1Zvino Mwari wakati kuna Jakove: Simuka, ukwire kuBheteri, ugonogara ikoko; ugoitira ipapo aritari Mwari wakaonekera kwauri pawaitiza pachiso chaEsau mukoma wako.
1Huan, Pathianin, Jakob kiangah, thou inla, Bethel ah hohtou in, huailaiah om in: huan, na u Esau kianga kipan a na tai mang laia na kianga kilak Pathian a dingin huailaiah maitam dohin, achia.
2Jakove ndokuti kuimba yake nevose vaiva naye: Bvisai vamwari vendudzi vari pakati penyu, muzvinatse, mufuke dzimwe nguvo.
2Huchiin, Jakob in a inkuanpihte leh a kianga om tengteng kiangah, na lak ua mi dang Pathian omte koih mang unla, ki hih siangthou unla, na puansilh te uh kheng un:
3Ngatisimuke, tikwire kuBheteri; ndichaitira ipapo Mwari aritari, iye wakandipindura pazuva rekutambudzika kwangu, uye wakava neni panzira yandaifamba nayo.
3I thou ding ua, Bethel ah I paitou ding uh; huchiin, ka lungjin laia hon dawng, ka paina a ka kianga omjel Pathian a dingin maitam ka doh ding hi, achia.
4Zvino vakapa Jakove vamwari vose vendudzi vaiva pamaoko avo, nemhete dzaiva panzeve dzavo; Jakove akazviviga pasi pemuouki* waiva paShekemu.
4Huchiin, mi dang Pathian a khut ua om tengteng leh a bil ua bilbah a bah tengteng uh Jakob kiangah a pia ua; huan, Jakob in Sekem kho kianga tosaw nuaiah a selta hi.
5Zvino vakafamba; uye kutya Mwari kwaiva pamusoro pemaguta akavapoteredza, uye havana kudzingirira vanakomana vaJakove.
5Huan, a pai ua: a kim ua khuate un a kihta mahmah ua, Jakob tapate a delh kei uh.
6Jakove ndokusvika paRuzi, riri panyika yeKanani, ndiro Bheteri, iye nevanhu vose vaiva naye.
6Huchiin, Jakob Kanan gama Luz khua a tunga, amah leh a kianga om tengteng toh (Luz Bethel ahi).
7Zvino wakavakapo aritari, akatumidza nzvimbo kuti Eri-Bheteri, nekuti ipapo Mwari wakaonekera kwaari pakutiza kwake pachiso chemukoma wake.
7Huan, huaiah maitam a doha, a u kianga kipana a taimang lai in huailaiah Pathian a kianga a kilak jiakin, huai mun El-Bethel a chita hi.
8Zvino Debhora mureri waRabheka wakafa, akavigwa zasi kweBheteri munyasi memuouki; naizvozvo wakatumidza zita rapo Aronibhakuti.
8Huan, Rebeka honnu Debor a si a, Bethel nuaia tosaw nuaiah a vui ua; a tosaw min Allonbakuth a chi uh.
9Zvino Mwari wakazviratidzazve kuna Jakove pakubva kwake Padhani-Aramu, akamuropafadza.
9Huan, Jakob Paddan-aram gam akipana a hongtun in Pathian a kiangah a kilak nawna, a vualjawla.
10Mwari ndokuti kwaari: Zita rako ndiJakove; zita rako harichazonzi Jakove, asi Isiraeri richava zita rako; akatumidza zita rake kuti Isiraeri.
10Pathianin a kiangah, na min Jakob ahi a; na min Jakob ahi nawnta kei ding, na min Israel a hizota ding, achia: huchiin, a min dingin Israel a chita hi.
11Zvino Mwari akati kwaari: Ndini Mwari Wemasimbaose; bereka uwande; rudzi, hongu, boka rendudzi zvichabva kwauri, nemadzishe achabuda pachiuno chako.
11Huan, Pathian mahin a kiangah, kei Pathian bangkim hihthei ka hi: chi tampi suangin hong pungin; chi chih tham ngial leh chi tuamtuam om khawm leng nangah a hong om ding ua, na khal a kipanin kumpipate leng a hongpawt ding uh;
12Uye nyika yandakapa Abhurahamu naIsaka ndichapa kwauri, nekumbeu yako shure kwako ndichaipa nyika.
12Huan, Abraham leh Isaak kianga ka gam piak na kiangah ka honpe ding, na om louh nung chianga na suante kiangah leng gam jaw ka pe jel ding, achia.
13Mwari ndokukwira achibva kwaari panzvimbo paakataura naye.
13Huan, Pathianin amah a houpih na mun a kipan in Jakob a paitouh santa.
