1Zvino vanhu vose vaJudha vakatora Uziya, akanga anamakore gumi namatanhatu, vakamuita mambo panzvimbo yababa vake Amazia.
1Huan, Juda mi tengtengin kum sawm leh kum guka upa Uzia a pi ua, a pa Amazia sikin kumpipa dingin a bawlta uhi.
2lye akavaka Eroti, akaridzosera kuna Judha, mambo avata namadzibaba ake.
2Aman kumpipa a pi leh pute kianga a ihmut nungin Elot khua a bawl phaa, Juda gamah a pangsak nawna.
3Uziya akanga anamakore gumi namatanhatu pakutanga kwake kubata ushe, akabata ushe paJerusaremu makore makumi mashanu namaviri; zita ramai vake rakanga riri Jekiria weJerusaremu.
3Uzia bel a lal pattungin kum sawm leh kum guka upa ahi a, Jerusalem ah kum sawmnga leh kum nih a lala, a nu min Jekilia, Jerusalem mi ahi a.
4Iye akaita zvakarurama pamberi paJehovha, sezvose sezvakaita baba vake Amazia.
4Huan, a pa Amazia thilhih bangbang hih samin TOUPA mitmuhin thil hoih tak a hih sek hi.
5Akashingaira kutsvaka Mwari namazuva aZekariya, akanga ane njere pakuziva zvaMwari; zvino pamazuva aakatsvaka Jehovha, Mwari akamukundisa.
5Pathian kilakna thei siam Zekaria dam sungin Pathian zongdingin a kibawl chintena: Pathian a zon sung tengin Pathianin a lamzang sak jel hi.
6Akandorwa navaFirisitia, akaputsa rusvingo rweGati, norusvingo rweJabhine, norusvingo rweAshidhodhi; akavaka maguta panyika yeAshidhodhi napakati pavaFirisitia.
6Philistiate sim dingin a kuan khiaa, Gat kulhte, Jabne kulhte, Asdod kulhte a hihchima; huan Asdod gamah leh philistiate lakah te khua a bawl hi.
7Mwari akamubatsira pakurwa navaFirisitia, navaArabhia, vakanga vagere Guribhaari, nevaMeunimi.
7Huan, Pathianin Philistiate lakah leh Gur-baala om Arabiate leh Meunimte lakahte a panpih a.
8VaAmoni vakavigira Uziya zvipo; mbiri yake ikapararira kusvikira pavanopinda napo paEgipita; nekuti akasimba kwazvo.
8Huan, Amonten Uzia lakah siah a liau sek ua; huchiin Aigupta gam tanin a minthanna a nadalhtaa; a honghat mahmah jiakin.
9Uziya akavakawo shongwe paJerusaremu pasuwo rekona, napasuwo romupata, napakudzoka korusvingo, akadzisimbisa.
9Huan, Uziain Jerusalem an ning kongpi ah te, guam kongpi ah te, kulh kawina lai kongpi ah te in sang a lam laia, kulhin a um hi.
10Akavakawo shongwe murenje, akacherawo matsime mazhinji, nekuti akanga ane zvipfuwo zvizhinji; napamapaniwo, napanyika yokumakomo; uye akanga ana varimi navasimi vamazambiringa pamakomo napaminda yakaworera, nekuti aida minda.
10Huan, gamdai ah leng in sang a lama, gam tampi a neih jiakin tui te a let khe teptup maimaha, phailam leh phaijang te ah leng; huan, lou nei mite leh uain suk mite tang lamah leh gam hoih ahte a neia, louma lam limsak mi tak ahi.
11Uyewo Uziya akanga ane hondo yavarwi, vaindorwa vachiita mapoka, sezvavakaverengwa naJeieri munyori, naMaaseya murairi, vakatungamirirwa naHanania mumwe wavakuru vamambo.
11Huan, Uziain sepaih kidou mi kumpipa sepaih heutu Heutu Hanani nuaia mi laigelhmi Jeiel leh heutu Maasei ten a seh bang jel ua apawlpawl a galkap mi a nei lai hi.
12Vose vakaverengwa kuvakuru vedzimba dzamadzibaba, ivo varume vaiva nesimba noumhare, vakasvika zviuru zviviri namazana matanhatu.
12Mi hat hangsan chiat, a inkuan upate tengteng sangnih leh zaguk ahi uhi.
13Ivo vairaira hondo yakanga yakadzidziswa, vanhu vane zviuru zvina mazana matatu nezvinomwe namazana mashanu, vaigona kurwa nesimba guru, kuzobatsira mambo kurwa navavengi vavo.
13Huan, a nuai uah sepaih sin siamsa ngen nuaithum leh sang nih leh za nga melma laka kumpipa panpihmi gal sualmi taktak a om uhi.
14Uziya akavagadzirira, ivo vose vehondo, nhovo, namapfumo, nengowani, nenguvo dzamatare, nouta, namabwe okupfura nawo.
14Huan, Uziain sepaih tengteng a dingin lum te, tei te, sik lukhu te, sik puannak te, thal peu te, vaisuanglot a dingin suangte a kisakhola.
