Shona

Paite

2 Chronicles

7

1Zvino Soromoni akati apedza kunyengetera, moto ndokuburuka kudenga, ukapedza chipiriso chinopiswa nezvimwe zvibayiro; kubwinya kwaJehovha kukazadza imba.
1Huan Solomon a thum khitin van akipanin mei ahong paisuk a, hal mang thillat leh kithoihna te a hong kangmangta a, huan TOUPA thupinain in hongdimta hi,
2Vapristi vakakoniwa kupinda muimba yaJehovha, nekuti kubwinya kwaJehovha kwakanga kwazadza imba yaJehovha.
2TOUPA thupina in TOUPA in a dimsak jiakin TOUPA in ah siampute a lut theita kei ua.
3Vana vaIsiraeri vose vakatarira moto uchiburuka kudenga nokubwinya kwaJehovha kuchigara pamusoro peimba; vakakotamira pasi nezviso zvavo pakarongwa namabwe, vakanamata nokuvonga Jehovha, vachiti, nekuti akanaka. Nekuti nyasha dzake dzinogara nokusingaperi.
3Huan, Israel suante tengtengin van akipana mei hong pai suk leh in tunga TOUPA thupina a en nilouh ua, suang lep tungah maia lei siin khupboh ua. Amah lah a hoih ngala, a chitna khantawn in a om ding hi, Chiin chibai a buk ua, kipahthu a gen uh.
4Ipapo mambo navanhu vose vakabayira zvibayiro pamberi paJehovha.
4Huchiin kumpipa leh mipiten TOUPA maah kithoihnate a lan ua.
5Mambo Soromoni akabayira chibayiro chenzombe dzine zviuru zvina makumi maviri nezviviri, namakwai ane zviuru zvine zana namakumi maviri. Saizvozvo mambo navanhu vose vakatsaurira Mwari imba iyo.
5Kumpipa Solomonin kithoihna bawngtal sing nih leh sang nih leh belam nuai khat leh sing nih a lana. Huchibangin kumpipa leh mipiten Pathian in a lan uh.
6Vapristi vakamirapo, sezvavakagoverwa mabasa avo; navaRevhivo vane zvokuridzira Jehovha, zvakaitwa namambo Dhavhidhi, zvokuvonga Jehovha nazvo, nekuti nyasha dzake dzinogara nokusingaperi, panguva iya Dhavhidhi yaakakudza Jehovha nazvo; vapristi vakaridza hwamanda pamberi pavo, vaIsiraeri vose vakamira.
6Huan, siampute a mun chiat uah a ding ua; huan, Levite leng TOUPA kianga kipahthu genna dinga phuah, A chitna khantawnin a om ding hi, chia TOUPA phatna dia Davidin a zat sek, thil ging thei toh TOUPA lasain a ding ua; huan, siamputen pengkul a mut ua, Israel mi tengteng a ding diamduam uh.
7Soromoni akatsaurawo nzvimbo yapakati yoruvazhe rwakanga ruri pamberi peimba yaJehovha; nekuti ndipo paakabayira zvipiriso zvinopiswa, namafuta ezvipiriso zvokuyananisa; nekuti aritari yendarira yakaitwa naSoromoni yakanga isingagoni kuringana chipiriso chinopiswa, nechipiriso choupfu, namafuta.
7Huan, Solomonin TOUPA in ma jawna umsung kong tual ah hih siangthou behlap a; huai ah halmang thillat te, lemna thillat thau te alan a; Solomon dal maitam bawl halmang thillat te, tangbuang thillat te, thau te latna dinga a neu luat jiak in
8Naizvozvo Soromoni akatamba mutambo panguva iyo mazuva manomwe, navaIsiraeri vose pamwechete naye, ikaita ungano huru-huru, kubva pavanopinda paHamati, kusvikira parukova rweEgipita.
8Huchiin, huai tung in Solomon leh Israel mi tengteng mipi kikaikhawm thupi tak hamath kholutna a kipana Aigupta gam lui pha a mi te toh ni sagih ankuang a lui uhi.
9Zvino pazuva rorusere vakatamba mutambo wokupedzisira; nekuti vakatsaura aritari mazuva manomwe, vakaita mutambo mazuva manomwe.
9Huan, ni giat ni in kikhopna tak anei ua; maitam kipahpih na dingin ni sagih a zang ua, ankuang lui ni a dingin ni sagih a zang uhi.
10Zvino pazuva ramakumi maviri namatatu romwedzi wechinomwe akaendisa vanhu kumatende avo nemoyo yakanga ichifara, ichifarira zvakanaka zvose zvakaitira Jehovha Dhavhidhi, naSoromoni, navanhu vake vaIsiraeri.
10Huan, kha sagih na ni sawmnih leh ni thum niin mipite a kikhensak a TOUPAN David leh Solomon leh a mi Israel te tung a ahoih na a lat sak jiak in nuamsa tak leh kipak tak in mite a in lam uah apai ta uhi.
11Saizvozvo Soromoni akapedza imba yaJehovha, neimba yamambo; zvose zvakanga zviri mumoyo waSoromoni kuita muimba yaJehovha, nomumba make, wakazviita kwazvo.
