Shona

Paite

Jeremiah

29

1Zvino awa ndiwo mashoko orugwaro rwakatumwa nomuporofita Jeremiya ari paJerusaremu kuvakuru vakanga vasara kuna vakatapwa, nokuvapristi nokuvaporofita, nokuvanhu vose, vakanga vakatapwa paJerusaremu naNebhukadhinezari, vakaiswa Bhabhironi,
1Huan, Jawlnei Jeremiain Jerusalem akipana saltang upate, siampute, jawlneite, mi dangte, Nebukadnezzarin Jerusalem akipana Babulon a pi khit, a dam sunte kianga a laikhak khak thu hiaite ahi:
2Shure kokubva paJerusaremu kwamambo Jekonia, namai vake, navaranda, namachinda aJudha neeJerusaremu, navavezi, navapfuri,
2(Kumpipa Jekonia te, kumpinu te, michilgehte, Juda leh Jerusalem heutute, mi khutsiamte, siksekmite Jerusalem a paikhiat nung ua; )
3noruoko rwaErasa, mwanakomana waShafani, naGemaria, mwanakomana waHirikia, vakanga vatumwa Bhabhironi naZedhekia mambo waJudha kuna Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi, achiti,
3Shalhan tapa, Elasa leh Hilkia tapa, Gemaria te khut ah a khak hi: (huaite bel Juda kumpipa Zedekiain Babulon gama Babulon kumpipa Nebukadnezzar kianga a sawlte ahi ih: )
4Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, kuna vose vakatapwa, vandakatapisa Jerusaremu vaiswe Bhabhironi.
4Israel Pathian, sepaihte TOUPAN saltang tengteng, Jerusalem akipan Babulon sal dia ka pisak sate kiangah hichiin a chi:
5Zvivakirei dzimba, mugaremo; simai minda, mudye zvibereko zvayo;
5Inte lam unla, huaiah teng unla, huante bawl unla, a gahte ne unla, jite nei unla, tanute tapate nei unla;
6wanai vakadzi, mubereke vanakomana navanasikana; wanisai vanakomana venyu vakadzi, navanasikana venyu muvaise kuvarume, kuti vabereke vanakomana navanasikana, muwandeko, murege kutapudzwa.
6Na tapate uh adingin jite neihsak unla, na tanute uh pasal neisak unla, tanu tapa a nei h theihna ding un: huaiah hong pung unla, kiam lam nawt kei un:
7Mutsvake rugare rweguta kwandakakutapisai, murinyengeterere kuna Jehovha; nekuti norugare rwaro imwi muchava norugarewo.
7Sal dia ka hontansakna khopi hoihna ding zong unla, TOUPA kiang ah ngetsak un: amah hoihna ah nou leng hoihna na mu sin ngal ua,
8nekuti zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, Vaporofita venyu, vari pakati penyu, navauki venyu, ngavarege kukunyengerai; regai kuteerera kurota kwenyu kwamunoroteswa.
8Israel Pathian, sepaihte TOUPAN hichiin a chi: Na lak ua jawlneite leh aisansiamten hon khem kei uhenla, a mang a mat uh leng ngaike sam kei un.
9nekuti vanokuporofitirai nhema nezita rangu, ini handina kuvatuma, ndizvo zvinotaura Jehovha.
9Ka min sialin juauthu na kiang ah a gen uhi: kei sawl ahi kei ua, chih TOUPA thu pawt ahi.
10nekuti zvanzi naJehovha, Kana makore makumi manomwe aperera Bhabhironi, ndichakushanyirai, nokukusimbisirai shoko rangu rakanaka, ndichikudzoserai kunzvimbo ino.
10TOUPAN hichiin a chi ngala, Babulon adingin kum sawmsagih a chih tak in ka hong veh dinga, na kiang ua ka thichiam hoihtak ka tungsak dinga, hiai munah ka honkik nawn sak ding.
11nekuti ndinoziva ndangariro dzandinorangarira pamusoro penyu, ndizvo zvinotaura Jehovha, ndangariro dzorugare, dzisati dziri dzezvakaipa, kuti ndikupei mugumo une tariro.
11Nou lama ka lungsim putdan lah ka kithei ngala, na hun nanung tawp ua lametna honpe dingin thil hoihlou hihlouin hoihna ngaihtuah ka hi.
12Muchadana kwandiri, muchandonyengetera kwandiri, neni ndichakunzwai.
