1nekuti Jehovha achanzwira Jakove tsitsi, achasanangura Isaraeri nokuvagadza munyika yavo; mutorwa achandogara navo, vachanamatira imba yaJakove.
1TOUPAN Jakobte a hehpih dinga, Israelte telin amau gam ngeingeiah lah a omsak sin ngala; Huan, gam dang miten amau a jui ding ua, Jakob inkuanpihte a lenkip ding uhi.
2Marudzi achavatora, nokuvaisa kunzvimbo yavo; imba yavaIsiraeri ichavabata panyika yaJehovha vave varanda navashandiri vavo; vachatapa ivo vaiva vatapi vavo, vachabata ivo vaivamanikidza.
2Huan, mi chihin amaute a pi ding ua, a mun ding uh a tun ding uhi; huchiin Israel inkuanpihten TOUPA gamah amau salpa leh salnuin a nei ding ua; amau sala neimite salin a honman ding ua; amaute simmohte tungah vai a honhawm ding uhi.
3Zvino nezuva iro kana Jehovha achikuzorodza pakuchema kwako napakutambudzika kwako, napakubata kwako kunorema kwawakabatiswa nako,
3Huan, na lungkhamnaa kipan bang, na buainaa kipan bang, nasep haksapipi a honsepsakna ua kipante bangin TOUPAN nang a honkhawlsak ni chiangin hichi ahi ding hi.
4uchaimba rwiyo urwu pamusoro pamambo weBhabhironi, uchiti, Haiwa mumanikidzi wapera sei! Kutambudzika kwapera sei!
4Hiai pauel thu Babulon kumpipa kikoukhumin na gen ding. Bangchidan ahia, simmohhatpa daita na e! bangchi dan ahia, dangkaeng khopi daita na tele!
5Jehovha avhuna mudonzvo wowakaipa, netsvimbo youshe yavabati.
5TOUPAN mi gilousalou chiang a hihtanta, vaihawmmite lal chiang;
6Iye airova marudzi avanhu nehasha nokurova kusingaperi, aibata ndudzi dzavanhu nokutambudza kusina kudzorwa nomunhu.
6Mi chih heh kawma vo jiakjiak jel, mi chih thangpai kawma kuamah kham ngei louh sawinaa vaihawm sak jel.
7Nyika yose yozorora, yanyarara; vanofara nokuimba.
7Lei pumpi a khawla, a dai vungvunga; thakhatin la a sa khe guih uh.
8Zvirokwazvo miti yemisipiresi inofara nokuda kwako, nemisidhari yeRebhanoni, ichiti, Chinguva chawaparadzwa, hapano mutemi anokwira kutitema.
8A hi, na tungthu jiakin meilahte a nuam ua, Lebanon tanga sidar singte toh, Hihniama na om nungsiah phukpaitu ding himhim ka kiang uah a hongtou ngei nawn kei uh, chiin,
9Sheori pasi rine nyongano pamusoro pako kuzosangana newe pakuuya kwako; rinokumutsira vakafa, ivo vose vaiva vakuru panyika; ramutsa madzimambo ose amarudzi avanhu pazvigaro zvavo zvoushe.
9Nuailama kipan Sheol nang hongtung dawn dingin, nangmah jiakin a buai lutlut hi; misi, leia makai tengteng nangmah jiakin a tokthou a; nam chih kumpipa tengteng a laltutphah ua kipanin a kaidingta.
10Ivo vose vachapindura, vachiti kwauri, Newe wava usina simba sesu kanhi? Iwe wafanana nesu kanhi?
10Huai tengtengin nangmah biain, na kiangah hichiin a gen ding uh. Nang leng kou banga hatta lou na hi maw?
11Kuzvikudza kwako kwaderedzwa kusvikira paSheori, nokurira koudimbwa hwako; honye dziri pasi pako, nehonye dzinokufukidza.
11Na thupi mahmahna Sheola pi khiaksuk a hita, na kaihging lunglungte toh; tangtel na nuaiah a phah ua, thanin nang a honkhuhta uhi, chiin.
12Haiwa, wawa seiko uchibva kudenga, iwe nyamasase, iwe mwanakomana wamambakwedza! Wakandwa seiko pasi, iwe wokuwisira marudzi pasi!
12Sun Aksi aw, Jingsanglam tapa, bangchi dangin ahia vana kipan na kiaktak maimah! nam chih hihpukpa, bangchi danin ahia leia sat khiak suka na ommai mah.
13Iwe wakati mumoyo mako, Ndichakwira kudenga, ndichakwiridza chigaro changu choushe kumusoro kwenyeredzi dzaMwari; ndichagara pamusoro pegomo reungano, pamigumo yamativi okumusoro;
13Na lungtangin, Van ah ka kah dinga, Pathian aksitetunglamah ka laltutphah ka tawisang ding; huan, kikhopna tang, mal tawpa omah, ka tu dinga;
14ndichakwira kumusoro kwamakore, ndichazvienzanisa neWekumusoro-soro.
14Meipi sanga sangah ka kah dinga; Tungnungpen bang maiin ka om ding, na chi nak viala.
15Kunyange zvakadaro uchaderedzwa kusvikira paSheori, kusvikira pakadzika pegomba.
15Himahleh, Sheolah, kokhuk tawpah, pi khiak sukin lah na om sin ngala,
16Vanokuona vachakucherekedza, vachakutarira, vachiti, Ko uyu ndiye munhu aidederesa nyika, aizunungusa ushe;
16A honmu peuhin hon lim et ding ua, Hiai mi maw lei hihlinga, gam chih kisingsaka,
17aishandura nyika ifanane nerenje, aiparadza maguta ayo, airamba kusunungura vasungwa vake vaende kumusha here?
