1Zvino negore regumi nerimwe, nomwedzi wechitatu, nezuva rokutanga romwedzi, shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,
1Huan hichi ahi a, kum sawm leh khatna, kha thumna, huai kha ni khat niin TOUPA thu ka kiangah a hong tunga;
2Mwanakomana womunhu, iti kuna Farao mambo weEgipita, nokuvanhu vake vazhinji, Iwe wakafanana nani paukuru hwako?
2Mihing tapa, Aigupta kumpipa Pharo leh a khua leh a mite kiangah gen inla: Thupina ah kua na banga ahia?
3Tarira, muAsiria akanga ari musidhari paRebhanoni, akanga ana mashizha akanaka, sedondo rine mumvuri, wakareba kwazvo; musoro wawo wakange uri kumakore.
3Ngai in, Lebanon hiang kilawm leh bawk, lim sah, sang kilawm, a dawn mei lakah a om hi.
4Mvura zhinji yakaumeresa, mvura yapasipasi yakaukurisa; nzizi dzayo dzaiyerera pose pakasimwa, yaisvitsa migero yayo kumiti yose yesango.
4Tuiin a honvaka, tuithukin a khang sak hulhul, a phuhna luiten a luan kual ua, gam sing chih vakna dingin a luang sak hi.
5Naizvozvo muti uyu wakakura kupfuura miti yose yesango, matavi awo akawanda, uye matavi awo akareba nemvura zhinji, nenguva yokumera kwawo.
5Huchiin gam sing teng zouin a sang tuana; ahiang a khang, ahiang a sau, tuipi vak, a mengkhe sak hi.
6Shiri dzose dzokudenga dzakavaka matendere adzo mumatavi awo, nemhuka dzose dzesango dzakabereka vana vadzo pasi pamatavi, awo; marudzi makuru ose avanhu akagara mumumvuri wawo.
6Bu a bawl ua, ahiang ah, tungleng vasaten; ahiang nuai ah sa chiteng in nau a nei ua; alim nuaiah a nam thupi teng a teng uhi.
7Saizvozvo wakange wakanaka pakukura kwawo, napakureba kwamatavi awo; nekuti midzi yawo yakanga iri mumvura zhinji.
7Huchiin, a kilawm, a thupina, ahiangte sau sauna ah zel in; a zung lah tui tampi te kiangah a om ngal.
8Misidhari mumunda waMwari yakanga isingagoni kuudzitira; miti yemisiperesi haina kufanana nohutavi hwawo, nemipurani yakanga isina kufanana namatavi awo; kwakanga kusina muti mumunda waMwari wakange wakafanana nawo pakunaka kwawo.
8Pathian huana sidar sing ten a phazou kei ua; a bawk, meilah sing in adem zou kei hi; ahiang sesingin a pha zou sam kei; a kilawmna ah Pathian huana sing himhim amah a bang zoukei hi.
9Ndakauita zvakanaka nokuwanda kwamatavi awo, naizvozvo miti yose yeEdheni, yaiva mumunda waMwari, yaiugodora.
9A hiang tamsakin ka bawl hoiha, Pathian Huana Eden sing tengin a haza uhi, chiin.
10Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, Zvawakakura zvikuru iwe, akaisa musoro wake pakati pamakore, moyo wake ukazvikudza nokuda kokureba kwake,
10Huaijiakin TOUPA PATHIANIN hichiin a chi ahi: A hongsan mahmaha, meipi laka a dawn a lena, a lungtanga a sandan a kisaktheihpih jiakin,
11ndichamuisa muruoko rwoune simba pakati pamarudzi avanhu, iye achamuitira zvawakafanira; ndakamudzinga nokuda kwezvakaipa zvake.
11Namte lakah mihat tak khut ah ka mansak ding: a thulimlouhdan bangin a gawt dinga, ka delh khe ding.
12Vatorwa, ivo vanotyisa pakati pamarudzi, vakamutema vakamurega, matavi ake akawira pamusoro pamakomo nomumipata yose, matavi ake akavhunikira pahova dzose dzenyika; vanhu vose venyika vabva pamumvuri wake, vakamusiya.