11Huchibangin, Solomonin TOUPA in leh kumpipa in a pichin ta a; Solomonin a lungsim a atup bangin TOUPA in leh amah in lamzang tak in a pichin ta hi.
12Ipapo Jehovha akazviratidza kuna Soromoni usiku, akati kwaari, Ndanzwa kunyengetera kwako, ndazvitsaurira nzvimbo iyi, ive imba yokubayira zvibayiro.
12Huan, jan in Solomon kiang ah TOUPA ahong kilak a, akiang ah, Na thumna ka najaa hiai mun kei adingin kithoihna in din ka sep khin hi.
13Kana ndichinge ndadzivira kudenga, kuti mvura irege kunaya, kana zvimwe ndichinge ndaraira mhashu, kuti dzipedze nyika, kana zvimwe ndichinge ndatuma denda pakati pavanhu vangu;
13Vante ka khak a, vuah te a zuk louh in hiam, khaukup ka sawl a, gam te ahih siat hiam ka mi te lak ahi ka lensak hiama;
14kana vanhu vangu, vakatumidzwa nezita rangu, vakazvininipisa, vakanyengetera nokutsvaka chiso changu, nokurega nzira dzavo dzakaipa; ipapo ndichanzwa kudenga ndichavakangamwira zvivi zvavo, nokupodza nyika yavo.
14Ka minpu ka mite kingai neu a athum ua, honzon ua, a om dan gilou te uh a leh ngat san uleh van a kipan in ka na ngai khe dinga, a khelhna uh ka ngaidam dinga, agam uh ka dam sak ding hi.
15Zvino meso angu achasvinura, nzeve dzangu dzichateerera ndinzwe munyengetero unoitwa panzvimbo iyi.
15Hiai mun a thumna ka mit ka suan ding a, ka bil ka doh ding hi.
16Nekuti zvino ndatsaura imba ino nokuiita tsvene, zita rangu rivepo nokusingaperi; meso angu nomoyo wangu zvichavapo nokusingaperi.
16Huai a ka min khantawna aom theih na dingin hiai in ka sep a, ka hih singthou ta ahi: huaiah ka mit leh ka lungtang a om tawntung ta ding.
17Kana uriwe, kana ukafamba pamberi pangu sababa vako, Dhavhidhi, ukaita zvose zvandakakuraira, ukachengeta zvandatema nezvandatonga,
17Huan, nang tungtang thu ah leng, na pa David bang a ka mitmuha na om a, thu ka hon piak bangbanga na om a ka thu seh te leh ka vaihawm ten a san leh:
18ipapo ini ndichasimbisa chigaro chako choushe, sezvandakapikira baba vako Dhavhidhi, ndichiti, Haungashaiwi munhu achabata ushe hwaIsiraeri.
18Israelte lak ah vaihawm mi na tasam kei ding, chia na pa David kiang a thu ka khun bangin nagam lal tutphah ka kip sak ding.
19Asi kana mukatsauka, mukasiya zvandatema nezvandaraira zvandakaisa pamberi penyu, mukandoshumira vamwe vamwari, mukavanamata;
19Ahihhangin na kihei mang ua, ka thuseh te leh ka thu piak te na leh ngat san ua, Pathian dang ten na nasep ua, na biak uh leh:
20ipapo ndichavadzura nemidzi panyika yangu yandakavapa, neimba iyi yandakatsaurira zita rangu, ndichairashira kure ndirege kuiona, ndiite shumo nechiseko pakati pavanhu vose.
20Amau ka piak gam akipan ka hon hih mang kha ding a; huan, hiai in ka min ding a ka hih siangthou sa ka mit muh phak louh a ka suan mang vengveng dinga, namchih lak a paunak leh a selam a gen teh na dingin ka bawl ding hi.
21Neimba iyi kunyange yakakwirira ikadai, vose vanopfuura nayo vachakanuka, vachiti, Jehovha wakaitireiko kudai nenyika ino, uye neimba iyi?
21Huan, hiai in sangpi a kiang a pai peuhin lamdang asa ding ua, bang chi ahiai gam leh hiai in TOUPAN hichi banga ahih ahia? A chi ding uh.Huan, TOUPA, a pi leh pute uh Pathian, Aigupta gam akipan pi khe pa a leh ngat san ua, Pathian dangte a let ua, abiak ua, a n ate a sep jiak un hiai siat na tengteng a tunguah a tung ta ahi, ahon chi ding uh achi a.
22Vachapindura, vachiti: Nekuti vakasiya Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, wakavabudisa panyika yeEgipita, vakanamatira vamwe vamwari, vakavanamata, nokuvashumira; saka Jehovha akavapinza panjodzi idzi dzose.
22Huan, TOUPA, a pi leh pute uh Pathian, Aigupta gam akipan pi khe pa a leh ngat san ua, Pathian dangte a let ua, abiak ua, a n ate a sep jiak un hiai siat na tengteng a tunguah a tung ta ahi, ahon chi ding uh achi a.