1Zvino negore regumi, nomwedzi wegumi, nezuva regumi namaviri romwedzi, shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,
1Kum sawmna, kha sawmna, huai kha ni sawmnihna ah TOUPA thu ka kiang ah a hongtungta,
2Mwanakomana womunhu, rinzira chiso chako kuna Farao mambo weEgipita, uporofite pamusoro pake napamusoro peEgipita rose.
2Mihing tapa, Aigupta kumpipa Pharo masuan inla, a tungah leh aigupta mitengteng tungah thu genin.
3Taura uti, zvanzi nalshe Jehovha, Tarira, ndine mhaka newe, iwe Farao mambo iwe shato huru uvete pakati penzizi dzako, ukati, Rwizi rwangu ndorwangu, ndakazviitira irwo.
3Gen inla, TOUPA PATHIANIN huchiin a chi ahi: Ngaiin, Aigupta kumpipa, Pharo luipite laiah olepi thupi tak, Ka luipi keia ahi, keimah ngei a dia kabawl, chipa ka hondou ahi.
4Ndichaisa zvikokovonho mushaya dzako, ndichanamatidza hove dzenzizi dzako pamakwande ako, ndichakubvisa mukati menzizi dzako pamwechete nehove dzose dzenzizi dzako dzakanamatira pamakwande ako.
4Na haizekte ah ngakuaiin ka honman dinga; luipi a ngasate na lip dingin ka belsak dinga; luipi lai akipan nalip ah ngasate tengteng toh ka honbot khe ding.
5Ndichakurashira kurenje, iwe nehove dzose dzenzizi dzako, uchawira pasi pabani pakachena, haungakokerwi kana kuunganidzwa; ndakakuisa kuzvikara zvapasi neshiri dzokudenga, uve zvokudya zvavo.
5Huan gamdai ah ka hong pai dinga, nang leh na luipia ngasa tengteng leng; gamlak ah na puk dia; na luang lawm a hikei dinga, vui na hi sam kei ding; gam sahangte lehtungleng vasate kiangah an dia honpe ding ka hi.
6Vose vagere Egipita vachaziva kuti ndini Jehovha, nekuti vakanga vakaita setsvimbo yorutsanga kuimba yaIsiraeri.
6Israel inkote adia sialluang chiang lel na honghih jiakin Aigupta gamah teng tengtengin kei TOUPA ka hi chih a thei ding uh.
7Vakati vachibata ruoko rwako, iwe ukavhunika, ukatsemura mafudzi avo ose; vakati vachisendama pamusoro pako, iwe ukavhunika, ukamisa zviuno zvavo zviri zvoga.
7Khuta honlet ua, a liangzang uh na tansaka, na satkhia a; hon ngaiua, a kawngte uh kitana tanglouin na omsaka.
8Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, Tarira, ndinouyisa munondo pamusoro pako, ndichaparadza pakati pako vanhu nezvipfuwo.
8Huaijiakin TOUPA PATHIANIN hichin in achi: Ngaiin, natungah namsau kahontun dinga, na laka kipan mi leh sa ka phuk mang ding.
9Nyika yeEgipita ichava dongo renzvimbo yakaparadzwa zvino vachaziva kuti ndini Jehovha. Zvayakati, Rwizi ndorwangu, ndini ndakaruita,
9Huan Aigupta gam, gam segawp leh kho sia ahi mai dinga, kei TOUPA kahi chih a thei dinguh. Luipi keia ahi a, ka bawl ahi a, na chih jiakin.
10naizvozvo, tarira, ndine mhaka newe uye nenzizi dzako, ndichaita nyika yeEgipita nzvimbo yakaparadzwa chose nedongo, kubva pashongwe yeSevhene kusvikira pamuganhu weItiopia.
10Huaijiakin ka hon dou ahi, na luipi leng: Seveneh kulh akipanin Ethiopia gamgi phain Aigupta gam bel gam segawp leh kho siain ka bawl ding.
11Hakuna munhu achapfuura napo norutsoka rwake, norutsoka rwechipfuo harungapfuuri napo, haingagarwi navanhu makore makumi mana.
11Mihing khe in asik ngei kei dinga, sate leng a pai ngei sam kei ding ua; kum sawmli sung in luahin a om sam kei ding hi.
