1Zvino shure kwaizvozvo, kutsamwa kwamambo Ahashivheroshi kwakati kwanyarara, akarangarira Vhashiti nezvaakaita, nechirevo chakatemwa pamusoro pake.
1Hiai thilte zohin, kumpipa Ahasura thangpaihna lungkimsaka omin, Vasti, bang ahia a hih, a siatna dia bang ahia thupiak chih a theigige hi.
2Ipapo varanda vamambo vaimubatira, vakati, Mambo ngaatsvakirwe mhandara dzakanaka;
2Huchiin a nasep sak kumpipa sikhaten a kiangah, Kumpipa adingin nungak siangthou tuailai melhoih kizong henla:
3mambo ngaaise vatariri pamativi ose oushe hwake, vaunganidze mhandara dzose dzakanaka paShushani nhare yamambo, paimba yavakadzi, vachengetwe naHegai muranda wamambo, mutariri wavakadzi; vapiwewo zvavangazvinatsa nazvo.
3Huan kumpipan a gama bial tengtengah heutu sep hen, huaiten nungak siangthou tuailai tengteng Susan inpi ah, numeite in ah, Hegai kumpipa michilgeh numeite kempa ina a hongpi khawm theihna ding un; huchiin siansakna ding a thilte uh amau kipe leh:
4Zvino musikana unofarirwa namambo ngaave vahosi panzvimbo yaVhashiti. Izvozvo zvikafadza mambo, akaita saizvozvo.
4Huan nungak kumpipa lungkimsak pen Vasti sikin kumpinu hi hen, a chi ua. Huai thilin kumpipa a lungkim saka; huchibangin a hihta hi.
5Zvino paShushani panhare yamambo pakanga panomuJudha, ainzi Modhekai, mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi, muBhenjamini,
5Susan inpi ah Juda mi khuhiam khat, a min Mordekai, Jair tapa, Simei tapa, Benjamin mi a oma;
6akanga atapwa Jerusaremu, pamwechete navatapwa vakanga vatapwa naJekonia mambo waJudha, wakange atapwa naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi.
6Amah bel Jerusalem akipana salte Juda kumpipa Jekonia Babulon kumpipa Nebukadnezzarin a pi manga omte toh pi mangin a om uhi.
7Iye akanga arera Hadhasha, ndiye Esiteri, mukunda wababamunini wake; nekuti akanga asina baba namai; zvino musikana uyu akanga akanaka paumiro hwake napachiso chake; pakufa kwababa vake namai vake Modhekai ndokumutora, akamuita mukunda wake.
7Huchiin aman Hadassa, huai bel Esther, a pangak tanu ahi: aman lah pa a neikeia nu leng a neikei, huan huai nungak tuh a kilawmin a mel ahoih hi: a nu leh a pa a sih un, Mordekaiin amah a tanu mahmah dingin a la hi.
8Zvino murayiro wamambo nechirevo chake zvakati zvanzwikwa, vasikana vazhinji vakaunganidzwa paShushani nhare yamambo, pavaichengetwa naHegai, Esiteri akatorwawo, akaiswa mumba mamambo, akachengetwa naHegai mutariri wavakadzi.
8Huchiin hichi a honghi-a, kumpipa thupiak leh a thubawl a kijakin, nungak tampi Susan inpi, Hegai ina kaihkhawma aom lai un, Esther kumpipa in, Hegai, numeite kempa in ah a hongpi ua.
9Musikana uyu akamufadza, akanzwirwa tsitsi naye, akachimbidzika kumupa zvaangazvinatsa nazvo, nemigove yake yezvokudya uye vasikana vanomwe vaakafanira kupiwa, vaibva paimba yamambo; akamuisa iye navasikana vake pakanga pakaisvonaka paimba yavakadzi.
9Huchiin nungakin amah a lungkim saka, amah siamna a ngahta a; huan aman siansakna dingin a thilte amah a pe paha, a tantuante toh, amah piak dinga kilawm, kumpipa in akipan nungak sagih: huan amaha leh a nungakte numei te ina mun hoih penpen ah asuanta hi.
10Asi Esiteri akanga asina kuvazivisa rudzi rwake nehama dzake, nekuti Modhekai akanga amuraira, kuti arege kuvazivisa izvozvo.
10Estherin a mite a musak keia a tanaute leng a musak sam kei hi: Mordekaiin lah musak lou dingin amah thu a pe ngala.
11Zvino Modhekai aifamba pamberi poruvanze rweimba yavakadzi mazuva ose, agoziva kuti Esiteri akadini, uye kuti vachaitei naye.
11Huchiin Mordekai bel nitengin numeite in mun maiah a om gigea, Estherin bangchiin a hih jela, bang a honghi dia chih thei dingin.
12Zvino dzoro romusikana mumwe nomumwe rakati richisvika kupinda kuna mambo Ahashivheroshi, kana aitirwa zvose nomurayiro wavakadzi mwedzi ine gumi nemiviri (nokuti mazuva okunatswa kwavo akapera kudai: mwedzi mitanhatu vachizora mafuta emura, mwedzi mitanhatu zvinonhuhwira, uye zvimwe zvinhu zvokunatsa vakadzi nazvo,)
12Huchi-a nungak chih kumpipa Ahasura kianga a valut hun uh a tun in, numeite adia dan dungjuia hih khinta a om nungin, kha sawm leh kha nih, (huchibangin lah a siansakna nite uh hihkimin a om ngala, huai tuh, mura thau toh kha guk, gim namtuite toh kha guk leh, numeite siansakna dinga thilte toh, )
13zvino musikana akapinda nomutowo akadaro kuna mambo, uye chinhu chipi nechipi chaaida aichipiwa, kuti abude nacho paimba yavakadzi, apinde mumba mamambo.