15Akaitawo paJerusaremu michini, yakaitwa navanhu vakangwara, ikaiswa pashongwe napamakona amasvingo, kuzoposhera nayo miseve namabwe makuru. Mbiri yake ikapararira; nekuti akabatsirwa zvinoshamisa, kusvikira asimba.
15Huan, Jerusalem ah in sang leh kulh ning chiha koiha thal nanakapna leh suang lian kuamkuam a nanadenna ding, mi pilte theih khiak khawlte a bawla; amin gam chih mual chihah a thangtaa; a honghat mahmah tanin alama lamdanga panpihin a om hi.
16Asi akati asimba, moyo wake ukazvikudza, akazoita zvakashata, akatadzira Jehovha Mwari wake; nekuti akapinda patemberi yaJehovha kundopisa zvinonhuhwira paaritari yezvinonhuhwira.
16Himahleh a honghat nungin a lungsim a hongsana, hoih lou hialin thil a hiha, TOUPA a Pathian tungah thil a hihkhialtaa; gimlim maitama gimlim hal dingin TOUPA biakin ah a lut maimah hi.
17Ipapo mupristi Azaria akamutevera akapinda ana vapristi vaJehovha vana makumi masere, vaiva varume voumhare.
17Huan, siampu Azariain a juia, mi hang taktak TOUPA siampu sawmgiat a tel tei ua;
18Ivo vakadzivisa mambo Uziya, vakati kwaari, Nhandi Uziya, hazvifaniri kuti imwi mupisire Jehovha zvinonhuhwira, asi vapristi vanakomana vaAroni, vakatsaurwa kupisa zvinonhuhwira; budai panzvimbo tsvene, nekuti madarika; hamungakudzwi naJehovha Mwari nokuda kwechinhu ichi.
18Huan, kumpipa Uzia a kham ua a kiangah, Uria aw, TOUPA dinga gimlim hal na hih ding ahi kei hi, gimlim hal dinga hihtuam Aron tapa siampute hih ding ahi jaw hi; mun siangthou akipan pawt khiain; thil na hihkhial ahi hi; TOUPA pathian laka na thupina ding leng ahi tuan kei hi, a chi ua.
19Ipapo Uziya akatsamwa kwazvo; zvino iye akanga akabata hadyana yezvinonhuhwira kuti apise zvinonhuhwira; zvino akati achakatsamwira vapristi, maperembudzi akabuda pahuma yake pamberi pavapristi muimba yaJehovha, kurutivi rwearitari yezvinonhuhwira.
19Huchiin, Uzia a hehtaa; gimlim halna ding mei lakna a tawia, huan, huchia siampute tunga a heh lai takin TOUPA in ah, gimlim halna chin ah siampute maah a a talah a hongphak kheta hi.
20Zvino Azaria mupristi mukuru navapristi vose vakatarira kwaari, vakaona kuti wava namaperembudzi pahuma yake, vakachimbidzika kumubudisapo; kunyange naiye akachimbidzika kubuda, nekuti Jehovha akanga amurova.
20Huan, siampu heutu Azaria leh siampu tengtengin a en ua, ngaiin, a talah a hongphaka, huai akipanin a vik khe pah ua, ahi, TOUPAN a gawt jiakin amah leng kintak mahin a pawtkhe tahi.
21Zvino mambo Uziya akava namaperembudzi kusvikira pazuva rokufa kwake, akagara ari oga muimba, anamaperembudzi; nekuti akadziviswa kupinda paimba yaJehovha; Jotamu mwanakomana wake akava mutariri weimba yamambo, akatongawo mhosva dzavanhu venyika.
21Huchiin kumpipa Uzia bel a sih ni tanin a phaktaa, a phak jiakin a in tuamah a omtaa: TOUPA in akipan hihkhiakin a om taa, huchiin a tapa Jotham bel a gam ua mite vaihawmin kumpipa ina ukpa dingin a omta hi.
22Zvino mamwe mabasa aUziya, okutanga nookupedzisira, akanyorwa nomuporofita Isaya mwanakomana waAmozi.
22Huchiin, Uzia thilhih dang tengteng bel a bul akipana a tawp phain Amoz tapa jawlnei Isaiin a gelh hi.Huchiin, Uzia bel a pi leh a pute kiangah a ihmu a, kumpipa a kivuina muna a pi leh a pute lakah a vui uh. Amah jaw phak ahi ngala, a chi ua: huan, a tapa jotham a sikin a lalta hi.
23Naizvozvo Uziya akavata namadzibaba ake, vakamuviga kumadzibaba ake mumunda wamarinda aiva amadzimambo; nekuti vakati, Una maperembudzi; Jotamu mwanakomana wake akamutevera paushe.
23Huchiin, Uzia bel a pi leh a pute kiangah a ihmu a, kumpipa a kivuina muna a pi leh a pute lakah a vui uh. Amah jaw phak ahi ngala, a chi ua: huan, a tapa jotham a sikin a lalta hi.