12Huan, non kan ding ua, ka kiangah nong thum ding ua, ka hon ngaikhe ding.
13Muchanditsvaka, mukandiwana, kana muchinditsvaka nomoyo wenyu wose.
13Huan, non zong ding ua, na lungtang tengteng ua na honzon hun chiang un non mu ding uh.
14Ndichawanikwa nemi, ndizvo zvinotaura Jehovha, ndichakudzosai pakutapwa kwenyu, nokukuunganidzai kumarudzi ose, nokunzvimbo dzose kwandakanga ndakudzingirai, ndizvo zvinotaura Jehovha; ndichakudzoseraizve kunzvimbo kwandakanga ndakutapisai.
14Huan, na hon muh un ka om dia, TOUPA thu pawtin a chi, na omdan uh ka hei dinga, nam tengtengte laka ka hondalhsakna mun akipan ka honpi khawm nawn ding, chih TOUPA thu pawt ahi; sal dia ka hon matsakna mun ngeiah ka hontungsak nawn ding hi, chih.
15Zvamakati, Jehovha wakatimutsira vaporofita paBhabhironi;
15TOUPAN Babulon gamah leng jawlnei hinbawlsaka, na chi ngal ua.
16zvanzi naJehovha pamusoro pamambo ugere pachigaro choushe chaDhavhidhi, napamusoro pavanhu vose vagere muguta rino, idzo hama dzenyu dzisina kuenda nemwi pakutapwa kwenyu;
16TOUPAN David tutphahah kumpipa tungtang thu leh hiai khawpia teng mipi tengteng, sal dia pe tel louh, na unaute uh tungtang thu ah hichiin a chi ngala:
17zvanzi naJehovha wehondo, Tarirai, ndichatuma pamusoro pavo munondo, nenzara, nehosha yakaipa, ndichavaita samaonde akaipa kwazvo, asingabviri kudyiwa nokuipa kwawo.
17Sepaihte TOUPAN hichiin a chi: Ngai un, a tunguah namsau te, kial te, hipi tein ka delhjui dinga, theipi hut, a hoihlouh mahmah jiaka nek tuak het lou bang maiin ka bawl ding.
18Ndichateverera nomunondo, nenzara, nehosha yakaipa; ndichavaita chinhu chinotyisa ushe hwose bwenyika, vave chinhu chinotukwa, nechishamiso, nechinoridzirwa muridzo, nechinoshoorwa pakati pamarudzi ose kwandakavadzingira;
18Huan, namsau te, kial te, hipi tein ka delhjui dinga, leitunga lalna gam tengteng lakah thil mulkimhuai takin ka bawl dinga, amau ka dalhsakna nam tengteng lakah hamse thuak din, lamdang sak chiat din, tek khum tektek dingin gensiat hi dingin ka bawl ding.
19zvavasina kuteerera mashoko angu, ndizvo zvinotaura Jehovha, andakatuma kwavari navaranda vangu vaporofita, ndichimuka mangwanani ndichivatuma; asi makaramba kuteerera, ndizvo zvinotaura Jehovha.
19Jing pia thoua ka nasem, jawlnei zanga ka thu na kiang ua ka hontut khawk a sak louh jiak un. TOUPA thu pawtin a chi: na ngaikhe nuam ngal kei ua, chih TOUPA thu pawt ahi.
20Naizvozvo chinzwai shoko raJehovha, imwi mose makatapwa, vandakadzinga paJerusaremu ndikavaisa Bhabhironi.
20Huaijiakin nou Jerusalem akipana Babulona ka sawl, saltang tengteng aw, TOUPA thu ngaikhia un.
21Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, pamusoro paAhabhi mwanakomana waKoraia, napamusoro paZedhekia mwanakomana waMaaseia, vanokuporofitirai nhema nezita rangu, Tarirai, ndinovaisa muruoko rwaNebhukadhirezari mambo weBhabhironi; iye uchavauraya pamberi penyu;
21Israel Pathian, sepaihte TOUPAN Kolai tapa, Ahab leh Maaseia tapa, Zedekia ka min siala na kaing ua juauthu genmite tungtang thua ah hichiin a chi: Ngai un, Babulon kumpipa Nebukadnezzar khut ah ka mansak sin hi; na mit muh ngei un a that ding:
22vatapwa vose vaJudha, vari Bhabhironi, vachatora kwavari shoko rokutuka naro, vachiti, Jehovha akuite saZedhekia uye saAhabhi, vakagochwa pamoto namambo weBhabhironi.
