1Akaitawo aritari yendarira, kureba
1Huan, dal maitam, a dunglam tongsawmnih, availam tong sawmnih, asandan tong sawma bawl laia.
2Akaitawo dziva rendarira yakanyauswa, rakasvika makubhiti ane gumi paupamhi pamuromo, rakatenderera; nokukwirira kwaro kwakasvika makubhiti mashanu; uye pakuyera rwonzi rwakasvika makubhiti ana makumi matatu rwakaripoteredza.
2Dal loh bem lianpi, a gei leh agei kikal a tong sawm kia, a sandan tong nga a sung leuleua; a geia kimvel in tong sawmthum ahi,
3Pasi paro pakanga pane zvifananidzo zvenzombe dzakanga dzichirikomberedza, zvichiita gumi pakubhiti rimwe nerimwe, zvichipoteredza dziva. Nzombe dzakaita misara miviri, dzakaumbwa pamwechete naro pakuumbwa kwaro.
3Agei nuai pakmum limten a vel suak a, tong khat ah sawm sawm, dal loh kimvel in a om. Pak mum limte vualnih ahi a, dal loh a kimata sun ahi.
4Rakanga rimire pamusoro penzombe gumi nembiri, nhatu dzakanga dzakatarira kurutivi rwokumusoro, nhatu kurutivi rwamavirazuva, nhatu kurutivi rwezasi, nenhatu kurutivi rwamabvazuva; dziva rakanga rakagadzwa pamusoro padzo, idzo dzakafuratirana.
4Huan bel bawngtal sawm lehnih tungah a ki nga a, thum in mallam anga ua, thum in tumlam a nga ua, thum in simlam a nga ua, thum in suahlam a nga uh; huan, dal loh bel huaite tungah aki koih a, a nung lam a nga hi.
5Ukobvu hwaro hwakanga hwakaita soupamhi bwechanza, nomuromo waro wakange wakafanana nomuromo wembiya, seruva rehapa; mukati makadirwa uye makaringana mabhati ane zviuru zvitatu.
5Huan, loh pen khutpek tan in asah a, a geibel nougei bang, lili pak bang a bawl ahi a, bath sangthum ta ahi.
6Akaitawo midziyo yokusukira ine gumi, akaisa mishanu kurudyi nemishanu kuruboshwe, yokusukiramo; zvinhu zvezvipiriso zvaipiswa zvaisukirwamo; asi dziva rakanga riri ravapristi rokushambidziramo.
6Kisilna ding kuang jawn, sawm a bawl laia, taklam sangahnga a, tungah, veilam sanga nga a tungah; huaite bel haalmang thillat silna ding ahi; dal kuang jawn bel siampu te kisilna ding ahi.
7Akaitawo zvigadziko zvemwenje zvine gumi zvendarama, sezvaakanga arairwa pamusoro pazvo; akazviisa patemberi, zvishanu kurudyi uye zvishanu kuruboshwe.
7Huan, abawl dan dinga seh bang in, dangkaeng khawnvak koihna sawm a bawl a, biakin sungah taklam sangah nga, veilam sangah nga a koih a.
8Akaitawo tafura dzine gumi, akadziisa mutemberi, shanu kurudyi uye shanu kuruboshwe. Akaita midziyo yendarama ine zana.
8Dohkan sawm a bawl lai in, biakin sung ah taklam sangah nga, veilam sang nga a koih a. Huan, dangkaeng kuang jawn ja a bawl hi.
9Uye akaitawo ruvazhe rwavapristi, noruvazhe rukuru, nemikova yoruvazhe, akafukidza mikova yarwo nendarira.
9Huailou leng siampute huang leh huang za pite a uma, huang kongkhakte a bawl a, dal in a luan hi,
10Akaisa dziva kurutivi rworudyi rweimba kumabvazuva, kwakatarira zasi.
10Huan, lohpen in taklam pang ah suahlam ah sim dohin a tunga.