14Jakove ndokumisa mbiru panzvimbo paakataura naye, mbiru yebwe; akadurura pamusoro payo chipiriso chechinwiwa, akadira pamusoro payo mafuta.
14Huan, a houpih na mun ah Jakob in banghiam a suana, (suang ahi, a phuh): a tungah thil lat, dawn chi, a buaka, a tungah sathau leng a buak hi.
15Jakove ndokutumidza zita renzvimbo Mwari paakataura naye, Bheteri.
15Huan, Jakob in, Pathian in a houpih na mun min dingin Bethel asa hi.
16Zvino vakafamba vachibva Bheteri; chichiri chinhambo kusvika Efurata; Rakeri akapona, akarwadziwa pakupona.
16Huan, Bethel akipan in a pai ua; huan, Ephrath kho tunna ding gamla tak ahi laia: huan, Rakil in nau a veia, a nak vei mahmah a.
17Zvino zvikaitika pakurwadziwa achipona, kuti nyamukuta wakati kwaari: Usatya, nekuti uchava nemwanakomanazve.
17Huan, hichi ahia, a gim laitakin nau dom miin, lau ken: tapa dang na nei dinga hi, achia.
18Zvino zvakaitika mweya wake wobuda, nekuti wakafa, kuti wakatumidza zita rake Bhenoni; asi baba vake vakamutumidza Bhenjamini.
18Huan, hichi ahia, a kha a pawt dek laiin (a sita ngala) a min dingin Ben-oni a sa a: a pan bel Benjamin a sa hi.
19Rakeri ndokufa, akavigwa panzira inoenda Efurata, ndiro Bheterehemu.
19Huchiin, Rakil a sia, Ephrath lampi ah a vui ua (Ephrath khua Bethlehem khua ahi).
20Jakove ndokumisa mbiru pamusoro peguva rake; ndiyo mbiru yeguva raRakeri kusvikira zuva ranhasi.
20Huan, a han tungah Jakob in suang a phuta: huai tutanin Rakil han suangphuh ahi lai hi.
21Isiraeri ndokufamba, akadzika tende rake mhiri kweshongwe yeEdheri.
21Huan, Israel bel a pai jela, Migdol Eder khen lamah a puanin a kaia.
22Zvino zvakaitika Isiraeri agere munyika, kuti Rubheni wakaenda akanorara naBhiriha, murongo wababa vake, Isiraeri ndokuzvinzwa.
22Huan, hichi ahia, Israel huai gama om laiin Reuben in a pa mei Bilha a valuppiha: huan, Israel in huai a ja a.
23vanakomana vaRea: Rubheni, dangwe raJakove, naSimioni, naRevhi, naJudha, nalsakari, naZebhuroni;
23Huan, Jakob tapate sawm leh nih ahi ua: Lea tapate Reuben (Jakob ta masa) te, Simeon te, Levi te, Juda te, Issakar te, Zebulun te ahi uhi:
24vanakomana vaRakeri: Josefa naBhenjamini;
24Rakil tapate Joseph leh Benjamin ahi ua:
25uye vanakomana vaBhiriha, murandakadzi waRakeri: Dhani naNafutari;
25Rakil sikhanu Bilha tapate Dan leh Napthali ahi ua:
26uye vanakomana vaZiripa, murandakadzi waRea: Gadhi naAsheri. Ndivo vanakomana vaJakove, vaakaberekerwa paPadhani-Aramu.
26Huan, Lea sikhanu Zilpa tapate Gad leh Aser ahi ua: huaite Jakob tapa, Paddan-aram gama a neihte ahi uh.
27Jakove ndokusvika kuna Isaka baba vake paMamure, paKiriyati-Abha ndiro Hebhuroni, Abhurahamu paaigara naIsaka vari vatorwa.
27Huan, Jakob Kiriath-arba khua a Abraham leh Isaak omna Mamrea a pa Isaak kiang a tungta. (Kiriath-arba khua Hebron ahi).
28Zvino mazuva aIsaka aiva makore zana nemakumi masere.
28Huan, Isaak damsung kum ja leh kum sawm giat ahi.Huan, Isaakin a kha a khah a, upapi tek kuna damin a si a, a chipihte kiangah piin a om samta: huan, a tapa Esau leh Jakob in a vuita uhi.
29Isaka ndokupera, akafa, akaunganidzwa pamarudzi ekwake, akwegura, azara nemazuva; vanakomana vake Esau naJakove vakamuviga.
29Huan, Isaakin a kha a khah a, upapi tek kuna damin a si a, a chipihte kiangah piin a om samta: huan, a tapa Esau leh Jakob in a vuita uhi.