12Huan pautuam mi namte laka kihtakhuai mahmahten a phuk ding ua, a nuse ding uh: tang ahte, guam ahte ahiangte a ke lemlum dinga, huai gam tuiluanna guam tengtengah ahiangte a kitan lemlum ding: khovel a mi tengteng a lim akipan a pawtkhe ding ua, amah a pai san ding uh.
13Shiri dzose dzekudenga dzichagara padanda rake rakawa, mhuka dzose dzesango dzichava pamatavi ake;
13A siatna ah tungleng vasa tengteng a teng ding ua, a bawk tungahte gamsate a om ding uh.
14kuti miti yose iri pamvura irege kuzvikudza nokureba kwayo, kana kusvitsa misoro yayo mumakore, neine simba pakati payo irege kumira ichizvikudza iyo miti yose inomwa mvura; nekuti yose yakatarirwa rufu, iende kunzvimbo dzapasi dzenyika, pakati pavana vavanhu, pamwechete navanoburukira kugomba.
14Hiai bel tui a vak sing tengteng a kisansak louh ua, a dawn uh meipi kala lengsak loua, tuia vak sing himhimin a sandan uh a suan sam louhna ding uh ahi: lei mun nuainungpena kokhuka pai suk ta, mihing tate lakah pai dingin, sihnaa matsak a hivekta ngal ua.
15Zvanzi naIshe Jehovha, Nezuva raakaburukira kuSheori, ndakarayira kuti vanhu vacheme; ndakafukidza pakadzika nokuda kwake, ndikadzora nzizi dzapo, mvura zhinji ikamiswa; ndakarayira Rebhanoni kumuchema, miti yose yokusango ikati rukutu nokuda kwake.
15TOUPA PATHIANIN hichiin a chi ahi: Sheola a pai suk niin tui thuktak amah ka sunsaka, a lui te ka khawlsaka; tui tampite a luang kei ua; Lebanon amah ka sunsak laia; gam sing tengteng amah jiakin a gim khin uh.
16Ndakadederesa marudzi ose nokutinhira kokuwa kwake, nenguva yandakamukandira muSheori, pamwechete navanoburukira kugomba; miti yose yeEdheni, iyo yakatsaurwa yakaisvonaka yeRebhanoni, iyo yose inomwa mvura, ikavaraidzwa panzvimbo dzapasi dzenyika.
16Namte leng a puk gingah ka lingsaka, kokhuk a paisuksate kianga Sheola ka paihkhiak niin; Eden sing tengteng, Lebanon sing hoih tata, tui a vak tengteng lei nuainungpen ah lungmuangin a omta uh.
17Yakaburukirawo naye kuSheori kuna ivo vakaurawa nomunondo; zvirokwazvo, ndivo vaiva ruoko rwake, vaigara mumumvuri wake pakati pamarudzi.
17Namsau a thahte kiangah Sheol ah a paisuk lai ua; ahi, namte laka, alimnuai a teng sek, akhut leh khe te ngei.Eden singte laka thupina leh letna ah kua ahia nang bang om? Himahleh Eden singte toh lei mun nuainungpen ah paihkhiak na hi ding; namsaua thah, zeksumlouhte lakah na lum dinga hi. Hiai bel Pharo leh a khua leh tuite ahi uh, chih TOUP A PATHIAN thu pawt ahi.
18Iwe wakafanana naniko pakubwinya nohukuru pakati pemiti yeEdheni? Kunyange zvakadaro uchaburuswa pamwechete nemiti yeEdheni kunzvimbo dzapasi dzenyika; uchavata pasi pakati pavasina kudzingiswa, pamwechete navakaurawa nomunondo. Ndiye Farao navanhu vake vazhinji, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
18Eden singte laka thupina leh letna ah kua ahia nang bang om? Himahleh Eden singte toh lei mun nuainungpen ah paihkhiak na hi ding; namsaua thah, zeksumlouhte lakah na lum dinga hi. Hiai bel Pharo leh a khua leh tuite ahi uh, chih TOUP A PATHIAN thu pawt ahi.