12Nyika yeEgipita ndichaiita dongo pakati penyika dzakaitwa matongo, namaguta ayo achaitwa matongo makore makumi mana pakati pamaguta akaitwa matongo; ndichaparadzira vaEgipita pakati pamarudzi avanhu, nokuvadzingira kunyika dzose.
12Huan Aigupta gam segawpte lakah khatin ka bawl dinga, a khopite ka khopi siate lakah Kum sawmli a kigawp ding: Aigupa mite nam te lakah ka dalh sak dinga, gam chih a ka dalh sak ding.
13nekuti zvanzi naIshe Jehovha, Kana makore makumi mana apera, ndichaunganidza vaEgipita kumarudzi avanhu kwandakanga ndavaparadzira;
13TOUPA PATHIANIN in hichiin a chi ngala; Kum sawmli nungin a dalhna mite ua kipan Aigupta mite ka lakhawm nawn ding:
14ndichadzosazve kutapwa kweEgipita, ndichavadzoserazve kunyika yePatirosi, kunyika kwavakaberekerwa; vachavapo hushe hwakazvidzwa.
14Aigupta mite omdan ka hei dinga, a pianna gam uh, Pathros gamah ka kiksak ding; huan huailaiah vuallel takin a lal ding uh.
15Huchava ushe hunozvidzwa kupfuura ushe hwose, hahungazozvimisizve kukunda mamwe marudzi, ndichavatapudza, varege kuzotongazve mamwe marudzi paushe hwavo.
15Lalna gam vuallel pen ahi ding, namte lakah leng a kilalsak nawn kei dinga; Namdang tunga thu a neih nawn louhna dingun amau ka neusak sin ahi.
16Imba yalsiraeri haingazovimbi nahwo, huchindiyeudzira zvakaipa zvavo, kana vachicheuka kuvatevera; zvino vachaziva kuti ndini Ishe Jehovha.
16Amau lam nga peuhmah in a thulimlouhna uh a theikhiak pih sek jiakin Israelte muanpi ahi nawn ta kei ding uh; huan TOUPA PATHIAN kahi chih a thei ding uh, a chi, chi in, chiin.
17Zvino negore ramakumi maviri namanomwe, nomwedzi wokutanga, nezuva rokutanga romwedzi, shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,
17Huan, huchi ahi a, kum sawmnihleh kum sagihna, kha khatna, huai kha nikhat niin TOUPA thu ka kiangah a hongtunga,
18Mwanakomana womunhu, Nebhukadhirezari mambo weBhabhironi, wakabatisa hondo yake basa guru rokurwa neTire; misoro yose yakasvotorwa namafudzi ose akasvuuka; kunyange zvakadaro iye nehondo yake havana kupiwa mubayiro neTire pamusoro pebasa raakabata achirwa navo.
18Mihing tapa, Babulon kumpipa Nebukadnezzerin Tura tungah na thupitak tak sem ding in a sepaih hon achia, michih lu a giau loh a, mi chih liangzangin a dulhloh lai a; himahleh amah leh a sepaih honten a na sepna uah Tura akipan punna bangmah a mu tuan kei uh.
19Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, Tarirai, nyika yeEgipita ndichaipa Nebhukadhirezari mambo weBhabhironi; iye uchatapa vanhu vayo vazhinji, nokutora zvaachapamba, nokutora zvaachatapa; ndizvo zvichava mubayiro wehondo yake.
19Huaijiakin TOUPA PATHIANIN hichiin chi ahi: ngaiin, Aigupta gam Babulon kumpipa Nebukadnezzer kiangah ka pe sina, a thil hauh ziazuate a la mang dinga, alok dinga, a gallak sak ding; huai tuh a sepaih honte loh ahi mai ding.
20Ndakamupa iye nyika yeEgipita, uve muripo wake wezvaakabatira, nekuti vakandibatira ini, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
20Kana a sep jiakun Aigupta gama loh ding uh ka pia ahi, TOUPA PATHIANIN a chi ahi.Huai ni chiang in Israel inkote dingin ki ka mengkeh sak dinga; alak uah na kam ka ka sak ding; huchiin TOUPA kahi chih thei ding uh, chiin.
21Nezuva iro ndichamedzera imba yaIsiraeri runyanga, newe ndichakupa muromo wakashamiswa pakati pavo; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.
21Huai ni chiang in Israel inkote dingin ki ka mengkeh sak dinga; alak uah na kam ka ka sak ding; huchiin TOUPA kahi chih thei ding uh, chiin.