1Zvino negore rechinomwe raJehu, Jehoashi wakatanga kubata ushe; akabata ushe paJerusaremu makore makumi mana; zita ramai vake rakanga riri Zibhia weBheerishebha.
1Jehu kum sagih a lal kumin Joas bel a lal pana; Jerusalem khua ah kum sawmli a lala; a nu min Zibia. Beer-seba khuaa mi ahi.
2Jehoashi akaita zvakanaka pamberi paJehovha mazuva ake ose, aakadzidziswa nawo nomupristi Jehoyadha.
2Huan, siampu Jehoiadain Joas a sinsak sungteng Toupa mitmuhin thil hoih a hih seka.
3Kunyange zvakadaro matunhu akakwirira haana kubviswa; vanhu vakaramba vachibayira zvibayiro nokupisa zvinonhuhwira pamatunhu akakwirira.
3Ahihhangin mun sangte teng hihsiat vek ahi tuankei; mun sangte ah mite a kithoih lailai un gimlim ahal nilouh lai uhi.
4Zvino Jehoashi akati kuvapristi, Mari yose yezvinhu zvakatsaurwa, inoiswa mumba maJehovha, mari yavanhu vakaverengwa, nemari yavose sezvavakatarirwa mumwe nomumwe, nemari yose, inoiswa mumba maJehovha nomumwe nomumwe nomoyo wake,
4Huan, Joasin siampute kiangah, Toupa ina lak lut thil zek tatna sum teng khawng simsate laka pai peuhmahte tuh a hin uh tatna sumte, kuapeuhin Toupa ina lak lut a phal uh sum tengtengte,
5vapristi ngavatore mari iyo, mumwe nomumwe kumuzikamwi wake, vagadzire zvakaputsika patemberi pose pose pavanowana pakaputsika.
5Siamputen a meltheihte uh akipanin na la chiat le uh; huchiin in sia a siatnana, bawl uhen, a chi a.
6Asi negore ramakumi maviri namatatu ramambo Jehoashi vapristi vakanga vachigere kugadzira zvakaputsika paimba.
6Himahleh hichi ahi a, kumpipa Jehoas bel kum sawmnih leh kum thum a lal nungin leng siamputen in sia a bawl kei lailai ua.
7Zvino mambo Jehoashi akadana mupristi Jehoyadha navamwe vapristi, akati kwavari, Munoregereiko kugadzira zvakaputsika paimba? Naizvozvo zvino chiregai kutora mari kuvazikamwi venyu, asi muibudisire zvakaputsika patemberi.
7Huchiin kumpipa Joas in siampu Jehoiada leh siampu dangte a sama, a kiang uah, Bangdia in siat nana bawl lou na hi ua? Tun jaw na meltheihte uh kianga kipan dangka la nawn kei unla, in se bawlna dingin pekhe zota un, a chi a.
8Vapristi vakatenda kusatora mari kuvanhu, kunyange kugadzira zvakaputsika patemberi.
8Huan, siamputen mite kiang akipan dangka lak nawn louh leh, in siatnana puah louh pha asa ua.
9Asi mupristi Jehoyadha wakatora bhokisi, akabvovora buri pachifunhiro charo, akarigadzika kurutivi rwearitari, kurudyi rwomunhu, kana achipinda paimba yaJehovha.
9Ahihhangin siampu Jehoiadain bawm ala a, a sin agei vanga, Toupa in a luta taklam pang, maitam chinah a tunga; huaiah Toupa in a dangka hontawi lut tengteng kongkhak vengmi siamputen a a nakoih jel uh.
10Zvino vakati kana vaona kuti mari zhinji yavamo mubhokisi, munyori wamambo nomupristi mukuru ndokuuya, ndokuisa muhomwe, vachiverenga mari yakawanikwa mumba maJehovha.
10Huan, hichi ahi a, bawm ah dangka atam ngialta chih a theih un, kumpipa laigelh mi leh siampu lianpen a vahoh ua, a tun ua, Toupa ina dangka om chiang a sim uh.