13Huailaiin hichibangin nungkanu tuh kumpipa kiangah a hong, numeite in akipan kumpipa ina hohpih dingin amah tuh a deihdeih piakin a om hi.
14Aienda madekwana, ndokudzokera mangwana kuimba yechipiri yavakadzi, paaichengetwa naShaashigazi, muranda wamambo, aichengeta varongo; haazaipindazve kuna mambo, asi kana achinge afarirwa namambo, akadamwa nezita rake.
14Nitaklamin a paia, a jingsangin numeite in nihna ah, kumpipa michilgeh Sasga, meite kimpa in ah a hong kika: kumpipa amah ah kipak napiin, kumpipa kiangah a honglutta keia, amah tuh mina sapin a om hi.
15Zvino dzoro raEsiteri mukunda waAbhihairi, babamunini vaModhekai, akanga amutora akamuita mukunda wake, rakati richisvika rokupinda kuna mambo, haana kukumbira chinhu asi izvochetezvakanga zvarairwa naHegai muranda wamambo, mutariri wavakadzi. Zvino Esiteri akanzwirwa tsitsi navose vaimuona.
15Huchi-a amah a tanu dinga lapa Mordekai pangak Abihail tanu, Esther kumpipa kianga a valut hun a hongtunin, Hegai kumpipa michilgeh, numeite kempaa seh chihngallouh bangmah a kan kei hi. Huchiin amah ente tengteng mitmuhin Estherin deihsakna a ngaha.
16Naizvozvo Esiteri akaiswa kuna mambo Ahashivheroshi muimba yake youshe nomwedzi wegumi, ndiwo mwedzi weTebheti, pagore rechinomwe rokubata kwake ushe.
16Huchiin Esther kumpipa Ahasura kiang a kumpi in ah a kha sawmna, Tebeth kha a vaihawm kum sagihna kumin laklutin a omta hi.
17Mambo akada Esiteri kupfuura vamwe vakadzi vose, akanzwira tsitsi nounyoro naye kupfuura dzimwe mhandara dzose; naizvozvo akaisa korona youhosi pamusoro wake, akamuita vahosi panzvimbo yaVhashiti.
17Huchiin kumpipan numeite tengteng sangin Esther a it a, nungak siangthoute sangin a mitmuhin hehpihna leh deihsakna a mu hi; huchiin a lu tungah kumpi lallukhu a koiha, Vasti sikin kumpinu dingin amah a bawlta hi.
18Ipapo mambo akaitira machinda ake ose navaranda vake vose mutambo mukuru, uri mutambo waEsiteri; akaraira zororo pamativi enyika, akagovera zvipo, mambo asinganyimi napaduku.
18Huchih laiin kumpipan a lalte tengteng leh a sikhate tengteng adingin ankuang thupi, Esther ankuang mahmah a luitaa: bialte kiangah khawlna a bawla, kumpipa siamna bang jelin, thilpiakte a pia hi.
19Zvino pakuunganidzwa kwemhandara rwechipiri, Modhekai akanga agere pasuwo ramambo.
19Huchi-a nungak siangthoute nih veina dia kaihkhawma a omlai un, Mordekai bel kumpipa kongpi ah a tu hi.
20Esiteri akanga achigere kuvazivisa hama dzake kana rudzi rwake, sezvaakarairwa naModhekai; nekuti Esiteri akateerera murayiro waModhekai, sezvaaisiita acharerwa naye.
20Estherin a tanaute amusak keia a mite leng a musak sam kei; Mordekai thupiak bangin a hiha, amah kianga khanletsaka a om bang takin.
21zvino pamazuva iwayo Modhikai agere pasuwo ramambo, varanda vaviri vamambo, Bhigitani naTereshi, pakati pavarindi vomukova, vakatsamwa vakatsvaka kuuraya mambo Ahashivheroshi.
21Huailaia, Mordekai kumpipa kongpi-a a tutlaiin, kumpipa michilgeh laka nih, Bigthan leh Teres, kongkhak ngakte a heh ua, kumpipa Ahasura tunga khut kha dingin a zongta uhi.
22Chinhu icho chikazikamwa naModhekai, iye ndokuzivisa vahosi Esiteri, Esiteri akandoudza mambo nezita raModhekai.
22Huan huai thil Mordekaiin a theia, aman khumpinu kiangah a theisak hi; huan Estherin Mordekai minin huaia kumpipa a hilhta hi.Huchiin a thu a kikan aleh, huchibang ahi ngei chih a kimu khiaa, a nih un sing dawnah khailupin a om ua: huan tanchingelhna laibuah kumpipa maah a kigelhta hi.
23Zvino vakati vachinzvera chinhu icho, vakawana kuti zvirokwazvo, vose vari vaviri vakasungirirwa pamuti; zvikanyorwa mubhuku yaMakoronike pamberi pamambo.
23Huchiin a thu a kikan aleh, huchibang ahi ngei chih a kimu khiaa, a nih un sing dawnah khailupin a om ua: huan tanchingelhna laibuah kumpipa maah a kigelhta hi.