Shona

Paite

Galatians

2

1Zvino shure kwemakore gumi nemana ndakakwirazve kuJerusarema naBhanabhasi, ndikatorawo Titosi.
1Huan, kum sawm leh kum li a bei nungin Tita mahleng pi samin, Barnaba toh Jerusalem khuaah ka vahohtou nawna.
2Ndakakwira nekuzarurirwa, ndikarondedzera kwavari evhangeri yandinoparidza pakati pevahedheni, asi pachivande kune vakange vachikudzwa, kuti zvimwe neumwe mutowo ndingamhanya kana ndakatomhanyira pasina, kana kuti zvimwe ndatomhanyira pasina.
2Huan, theihsakna jiakin ka vahoh toua, Jentelte laka tanchin hoih ka tangkoupih tuh amau ka vahilha; himahleh mi lian deuhte tuh a tuamin ka hilha; huchilouin jaw a thawnin ka tai kha dinga, ahihkeileh taithawnta kana hi kha dinga.
3Asi kunyange Titosi waiva neni ari muGiriki, haana kurovererwa kuti adzingiswe;
3Himahleh, Tita ka kianga om leng Grik mi himahleh zeksumsak teiteiin a om kei hi.
4uye nekuda kwehama dzenhema, vakange vapinzwa nekunyangira, vakange vapinda chinyararire kuzoshora kusununguka kwedu kwatinako muna Kristu Jesu, kuti vatiise muuranda;
4Huai tuh unau taklou, a guka piluta omte, sala honlak theihna ding ua Kris Jesu-a noplenna i neih uh enkhe dinga honglutte jiakin a hi-
5vatisina kupa mukana nekuzviisa pasi kunyange kweawa; kuti chokwadi cheevhangeri chirambe chigere nemwi.
5Himahleh tanchinhoih thutak tuh noua dinga bittaka kep a hihtheihna dingin, amau kiangah mitphiat kal lel leng ka kipe himhim kei uhi.
6Asi kana vari ivo vairatidza kuva chinhu (hazvinei kwandiri kuti vaiva vakadini; Mwari haagamuchiri chimiro chinoonekwa chemunhu), nekuti kana vari ivo vanokudzwa havana kundiwedzera chinhu;
6Huan, hihna deuh min nei mahmahte (bangchibang hihna nei mah le uh kei adingin a lamdanna om kei; Pathianin kuamah a khentuam kei) -huai min nei mahmahten bangmah honbehlap kei uh.
7asi nekusiyana ivo vakati vaona kuti evhangeri yavasakadzingiswa yakakumikidzwa kwandiri, seye vekudzingiswa kuna Petro,
7Huchihnaksangin, zeksumte kianga tanchinhoih Peter kianga kepsaka a om bangin zeksumlouhte kianga tanchinhoih kei kiangah kepsakin a om chih a theih takun,
8(nekuti iye wakasima nesimba kuna Petro vuapositori hwevakadzingiswa, ndiye wakapa kwandiri vuapositori kuvahedheni);
8(Zeksumte sawltak hi dinga Petera sempa mahin Jentelte sawltak hi dingin kei ah a sem ngala)
9vakati vaziva nyasha dzakange dzapiwa kwandiri, Jakobho, naKefasi, naJohwani, vanokudzwa kuva mbiru, ruoko rwerudyi rwekudyidzana vakandipa, nekuna Bhanabhasi, kuti isu tiende kuvahedheni, ivo kuna vakadzingiswa;
9Huan, hehpihna kei kianga piaka om a muh takun, Jakob te, Kifa te, Johan te, khuam muanhuai hi-a minneiten, amau bel zeksumte kianga hoh dinga, kou Jentelte kianga hoh dingin, kei leh Barnaba tuh kithuahna khut taklam honpe zota uhi.
10chete kuti tirangarire varombo; chandakashingairirawo kuti ndichiite.
10Gentheite ka theihgige lel uh a deih ua, huai tak tuh hih ka tum chiltel him ahi.
11Zvino Kefasi wakati asvika Andiyokiya, ndakamupikisa pachiso, nekuti waifanira kumhurwa.
11Huan Kifa tuh Antiok khuaa a hongpai laiin demhuai mahmaha a om jiakin a maitang ngeiah ka kalha.