11Vakaisa mari yakayerwa mumaoko avaibata basa iro, vaitarira temberi yaJehovha; zvino vairipira nayo vavezi navavaki vaibata patemberi yaJehovha,
11Huan, a dangka sim uh nasemmite, Toupa inlammite tunga heutute khutah a pekhia ua; amau Toupa insualmite, khutsiamte leh inlammite loh dingin a pe khia ua,
12navaironga navaiveza mabwe, vakatenga matanda namabwe akavezwa okugadzirisa nawo zvakaputsika patemberi yaJehovha, nokuripira zvose zvaidikamwa kuzogadzirisa nazvo temberi.
12Suang sekmite leh suang laikhemite kiangah, Toupa insiatnana bawlna ding sing leh suangte leh in bawlnaa a khawkna peuh ah a zang jel uhi.
13Asi havana kuitira temberi yaJehovha mikombe yesirivha, nembato dzemwenje, nembiya, nehwamanda, nemidziyo yendarama, nemidziyo yesirivha, nemari yakaiswa temberi yaJehovha,
13Ahihhangin Toupa insunga a dangka hontawi un Toupa in a ding dangka siknoute, khawnvak puan tehnate, mai phiatkuangte, pengkulte, dangkaeng tui umbel suante, dangkasiik tui umbel suante a bawl kei uh;
14nekuti vakaiisa kuna vaibata basa, kuti vagadzirise temberi yaJehovha nayo.
14Nasemmite ape jel ua, Toupa in bawlna in a zang jel uhi.
15Uye havana kuzobvunza vanhu avo, vavaipa mari mumaoko avo, kuzoripira vaibata basa; nekuti ivo vaibata vakatendeka.
15Huan, nasemmite piak dinga dangka a kepsakmite uh leng a etjui pih tuan khol kei uh; amau leh ginomtakin ahih jel sek uh.
16Asi mari yezvipiriso zvemhosva, nemari yezvipiriso zvezvivi, hazvina kuiswa mumba maJehovha; yakapiwa vapristi.
16Moh thoihna thillat dangka leh, khelhna thoihna thillat dangkate bel Toupa in ah ala lut kei ua; siampute tantuam ahi.
17Zvino Hazaeri mambo weSiria wakaenda kundorwa neGati, akarikunda, Hazaeri akaringira chiso chake kuenda Jerusaremu.
17Huchiin Suria kumpipa Hazaelin Gath khua a va suala, a vala a; huan, Hazael bel Jerusalema hoh jel a tum hi.
18Asi Jehoashi mambo waJudha, wakatora zvinhu zvose zvakatsaurwa, zvakanga zvatsaurwa namadzibaba ake, Jehoshafati, naJehoramu, naAhazia, madzimambo aJudha, nezvinhu zvake zvose zvakatsaurwa, nendarama yose yakawanikwa pafuma yeimba yaJehovha neimba yamambo, akazvituma kuna Hazaeri mambo weSiria; iye akabva Jerusaremu.
18Huan, Juda kumpipa Joasin Juda kumpipa a pute Jehosaphatte, Jehoramte, Ahaziate nana latsa thil zek tengteng leh, amah thil zekte leh, Toupa ina leh kumpipa in a gou koih khawmnaa dangkaeng om tengteng a la veka, Suria kumpipa Hazael a khak a; huchiin Jerusalem a lehngatsanta.
19Mamwe mabasa aJoashi, nezvose zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku yaMakoronike amadzimambo aJudha?
19Huchiin Joas tanchin dangte, a thilhihte tengteng Juda kumpipate lal lai thu gelhna buah a tuang ka hia?
20Zvino varanda vake vakasimuka, vakarangana, vakauraya Joashi paimba yaMiro, panzira inoburukira Sira.
20Huan, a mite a thou ua, sim a sawm ua, Joas bel Silla zot sukna lampi Millo in ah a sual ua; a hihlum uh.Amah mi, Simeath tapa Jozakar leh Somer tapa Jehozabad ten a that uhi; huchiin a pi leh pute lakah David khopi ah a vui ua; huan, a tapa Amazia a sikin a lal.
21Nekuti Jozakari mwanakomana waShimeati, naJehozabhadhi mwanakomana waShomeri, varanda vake, vakamubaya, akafa; vakamuviga kumadzibaba ake muguta raDhavhidhi; Amazia mwanakomana wake akamutevera paushe.
21Amah mi, Simeath tapa Jozakar leh Somer tapa Jehozabad ten a that uhi; huchiin a pi leh pute lakah David khopi ah a vui ua; huan, a tapa Amazia a sikin a lal.