1Naizvozvo isuwo zvatakakomberedzwa negore guru rakadai rezvapupu, ngatibvisei mitoro yose nechivi chinongotinamatira, ngatimhanye nemoyo murefu nhangemutange yakaiswa mberi kwedu,
1Huaijiakin, huchitela theihpihte-meipi thupi umsuaka I om theiin, honhihnok peuhmah leh khelhna eimaha belhte koihmang ni, huan, ima ua kitaitehna ding om ah kuhka ltakin tai ni.
2tichitarira kuna Jesu, muvambi nemupedzeredzi werutendo rwedu, iye nekuda kwemufaro wakaiswa pamberi pake wakatsunga pamuchinjikwa, achizvidza kunyadziswa kwawo, akagara kuruoko rwerudyi rwechigaro cheushe chaMwari.
2Jesu, I ginna siampa leh hihkippa, a maa kipahna om jiaka zahlaknate ngaineua krosa thuakpa, Pathian mang tutphah taklama vatu, Amah lam enin.
3Nekuti cherekedzai uyo wakatsunga pagakava rakadai revatadzi vachimirisana naye, kuti imwi murege kuneta nekupera simba pamweya yenyu.
3Nakha lam ua na bah ua, nalung kiak louhna dingun, mikhialte apana huchibanga selkalhna thuakpa tuh ngaihtuah dih ua leh.
4Muchigere kupikisa kusvikira muropa muchirwa nechivi;
4Khelhna douna sisan suak hialin na pangnai tadih kei ua; hasotna thu, tate taihilh banga nou hontaihilhna, na namangngilhta uhi.
5uye makakangamwa kurudziro inotaura kwamuri kwazvo sekuvana, kuchiti: Mwanakomana wangu, usazvidza kuranga kwaIshe, kana kupera moyo kana uchitsiurwa naye;
5Ka ta, Toupa sawina ngaineu kenla, a taihilha na om inleng lungke tuan ken;
6Nekuti Ishe waanoda unomuranga, nekuzvambaradza mwanakomana umwe neumwe waanogamuchira.
6Toupan a itte sawi naka, ta a kipahpih tuh a vo nak hi. chih.
7Kana muchitsunga pakurangwa, Mwari unokubatai sevanakomana; nekuti mwanakomana ndeupi usingarangwi nababa?
7Na thuak ujaw noumau ding ahi; tate tunga hih bangin Pathianin na tunguah a hiha; pa sawi louh ta kua a om ngeia?
8Asi kana musingarangwi sezvinoitirwa vagovani vose, muri vana veupombwe, kwete vanakomana.
8Ta chihna teng loha, sawina pen loh loua na om unbel, ta tak hilouin, sawn na hi ua kei dia.
9uyezve isu takambova nemadzibaba enyama yedu aidzora uye tikavakudza; ko hatingazviisi zvikuru pasi paBaba vemweya kuti tirarame here?
9Huailou leng eite hon sawi ding, I sa pate uh inei uhi, huaite lah jahtak ngal hanga; huai sanga thupijaw in, I hinna dingin, khate Pa thuthu in I om kei ding ua hia?
10Nekuti ivo zvirokwazvo vakatiranga mazuva mashoma pamadiro avo: asi iye unotiranga kuti tibatsirwe, tigogoverwa utsvene hwake.
10Amau jaw ni sawtlou chik, hoih a sak bangjel un a honsawi ngei ua, aman bel, a siangthouna I tan sam theihna dingin, I hoihna dingin a honsawi jaw ahi.
11Zvino hakuna kuranga kwazvino kunoratidza kufadza, asi kushungurudza zvakadaro pashure kunobereka zvibereko zverugare zvakarurama kune vanorovedzwa mazviri.
11Huan, sawina himhim thuaklaiin kipahhuai in a lang keia, khasiathuai takin a lang jaw hi, thuaknungin tuh huchia sawijawta omte dingin gah khamuanhuaitak, diktatna tak a suah sak jel ahi.
12Saka simbisai maoko akaremberera pasi, nemabvi akarengwezeka;
12Huchiin, khut kaikhete liktou unla, khut jawte toh;
13gadzirirai tsoka dzenyu nzira dzakarurama, kuti icho chinokamhina chirege kushodoka, asi panzvimbo yeizvozvo chiporeswe.
13Huan, khebai kilawisak loua, hihdama a om jawkna dingin, na khete uh dingin lamtang bawl un.
14Tevererai rugare nevose, neutsvene, nokuti kunze kwahwo hakuna munhu uchaona Ishe;
14Mi tengteng toh kituahna leh siangthouna delh un, huai siangthouna louin kua mahin Toupa a mu kei ding uhi:
15Muchichenjerera kuti kurege kuva nemunhu unokundikana panyasha dzaMwari; kuti zvimwe mudzi wekuvava urege kumutsa dambudziko ukutambudzei vazhinji vagosvibiswa;
15Pilvang takin enun, huchilouin jaw Pathian hehpihna ngah zoulou kuahiam a om dinga, khakna zung banghiam hongsela nou honhihbuaiin, huaiin tuh mi tampi hihnitin a om ding ua;
16kurege kuva nemhombwe kana munhu usina hanya naMwari, saEsau wakatengesa udangwe hwake nekudya kumwe.