22Amau thu ah Babulon gama Juda saltang tengteng in, Babulon kumpipan meia a em Zedekia leh Ahab bang maiin TOUPAN na tungah hih heh, chih hamse lohnain a neih lohding uh.
23nekuti vakaita nohupenzi pakati paIsiraeri, vakaita hupombwe navakadzi vovokwavo, vakareva mashoko enhema nezita rangu, andisina kuvaraira; ini ndini ndinoziva, ndini chapupu, ndizvo zvinotaura Jehovha.
23Israel gamah thil haihuai tak a hih ua, a inveng uh jite ang a kawm ua, ka min sialin ka thupiak louhin juauthu a gen jiak un; lei a theipa leh a theihpihpa ka hi, chih TOUPA thu pawt ahi.
24Zvino kuna Shemaia muNeheramite, unofanira kutaura uchiti,
24Huan, Nehelam mi, Semaia tungtang thu ah nang hicia na gen dian ahi.
25Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, Zvawakatuma magwaro nezita rako kuvanhu vose vari paJerusaremu, nokuna Zefaniya mwanakomana womupristi Maaseia, nokuvapristi vose, uchiti,
25Israel Pathian, sepaihte TOUPAN hichiin a chi a, Jerusalem mipi tengtengte kiangah nangmah min mahmahj in laikhak na khaka.
26Jehovha wakakuita mupristi panzvimbo yomupristi Jehoiadha, kuti mumba maJehovha muve navatariri, kuti asunge mumatanda namaketani mumwe nomumwe unopenga, achizviita muporofita.
26TOUPAN siampu Jehodia sikin siampu dian nang a honbawla, TOUPAin kemmi na hi ua, mi hai, jawlnei kichi peuhte kemte, sik kolte na butsak ding ahi.
27Ko zvino wakaregerei kutuka Jeremiya weAnatoti, unozviita muporofita pamberi penyu,
27Huchiin bangdia Anathot khuaa mi Jeremia, na kaing ua jawlnei kichi na taihilh louh uh?
28zvaakatuma shoko kwatiri paBhabhironi, achiti, Nguva irefu, vakai dzimba mugaremo; simai minda, mudye zvibereko zvayo?
28Babulon gamah i kian uah, Setanna ding a sawt dinag, in khawng lam unla, hiaiah teng unla, a gahte ne un, chih thi a honkhak hi, chiin.
29Zvino mupristi Zefaniya akaravira muporofita Jeremiya rugwaro urwu.
29Huan, siampu Zephaniain huai laikhak jawlnei Jeremia jakin a sim a.
30Ipapo shoko raJehovha rakauya kuna Jeremiya, richiti,
30Huan, Jeremia kiangah TOUPA thu a hongtungta.
31Tumira vakatapwa vose shoko rinoti, Zvanzi naJehovha pamusoro paShemaia muNeheramiti, Shemaia zvaakakuporofitirai, ini ndisina kumutuma, akakutendisai nhema,
31Saltangte tengteng kiangah, Nehelam mi Semaia tungtang thi ah TOUPAN hichiin a a chi: Ka sawl het louhin Semaia leh a suante ka gawt dinga, hiai mite lakah mi khat lel leing a neikei ding ka mite dinga thil hoih ka hih ding mu ding: TOUPA tungah helna thu pawt ahi, chiin khak in, achia.Huaiziakin TOUPAN hichiin a chi: Ngaiun, Nehelam mi Semaia leh a suante ka gawt dinga, hiai mite lakah mi khat lel leng a neikei ding, ka mite dinga thil hoih ka hih ding mu ding: TOUPA tungah helna thu a gen jiakin, chih TOUPA thu pawt ahi, chiin khak in achia.
32naizvozvo zvanzi naJehovha, Tarirai, ndicharova Shemaia muNeheramiti, navana vake; haangavi nomunhu ungagara pakati pavanhu ava, uye haangaoni zvakanaka zvandichaitira vanhu vangu ndizvo zvinotaura Jehovha nekuti wakataura zvinomukira Jehovha.
32Huaiziakin TOUPAN hichiin a chi: Ngaiun, Nehelam mi Semaia leh a suante ka gawt dinga, hiai mite lakah mi khat lel leng a neikei ding, ka mite dinga thil hoih ka hih ding mu ding: TOUPA tungah helna thu a gen jiakin, chih TOUPA thu pawt ahi, chiin khak in achia.