Shona

Paite

Ezekiel

6

1Zvino shoko raJehovha rakasvika kwandiri, richiti,
1Huan, TOUPA thu ka kiangah a hongtunga, ka kiangah,
2Mwanakomana womunhu, rinzira chiso chako kumakomo aIsiraeri, uporofite pamusoro pawo,
2Mihing tapa, Israel tang lam nga inla, a kiang uah thu gen inla, Israel tangte aw, TOUPA PATHIAN thu ngaikhia un;
3uti, Imi makomo avaIsiraeri, inzwai shoko ralshe Jehovha, zvanzi naIshe Jehovha kumakomo nokuzvikomo, kumipata nokumapani, tarirai, ini, iyeni, ndichauyisa munondo pamusoro penyu, ndichaparadza nzvimbo dzenyu dzakakwirira.
3TOUPA PATHIANIN tangte leh mualte kiangah leh guamte leh kuamte kiangah hichiin a chi ahi: Ngai un, kei, keimah mahin na tunguah namsau ka honlik dinga, na mun sangte uh ka hihse vek sin ahi.
4Maaritari enyu achaitwa matongo, nezvifananidzo zvenyu zvezuva zvichakoromorwa; vanhu venyu, vakaurawa, ndichavawisira pasi pamberi pezvifananidzo zvenyu.
4Na maitamte uh a segawp dinga, na ni Pathian limte uh a kitam jan ding: huan, na mi thah luangte uh na milimte uh maah ka pai ding.
5Ndicharadzika zvitunha zvavana vaIsiraeri pamberi pezvifananidzo zvavo; ndichaparadzira mafupa enyu pamativi ose amaaritari enyu.
5Huan Israel tate luang a milimte uh maah ka koih dinga, na guhte uh na maitam kim uah ka theh jak ding.
6Pose pamugere maguta achaparadzwa, nenzvimbo dzakakwirira dzichaitwa matongo, kuti maaritari enyu aparadzwe aitwe matongo, nezvifananidzo zvenyu zvikoromorwe zvigume, nezvifananidzo zvenyu zvezuva zvitemwe, nezvamakabata zvose zviparadzwe.
6Na tenna mun tengteng uah khopi a se dinga, mun sangte a segawp ding; na maitamte uh hihsiat leh hihgawp a hih theihna ding un leh na milimte uh a kitap nena, a man theihna dingin leh na ni Pathian limte uh phuk paiha a om theihna ding un, na nasepte uh aman theihna dingin.
7Vakaurawa vachawira pasi pakati penyu, nemwi muchaziva kuti ndini Jehovha.
7Huan mi thahte na lak uah a puk dingua, huchiin TOUPA ka hi chih na thei ding uh.
8Kunyange zvakadaro ndichachengeta vakasara, nekuti vamwe venyu vachavapo vachapukunyuka pamunondo pakati pamarudzi kana muchiparadzirwa kunyika dzose.
8Himahleh gam chiha na dalhjak hun chiang un namte lakah namsau pelte a om ding jiak un a khen ka honhawi ding.
9Zvino vakapukunyuka pakati penyu vachandirangarira pakati pamarudzi, kwavachatapirwa, kana ndaputsa moyo yavo yokufeva, yakandirasa, nameso avo aipata achitevera zvifananidzo zvavo; vachazvisema ivo vamene pamusoro pezvakaipa zvavakaita pazvinyangadzo zvavo zvose.
9Huan nalak ua kipana pawtten sala a pina namte uh lakah kei a hontheigige ding ua, a angkawmna lungtang uh ka lak mangsak leh a mit uh, a milim lam ua angkawmte ka hihsiat sakdante a thei ding uh: huan, thil gilou a nahih jiak uleh a kihhuai jiakun amau mitmuh ngeiin leng kihhuai akisa ding uh.
10Zvino ivo vachaziva kuti ndini Jehovha; handina kureva pasina kuti ndichavaitira zvakaipa izvozvo.
10Huan TOUPA ka hi chih a thei dingua, hiai thil hoihlou a kiang uah ka hih dinga, a mawkin ka chi kei chih a thei ding uh, chiin, a chi a.
11Zvanzi naIshe Jehovha, Rova noruoko rwako, tsikisa pasi norutsoka rwako, uti, Maiwe! Nokuda kwezvinonyangadza zvakaipa zvose zveimba yaIsiraeri; nekuti vachaurawa nomunondo nenzara nehosha yakaipa.
11TOUPA PATHIANIN hichiin a chi a: Na khut bengin n akhe pek inla, Maijen! Israel inkote kihhuaina gitlouh jiak maw! Namsauin, kialin, hipiin a puk sin ngal ua.
12Ari kure achafa nehosha yakaipa, ari pedo achaurawa nomunondo, akasara akachengetwa achafa nenzara; saizvozvo ndichapedza hasha dzangu pamusoro pavo.
12Gamla pia om hipiin a si ding ua, anaia om namsauin a puk ding ua, a val, uma omte kialin a si samsam ding uh; hichibangin ka heh mahmahna a tunguah k alungdam sak ding hi.
13imwi muchaziva kuti ndini Jehovha, kana vanhu vavo, vakaurawa, vari pakati pezvifananidzo zvavo vakakomberedza maaritari avo, pachikomo chimwe nechimwe chakakwirira, napamusoro pemisoro yose yamakomo,napasi pomuti mumwe nomumwe mutema napasi pomuouki mumwe nomumwe mukobvu, ipo panzvimbo dzose pavaipisira zvifananidzo zvavo zvose zvinonhuhwira zvakanaka.
13Huan tang sangte ah, mualvum tengtengte ah leh sing hing peuhmah nuaiah leh toso bawkpha chih nuaia a milimte uh kianga gimlim a latna mun ua a maitam kim ua a milimte uh laka a misi luangte uh a om hun chiangin kei TOUPA ka hi chih a thei ding uh.Huan a tunguah ka khut ka lik dinga, gamdai akipana Diblah lama a tenna mun tengteng uah gam ka hihsiain ka hihgawp vek ding; huchiin kei TOUPA ka hi chih a thei ding uh, chiin.
14Ndichatambanudzira ruoko rwangu pamusoro pavo, nyika ndichaiita dongo nokuiparadza, kubva parenje kusvikira Dhibhira, pose pavanogara; zvino vachaziva kuti ndini Jehovha.
14Huan a tunguah ka khut ka lik dinga, gamdai akipana Diblah lama a tenna mun tengteng uah gam ka hihsiain ka hihgawp vek ding; huchiin kei TOUPA ka hi chih a thei ding uh, chiin.