16kingaihhat hiam, Esau banga Pathian zahlou mi hiam a hawngawm kha ding hi. Amantuh a tamasahihna an khatvei nek in khawngta hi.
17Nekuti munoziva kuti pashure achizoda hake kugara nhaka yekuropafadzwa, wakarambwa; nekuti haana kuwana nzvimbo yekutendeuka, kunyange akaitsvaka zvikuru nemisodzi.
17Huainung in vualzawlna tuh gouluah a ut inleng, khitui kekawm in phatuamngai takin zawng mahleh, kisikna hun amuh louh ziak in paih in a awmta chih na thei ngal ua.
18Nekuti hamuna kuswedera kugomo ringabatwa, rinopfuta moto, uye kurima nekusviba, nekudutu guru remhepo,
18Nouzaw tangkhawlh theih, meia kangte, mei vomte, mialte, huihpite,
19uye kurira kwehwamanda, nenzwi remashoko; iro ivo vakarinzwa vakakumbira kuti shoko rimwe rirege kuzotaurwa kwavarizve;
19pengkul ginnate, thugen ging awmnate tung nahi ngal kei ua; hua ging za tentuh thudang himhim a kiang a gen nawnlou ding in angen ua;
20Nekuti vakakoniwa kutevera icho chakanga charairwa, chekuti: Kana zvakadaro nemhuka kana ikabata gomo, ichatakwa nemabwe; kana kufurwa nemuseve.
20sa nangawn in huai tang a khawih aleh suang a denlup in a awm ding ahi, chih, thupiakpen a thuak thei ta ngalkei ua;
21icho chakaonekwa chaityisa zvekuti Mozisi wakati: Ndinotya kwazvo, ndinodedera.
21A thil muh peuhmah uh a kihtakhuai mahmah, huchi in, Mosi in, ka lau a, ka naklin mahmah achi hial hi.
22Asi imwi mauya kugomo reZiyoni, nekuguta raMwari mupenyu, Jerusarema rekudenga, nekumazana evatumwa vasingaverengeki,
22Himahleh Ziontangte, Pathian hing khua, van Jerusalemte, sim zawhloh angel hawn ki khawmpite,
23kuungano huru nekereke yematangwe akanyorwa kumatenga, nekuna Mwari mutongi wevose, nekumweya yevakarurama vakapereredzwa,
23Tamasa van a min tuang saptuam hawn kiangte, Pathian, mitengteng naihtuah pa kiang bang, midiktat hihhawihkimte kha kiang bang,
24nekuna Jesu murevereri wesungno itsva, nekuropa rekusasa, rinotaura zvinhu zviri nani pane zvaAbhero.
24Jesu, thukhunthak palai kiang bang, sisan theh, Abel sisan sang a thu hoih zaw genpa kiang bang tung nahi zaw uhi.
25Chenjerai kuti murege kuramba uyo unotaura; nekuti dai vasina kupukunyuka iye wakataura panyika, zvikuru sei isu kana tichifuratira iye unobva kumatenga;
25Thugenpa tuh nana deihkei kha ding uh, pilvang un. Lei a amaute taihilh khawlpa a deihlouh ua bawn, gimthuakna a pelh louh ngal un tuh, eite, van a kipan a hon taihilhpa ki lehheisante, ipel kei hawldiak ding hi.
26inzwi rake rakazungunusa nyika nguva iyo asi zvino wakavimbisa achiti: Kamwe chetezve ndichazungunusa kwete nyika chete, asi dengawo.
26Huchihlaiin huai aw inlei a hihling a; himahleh tunzaw, Khatvei lei kia hilou in, van leng ka hih ling nawn ding chi in, a kichiam zawta hi.
27Zvino izvi zvekuti: Kamwe zvekare, zvinoratidza kubviswa kwezvinhu zvinozununguka, sezvinhu zvakaitwa, kuti izvo zvisingagoni kuzungunuka zvigare.
27Huan, Khatvei ka hihling nawn ding chihin, thil lingloute tuh a om gige theihna ding in, thil nalingte tuh thil siamte bang phet in, suanmang in a om ding chih atheisak hi.
28Naizvozvo zvatinogamuchira ushe hwusingazununguswi, ngative nenyasha dzatingagona kushumira nadzo Mwari zvinogamuchirika nekukudza nekutya Mwari.
28Huchiin, gam hih lin vuallouh itan ziakin, hehpihna inei ding ua, huaziakin zah leh laudan siam kawm in, Pathian pahtaklam na isem thei ding uh a nahi;Pathian zaw mi katmang hat mei ahi ngala.
29Nekuti Mwari wedu moto unoparadza.
29Pathian zaw mi katmang hat mei ahi ngala.