1Zvino Jehoshafati mwanakomana wake akabata ushe pachigaro chake, akazvisimbisa kundorwa navaIsiraeri.
1Huan, a tapa Jehosaphat a sikin a lala, Israel mite dou dingin a kihihhata,
2Akaisa varwi mumaguta ose akakombwa aJudha, akaisawo mapoka avarwi panyika yaJudha, napamaguta aEfuremu, akanga akundwa naAsa baba vake.
2Huan, Juda gama kulh nei khua tengteng ah sepaih a koih a; Juda gam lah apa Asain a nalak Ephraim gama khuate ah galvilmi a koiha.
3Jehovha akava naJehoshafati, nekuti akafamba munzira dzokutanga dzababa vake Dhavhidhi; haana kundobvunza vaBhaari;
3Huan, Jehosaphat kiangah TOUPA a oma; baal te zong loua a pu Davidin a tot masaksa lampi tawna.
4asi akabvunza Mwari wababa vake, akafamba nemirairo yake asingateveri mabasa aIsiraeri.
4Api leh pute uh pathian zonga, Israel mite hih bang hih loua a thupiakte a zuih jawk jiakin.
5Saka Jehovha akasimbisa ushe paruoko rwake; vaJudha vose vakavigira Jehoshafati zvipo, akava nefuma nokukudzwa zvizhinji.
5Huaijiakin TOUPAN a gam a khutah a hihkipa, huchiin Juda gam mi tengtengin Jehosaphet kipahman khawng a hongpia ua, a honghauin a hongthupi ngial hi.
6moyo wake ukashingairira nzira dzaJehovha; uye akabvisawo matunhu akakwirira namatanda okunamata nawo pakati paJudha.
6Huan, a lungsim TOUPA lamah a awna; huan Juda gam akipana mun sangte leh Aserte a paimang vek lai hi.
7Uye pagore rechitatu rokubata kwake ushe akatuma machinda ake, vanaBhenihairi, naObhadhiya, naZekariya, naNetaneri, naMikaya, kundodzidzisa mumaguta aJudha;
7Huan, kum thum a lal kumin a mi lian Benhail te, Obadia te, Zekaria te, Nathanel te, Mikaite, Juda gam khuatea mite sinsak dingin a sawl khe lai a;
8uye pamwechete navo vaRevhi, vana Shemaya, naNetania, naZebhadhia, naAshaheri, naShemiramoti, naJehonatani, naAdhonia, naTobhiya, naTobhiadhonia, vari vaRevhi; uye pamwechete navo Erishama naJehoramu, vapristi.
8Huan, Levi mi, Semai te, Nethani te, Zebadia te, Asahel te, Semiramoth te, Johonathan te, Adonija te, Tobija te, Tobadonija te a teltei ua, huan siampu Elisam leh Jehoram leng a tel uhi.
9Vakandodzidzisa pakati paJudha, vane bhuku yomurayiro waJehovha; vakafamba vachipota namaguta ose aJudha, vachidzidzisa pakati pavanhu.
9Huan, TOUPA danbu a tawi ua, Juda gam khua tengteng a tawn ua, mite a sinsak uh.
10Ushe hwose bwenyika dzose dzakanga dzakapoteredza Judha, vakavhunduswa naJehovha, vakasarwa naJehoshafati.
10Huan, Juda gam kim gam tengtenga miten TOUPA laudan a siam ua, kuamahin Jehosaphet a dou ngam kei uhi.
11Vamwe vaFirisitia vakavigira Jehoshafati zvipo, nesirivha yomutero; vaArabhiawo vakamuvigira makwai, makondobwe ane zviuru zvinomwe namazana manomwe, nenhongo dzembudzi dzine zviuru zvinomwe namazana manomwe.
11Huan, Philistiami khenkhatin Jehosaphet kipahman a hongpia ua, siah dingin dangkasikte leng a pe lai uh; huan, Arabia miten leng gan hon, belamtal sangsagih leh za sagih leh keltal sang sagih leh za sagih a honkai uh.
12Jehoshafati akazova mukuru kwazvo, akavaka pakati paJudha nhare namaguta amatura.
12Huchiin Jehosaphet bel a hongthupita mahmaha, Juda gamah kulhte leh thil koih khawmna khuate a bawla, Juda gam khuate ah nasep tampi a neihi.
13Waiva namabasa mazhinji mumaguta aJudha, navarwi, varume vane simba noumhare paJerusaremu.
13Huan, Jerusalem ah sepaih mi hat hangsante a hau behlap laia.
14Zvino ndiwo mazita avo nedzimba, dzamadzibaba avo: Pakati paJudha, vakuru vezviuru: Adhina mukuru, uye pamwechete naye varume vane simba noumhare vane zviuru zvina mazana matatu;
14Huan, a inkuan kuan ua a omdan uh hichibang a hi- Juda inkuana sang heutu te, heutu Adanin mi hat hangsan nuai thum a heua;
15tevere Jehohanani mukuru, uye pamwechete naye varume vane zviuru zvina mazana maviri namakumi masere;
15A zom Jehohanin nuai nih leh sing giat a heua;
16tevere Amasia mwanakomana waZikiri, wakazvipa kuna Jehovha nomoyo wake wose; uye pamwechete naye varume vane simba noumhare vane zviuru pakati
16Huan, a zomnawn Sikri tapa Amasi bel kiphal taka TOUPA dinga kipiain, mi hat hangsan nuai nih a heua;
17pavaBhenjamini: Eriadha munhu ane simba noumhare, uye pamwechete naye varume vane zviuru zvina mazana maviri vakanga vakabata uta nenhovo;
17Huan, Benjamin inkuante mihat hangsan Eliadin thal leh lum zang mi nuai nih a heua;
18tevere Jehozabhadhi, uye pamwechete naye varume vane zviuru zvine zana namakumi masere, vakanga vakazvigadzirira kurwa.
18Azom Jehozabadin galkap dinga mansiangsa nuaikhat leh sing giat a heua.Hiai tengteng Juda gama kulh nei kumpipan a koihte simlouha kumpipa kianga om thekte ahi uhi.
19Ndivo vaibatira mambo, vamwe vakanga vaiswa namambo mumaguta akakombwa panyika yose yaJudha vasingaverengwi.
19Hiai tengteng Juda gama kulh nei kumpipan a koihte simlouha kumpipa kianga om thekte ahi uhi.