17Khovel gamdai banga bawla, a kho omte hihmanga, a salte a inlam ua pai dia pawtsak ngei lou? chiin, na tanchin a sut ding uh.
18Madzimambo ose amarudzi, iwo ose, anovata achikudzwa, mumwe nomumwe paimba yake.
18Nam chih kumpipa tengteng, a vek un, amau in chiat uah thupi takin a ihmu ua,
19Asi iwe waraswa kure neguva rako, sedavi rinonyangadza, wafukidzwa navakaurawa, vakabayiwa nomunondo, vanoburukira kumabwe egomba, somutumbi watsikwa netsoka.
19Nang bel a hunlou-a piang kihhuaitak bangin leh, gal thah, namsaua sut pailet, kokhuka thante laka pai sukte puansilh bangin na han in akipan gamlapi-a paihkhiakin na omzota hi; luang sikden bang maiin.
20Haungavigwi pamwechete navo, nekuti wakaparadza nyika yako, vakauraya vanhu vako; vana vavakaipa havangarehwi nokusingaperi.
20Na gam na hihsiata, na khua na tuite na thah jiakin a lak ua vuiin nang jaw na om kei ding hi. Thil hoihlou hihmite suante min khantawnin a lou ngei kei ding uh.
21Gadzirirai vana vake pavangaurawa nokuda kokushata kwamadzibaba avo; varege kuzomuka, vagare nhaka yenyika, vazadze pasi pose namaguta.
21A kisak ua, lei a neih ua, leitung khopia a dimsak louhna ding un, a pipute uh khelhna jiakin a tate uh thah ding ngaihtuah un, chiin.
22Zvanzi naJehovha wehondo, Ndichavamukira, ndichatorera Bhabhironi zita navakasara, navana, navana vavana, ndizvo zvinotaura Jehovha.
22Huan, amaute sual dingin ka kisa ding, sepaihte TOUPAN a chi, Babulon akipan min leh, a om zek sunte leh, tapa leh tapa tapa kahih mang ding, TOUPAN a chi.
23Ndichariita nzvimbo inogarwa nenungu, uye madziva emvura; ndicharitsvaira nomutsvairo wokuparadza, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
23Sakuh adingin gouin ka bawl dinga, dil khawngahte leng ka bawl ding; hihmanna munphiatin ka phiat lai ding, sepaihte TOUPAn a chi.
24Jehovha wehondo akapika, achiti, Zvirokwazvo, sezvandakafunga, ndizvo zvichaitika; sezvandakarangarira, zvichamira saizvozvo.
24Sepaihte TOUPAN hichi banga genin a kichiamta, Pellouin ka ngaihtuah bang takin a hongtung ding; ka seh bang takin leng a om ding;
25Kuti ndichavhuna muAsiria munyika yangu, ndichamutsika netsoka dzangu pamakomo angu; nenguva iyo joko rake richabva kwavari, nomutoro wake uchabva pamafudzi avo.
25Ka gamah Asuria mi ka hihse dinga, ka tangte ah ka chil ek dinga, chih bangin; huai hun chiangin a hakkol uh amau akipan a mang ta dinga, a puakgik uh a liangjang ua kipanin a mang sam ding hi.
26Ndicho chirevo chakatemerwa nyika yose; ndirwo ruoko rwakatambanudzwa pamusoro pamarudzi ose.
26Huai ahi, lei pumpi-a thuseh, huaimah ahi, nam chih tunga khut jak.
27nekuti Jehovha wehondo wakatema chirevo, ndiani angapindurazve? Ruoko rwake rwakatambanudzwa, ndiani angarudzosa.
27Sepaihte TOUPAN a septa ngala, kuan a sut dia? a khut lah jakin a omta, kuan a lak nawn sak dia? chiin.
28Negore rokufa kwamambo Ahazi chirevo ichi chakarehwa,
28Kumpipa Ahaz sih kumin hiai puakgik a hongomta.
29Iwe nyika yeFirisitia, iwe nyika yose, usafara zvako nekuti shamhu yakanga yakurova yavhunika; nekuti pamudzi wenyoka pachabuda mvumbi, chibereko chayo chichava nyoka yomoto inoburuka.
29Philistia gam pumpi aw, nangmah vuakna chiang a kitantak jiakin kipak ken: gul zunga kipanin guldekpak a pawt sin ngala, a gah tuh gul kuang leng thei a honghi ding hi.
30Matangwe avarombo achadya, navanoshayiwa vachavata pasi vakafara; ndichauraya mudzi wako nenzara, vakasara vako vachaurawa.
30Mi genthei ta masaten a ne un a ta ding ua, mi tangahte leng bit takin a om ding uh; huan, nang a zung bel kialin ka hihlum dinga, nanga om sunte thahin a om dng uh.
31Chema, iwe suwo; danidzira, iwe guta; wanyauka, iwe nyika yeFirisitia, iwe nyika yose; nekuti kurutivi rwokumusoro kunobva utsi, hapana anotiza pahondo dzake.
31Kongkhak aw, mau tuaituai in; khopi aw, kikouin; Philistia aw, na pumin na zulmang khinta; mal lama kipanin lah meikhu a hongpawt ngala, a hun seh uah tuantual himhim a om ngei kei uh.Philistia nam palaite bangchi bangin i dawng ding ua? TOUPAN Zion lah a tungdinga, a mite laka gentheiten bitna a mu uh, chi ve hang.
32Zvino nhume dzorudzi urwu vachadzipindurei? Kuti, Jehovha akavamba Ziyoni, vanotambudzika navanhu vake vachavandiramo.
32Philistia nam palaite bangchi bangin i dawng ding ua? TOUPAN Zion lah a tungdinga, a mite laka gentheiten bitna a mu uh, chi ve hang.