12Nekuti vasati vasvika vamwe vakange vabva kuna Jakobho, iye waidya nevahedheni; asi vakati vasvika akasuduruka, akazviraura, achitya avo vekudzingiswa.
12Mi kuate hiam Jakob kianga kipana a hongpai ma un amah tuh Jentelte kiangah an a, ne jel hi; himahleh a hongtun tak un zeksumte a kihtak jiakin pang nawnta louin a kihihtuamta ngala.
13Nevamwe vaJudha vakanyengera pamwe naye; zvekuti Bhanabhasiwo wakatorwa neunyepedzeri hwavo.
13Juda dangte leng a lepchiah chiat sam ua, huchiin Barnaba hilhial leng a lepchiahna ua pimangin a omzou hial ahi.
14Asi ndakati ndichiona kuti havafambi zvakarurama maererano nechokwadi cheevhangeri, ndakati kuna Petro pamberi pevose: Kana iwe uri muJudha, uchirarama nemutowo wevahedheni, uye kwete sezvinoita vaJudha, unoroverera sei vahedheni kuti vararame sevaJudha?
14Himahleh, tanchin hoih thutak bangin a om gina kei uh chih ka theihin, Kifa kiangah, a vek ua maah, Nang Juda mi na hi ngala, Judate om banga omlou in, Jentelte om banga na om jawk leh, bangchidanin ahia Jentelte Judate om banga na om sak teitei nak? ka chi hi.
15Isu vaJudha pachisikirwo, uye kwete vatadzi vanobva kuvahedheni,
15Ei jaw Jentel mi khialte hi louin, Juda mi hima piang i hi ua-
16tichiziva kuti munhu haanzi wakarurama nemabasa emurairo, asi nerutendo rwaJesu Kristu, kunyange isuwo takatenda kuna Kristu Jesu, kuti tinzi takarurama nerutendo rwaKristu, uye kwete nemabasa emurairo; nekuti nemabasa emurairo hakuna nyama ichanzi yakarurama.
16Himahleh, dan thilhihte jiakin mi siamtangin a om kei hi, Jesu Kris gin jiak kia in siamtangin om jaw uh chih i thei ngala-en leng dan thilhih jiak hi louin, Kris ginna jiaka siamtanga i om theihna dingin, Kris Jesu tuh i ging ahi; dan thilhihte jiakin mihing himhim siamtanga om lou ding uh ahi ngala.
17Asi kana isu, tinotsvaka kunzi takarurama kuna Kristu, isu tomenewo tiwanikwe tiri vatadzi, naizvozvo Kristu wava mushumiri wechivi here? Ngazvisadaro!
17Ahihleh Krisa simatanga om tum kawmpia eite mikhialte i nahih nak leh, Kris tuh khelhna omsakpa hita ve maw le'! Hilou hial.
18Nekuti kana ndikavakazve zvinhu zvandaputsa, ndinozviita mudariki.
18Ka thil hihsiatte ka lam nawn jel injaw, talekpa ka hi chih ka kitheisak phet ahi ding hi.
19Nekuti ini kubudikidza nemurairo ndakafa kumurairo, kuti ndirarame kuna Mwari,
19Pathian lama dia ka honghin theihna dingin, kei jaw dan jiakin dan lamah ka si khinta ngala.
20Ndakarovererwa pamuchinjikwa pamwe naKristu; asi ndinorarama; zvakadaro handisisiri ini, asi Kristu unorarama mandiri; ndiko kurarama kwandinorarama zvino panyama, ndinorarama nerutendo rweMwanakomana waMwari; wakandida akazvipa nekuda kwangu
20Kris toh kilhdenin ka omta; himahleh ka hing ahi; keimah pen ka hita keia, Kris tuh keimah ah a hing ahi jaw; huan, tua saa ka hin bel ginnaa hing ka hi-Pathian Tapa, a honita ka sika kipepa, ginna ah.Pathian hehpihna tuh bangmah louin ka bawl kei, dan jiaka diktatna a om ngal injaw Kris a thawna si ahi ding hi.
21Handishaisi nyasha dzaMwari maturo; nekuti kana kunzi wakarurama zvichibva kumurairo, saka Kristu wakafira pasina.
21Pathian hehpihna tuh bangmah louin ka bawl kei, dan jiaka diktatna a om ngal injaw Kris a thawna si ahi ding hi.