louh laiin Solomon tapa Rehoboam kalhin mi thulimlou Belial tate a kikaikhawm ua.
8Zvino munoda kurwa novushe bwaJehovha bwuri mumaoko avanakomana vaDhavhidhi; zvamuri vanhu vazhinji, mune mhuru dzendarama dzakaitwa naJerobhoami kuti vave vamwari venyu.
8Huan, David tapa lakah TOUPA gam dou thei nakigingta kei ua: tam leng na tam kuam ua, Jeroboam in pathian dinga nou a honbawlsak dangkaeng bawngnou limte leng na kiang uah a om nalaia.
9Hamuna kudzinga here vapristi vaJehovha, vanakomana vaAroni, navaRevhi, imwi mukazvitsaurira vapristi netsika dzavanhu vedzimwe nyika? Naizvozvo Ani naani anouya kuzvitsaurira Mwari ane nzombe imwe namakondobwe manomwe, iye angava mupristi wavamwari vasati vari vamwari.
9TOUPA siampu, Aron tapate leh Levite delhkhia in, gamsang mite hih dan bangin bangin siampu na kibawl uh ahi kei maw? huchiin bawng tuai leh belam sagiha hongkilan peuhmahte pathian hi loupi siampu ahi thei jel mawk ua.
10Asi kana tirisu, Jehovha ndiMwari wedu, hatina kumurasha; isu tina vapristi vanoshumira Jehovha, ivo vanakomana vaAroni, navaRevhi pamabasa avo.
10Himahleh kou jaw, TOUPA bel ka pathian uh ahi a, amah ka lehngatsan kei ua: TOUPA adia, nasemmi amau na chiat sem Aron tapa siampute leh Levite ka nei uh
11Ndivo vanopisira Jehovha zvipiriso zvinopiswa nezvinonhuhwira mangwanani ose namadekwana ose; nezvingwa zvokuratidza vanozvironga patafura yakaisvonaka; nechigadziko chendarama nemwenje yacho, kuvhenekera madekwana ose; nekuti tinochengeta zvatakarairwa naJehovha Mwari wedu; asi imwi makamurasha.
11Huan niteng leh jan teng in TOUPA adin halmang thillat te, gimlim te, a hal jel uh, tanghou siah leng dohkan siangthou ah a koih kichian sek uhi; nitak lam tenga hal ding in dangkaeng khawnvak koihna a khawnvak toh; kou jaw TOUPAka pathian uh thupiak ka jui gige ua, nou bel amah na lehngat san uhi.
12Zvino tarirai, Mwari anesu achititungamirira, navapristi vake vane hwamanda dzokuridza nadzo, kuti vakuridzirei mhere imi. Nhandi vana vaIsiraeri, regai kurwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu; nekuti hamungakundi.
12Huan ngaih dih ua, pathian ka ma uh piin ka kiang uah a oma, huan a siampute leng a pengkul ua nou honnoh dingin mut dingin a om uhi. Aw, Israel suante aw TOUPA napal leh pute uh pathian jaw dou mahmah kei un, na lamzang kei hial ding uhi, a chi a.
13Asi Jerobhoami akaisa vavandiri kuti vavakombe necheshure kwavo; zvino ivo vakava pamberi paJudha, navavandiri vakanga vari shure kwavo.
13Himahleh Jeroboamin a nunglam uah a guktan saka: huchiin Judate malam ah a om ua, guktanmite a nunglam a om uh.
14Zvino vaJudha vakati vachicheuka, vakaona kurwa mberi kwavo neshure kwavo; vakachema kuna Jehovha, vapristi vakaridza hwamanda.
14Huan, Judate aleh ngat uleh a nunglam uah leh a malam uah gal a omtaa, TOUPA a samta ua, siamputen pengkul amut uh.
15Ipapo vanhu vaJudha vakaridza mhere; vakati varidza mhere, Mwari akaparadza Jerobhoami navaIsiraeri vose pamberi paAbhija naJudha.
15Huchiin Judate aki kou jua jua ua; huchia Juda a kikou juajua ualeh hichi ahi a, Abija leh Judate maah TOUPAN Jeroboam leh Israelte tengtenga vual lel sakta hi.
16Vana vaIsiraeri vakatiza pamberi paJudha, Mwari akavaisa mumaoko avo.
16Huchiin Israel suante Judate maah a taikek ua, pathian in a khut uah a petahi.
17Abhija navanhu vake vakavauraya nokuuraya kukuru; naizvozvo varume vakatsaurwa vane zviuru zvina mazana mashanu vakaurawa pakati paIsiraeri.
17Huchiin Abija leh a heuten amau a thak ek uhi: huchiin Israel mi tel ngen nuai nga a that uh.
18Vana vaIsiraeri vakamanikidzwa saizvozvo nenguva iyo, vana vaJudha vakakunda, nekuti vakavimba naJehovha, Mwari wamadzibaba avo.
18Huai tungin Israel suante vuallelh dan huchibang ahi, Juda suanten TOUPA a pi leh pute uh pathian a muan jiak un a jouta uh.
19Abhija akateverera Jerobhoami, akamutorera maguta, aiti: Bhetieri nemisha yaro, neJeshana nemisha yaro, neEfironi nemisha yaro.
19Huan, Abijain Jeroboam a delhna, a khuate a lak saka, Bethel a khopelte toh, Jesana a khopelte toh Ephron a khopelte toh.
20Jerobhoami haana kuzova nesimbazve pamazuva aAbhija; Jehovha ndokumurova, akafa.
20Abija lal laitengin Jeroboamin din khiak zohna a nei nawn kei; TOUPAN a gawta, a sita.
21Asi Abhija akazvisimbisa, akawana vakadzi vane gumi navana, akabereka vanakomana vana makumi maviri navaviri, navanasikana vane gumi navatanhatu.
21Abija bel a hat deuhdeuha ji sawm leh li a neia, tapa sawmnih leh nih leh tanu sawm leh guk a nei.Abija tanchin dangte leh a omdante, a thu gente jawlnei Jedai hilhchetna bu ah a tuang ahi.
22Zvino mamwe mabasa aAbhija, netsika dzake, namashoko ake, zvakanyorwa padudziro yomuporofita Idho.
22Abija tanchin dangte leh a omdante, a thu gente jawlnei Jedai hilhchetna bu ah a tuang ahi.