11Hurami akaita hari, nefoshoro, nembiya. Naizvozvo Hurami akapedza mabasa ose aakaitira Soromoni paimba yaJehovha;
11Huan, Huramin belt e, vutluahnate, kuangjawnte a bawl. Huchiin Pathian in adinga kumpipa Solomon a bawl sak Huramin a zouta a;
12zvaiti: mbiru mbiri, nembiya, nemisoro miviri, yakanga iri pamisoro yembiru; nemimbure miviri yokufukidza nayo mbiya mbiri dzemisoro miviri yakanga iri pamisoro yembiru;
12Khuam nih te, nou bemte khuam dawna zing nihte, khuam dawna nou bem nihte tuamna gial chitek nihte;
13namatamba ana mazana mana emimbure miviri, misara miviri yamatamba pamumbure mumwe nomumwe, kufukidza mbiya mbiri yemisoro yakanga iri pamusoro pembiru;
13Huai tuamna gial chitek nih adinga pomgranet za lit e khuam dawna nou bial nih tuamna ding gial chitek tuaktuak dinga pomgranet vual nihte.
14akaitawo zvingoro zvine gumi, nemidziyo yokushambidzira pamusoro pezvingoro;
14Kingakna te, kingakna tunga kuangjawnte leng a bawla;
15nedziva rimwe, nenzombe gumi nembiri pasi pedziva.
15Loh khat leh a nuaia bawngtal sawm leh nihte toh.
16Nehariwo, nefoshoro, nezvikokovonho zvenyama, nenhumbi dzose dzayo, Hurami Abhi wakazviitira mambo Soromoni nendarira inobwinya, zvive zveimba yaJehovha.
16Belte, vutluahnate, sathuknate leh a tuiumbelsuan tengteng leng Huramin TOUPA in adia dal nawtteta kumpipa Solomon a bawl sak ahi.
17Mambo akazviumba pabani raJoridhani, pakati peSukoti neZeredha.
17Huaite Jordan phai jangah Sukoth leh Zered bellei mun ah kumpipan a sung hi.
18Saizvozvo Soromoni akaita nhumbi dzose idzi dzakawanda kwazvo; nekuti kurema kwendarira kwakanga kusingayerwi.
18Huchibangin Solomonin tuiumbelsuan tampi abawl a; dal bel buk seng vual ahi kei hi.
19Soromoni akaita nhumbi dzose dzakanga dziri mumba maMwari, nearitari yendarirawo netafura pakanga pane zvingwa zvokuratidza;
19Huan, Solomonin Pathian ina tuiumbelsuan om tengteng abawl a, dangkaeng maitam te, tanghou koihna dohkan te.
20nezvigadziko zvemwenje nemwenje yazvo, kuti ipfute pamberi penzvimbo tsvene, sezvavakanga varairwa, zviri zvendarama;
20Seh banga mun siangthou maia det ding khawnvak koihna te, a khawnvak nangawn toh, dangkaeng keleu ngenin a bawl hi;
21namaruva, nemwenje, nembato, zvendarama, iri pandarama yakanaka kwazvo;
21Huan, pak te, khawnvak te leh taitehte dangkaeng, dangkaeng keleu ngenin a bawla;Huan, khgawnvak puan tehna te, maiphiat kuang te, keu te, meilakna te dangkaeng keleu ngen mahin; huan, in sung lut na, in sung gil jaw mun siangthou pen kongkhak te leh a in, Biakin kongkhak te dangkaengin a bawl hi.
22nembato, nembiya, nezvirongo, nezvaenga zvomoto, zviri zvendarama yakaisvonaka; napavakapinda napo paimba, mikova yomukati yayo yenzvimbo tsvene-tsvene; nemikova yeimba, iyo temberi, yakanga iri yendarama.
22Huan, khgawnvak puan tehna te, maiphiat kuang te, keu te, meilakna te dangkaeng keleu ngen mahin; huan, in sung lut na, in sung gil jaw mun siangthou pen kongkhak te leh a in, Biakin kongkhak te dangkaengin a bawl hi.