Shona

Paite

Job

24

1WaMasimbaose anoregereiko kutara nguva dzokutonga? Vanomuziva vanoregereiko kuona mazuva ake?
1Bangdia Thilbangkimhiihtheiin vaihawmna hunte bawl lou ahia? huan amah theiten bangdia a nite mu lou uh ahia?
2Vanoshandura miganho varipo; Vanopamba mapoka amakwai, vachiafudza.
2Gamgi suan a om ua; ganhon hiamgamtakin a la mang ua, a vak uh.
3Vanotinha mbongoro yenherera, Vanotora nzombe yechirikadzi vachiita rubatso.
3Pabeite sabengtung a hawl mang ua: thuchiamna dingin meithai bawngtal a la uh.
4Vanodzinga varombo panzira; Varombo venyika vanovanda vose.
4Lampi akipan tasamte a hei khia ua: leia gentheite a kisel khawm uhi.
5Tarira, sembizi murenje Vanobudira kumabasa avo, vachishingairira chokwadi; Renje rinovapa zvokudya zvavana vavo.
5Ngaiin gam keua sabengtungte bangin a thilhihna lam uah, an thanuamtaka zongin a pai khia ua; a tate uh a dingin gamdaiin amau an a suaksak hi.
6Vanocheka zvavanodya kusango; Vanounganidza mazambiringa avakaipa.
6Gam lamah a gan an uh a at ua; huan migiloute grep gah a la uh.
7Vanovata usiku hwose vasina zvavakafuka, Pachando havana chavangazvifukidza nacho.
7Jan khuain puan beiin vuaktangin a lum ua, huan khovot ah khuhna neilouin.
8Vakanyorova nokupfunha kwemvura yamakomo, Vanombundikira dombo nokushaiwa pokutizira.
8Mualte vuahphinin a kawt ua, belhding deihmanin suangpi a kawi uhi.
9Varipo vanobvuta nherera pazamu ramai, Nokutora rubatso rwavarombo;
9Nawi akipan pabei kai khia a om ua, huan gentheite thuchiam la:
10Naizvozvo vanofamba vasina zvavakafuka, Vanotakura zvisote vane nzara;
10Huchiin tasamte puanbeiin vuaktangin a vialvak ua, buhphalte gilkialin a pua uhi.
11Vanosvina mafuta mukati mamasvingo avanhu ava; Vanotsika zvisviniro zvamazambiringa avo, vachifa nenyota.
11Oliv sing lakah sathau a bawl ua; a uain sukna uh a chil ua, himahleh a dangtak uhi.
12Vanhu vanogomera mukati meguta rina vanhu vazhinji, Uye mweya yavakakuvadzwa inochema; Kunyange zvakadaro Mwari haane hanya nezvisina kururama.
12Khopi akipanin mite a mau ua, huan liamte kha a kikou khiaa; himahleh Pathianin a limsak kei hi.
13Ndivo vanovenga chiedza; Havazivi nzira dzacho, Havarambi vachifamba pamakwara acho.
13Hiaite khovak tunga helte laka ahi ua; huai lampite a theikei ua, huaia lampite ah a om gige sam kei uhi.
14Muurayi anomuka kana koedza, anouraya murombo neanoshaiwa; Usiku wakafanana nomubi.
14Tualthatmi jan mialin a thoua, gentheite leh tasamte a thata; ahi, janin gutami ahi.
15Ziso remhombwewo rinomirira rubvunzavaeni, Achiti, Hakune ziso richandiona; Ndokufukidza chiso chake.
15Angkawm mi mitin leng khomui a ngaka, kuamahin honmu kei ding, chiin: huan a mai a bawl lamdang hi.
16Usiku vanopaza dzimba; Masikati vanozvipfigira; Havazivi chiedza.
16Khomialin inte a vut pailet ua: sun chiangin a kikhum bilh ua; khovak a theikei uh.
17nekuti mangwanani akaita serima guru kwavari vose; nekuti vanoziva kutyisa kwerima guru.
17Amaute tengteng adingin lah jingsang sihna limliap bang ahi ngala; janmial lauhuaite lah lawmin a nei ngal ua.
18Iye anofambisa pamusoro pemvura; Mugove wavo wakatukwa panyika; Haachafambi nenzira yeminda yemizambiringa.
18Tuite tungah kintaka taihmangin om ua; a tantuan uh leiah hamsiatin a om: agrephuante sukmiin a naih kei.
19Kuoma nokupisa kunopedza mvura yechando; saizvozvo sheori vakatadza.
19Khokhal leh nisain vuk tuite a tawpkanga: huaibangmahin thilhihkhialte Seolin a hih hi.
20Chizvaro chichamukangamwa; honye dzichatapirirwa Uye kusarurama kuchavhumwa somuti.
20Sulin amah a mangngilh dia; thanin limsa takin amah kivaknain a nei ding uh; theihgigein a omta kei dia, huan diktatlouhna sing banga hihtanin a om ding.
21Iye unobovera mhanje; Haaitiri chirikadzi zvakanaka.
21Ta neilou numei ching a negaia; meithai adingin hoih a hih kei hi.
22Anobvisa vane simba nesimba rake; Kana iye achisimuka, hakuna munhu anoziva kana achararama.
22Ahia lah Pathianin a thilhihtheihnain in hatte hin a sausaka, hinna a lamet phaklouh lai unleng a dingtou uh.
23Mwari anovagarisa vakachengetwa, vachivimba nazvo; Asi meso ake anotarira nzira dzavo.
23Bitna Pathianin amau a piaa, huchiin huaiah a khawl uh; huan a mitte a lampite uah a om hi.
24Vanokudzwa; gare-gare vaenda; Vanodukupiswa, vanobviswa panzira savamwe vose, Vanochekwa semisoro yehura dzezviyo.
24Hihletin a om ua; himahleh sawtlou kalin, a bei uhi; ahi, sukniamin a om ua, mi dang tengteng bangin lampi akipan lak khiakin a om ua, buhvui banga at khiakin a om uhi.Huchibang na hi kei ta leh kua ahia juautheia hon chian dinga, ka thugen ah leng bangmah omlou-a lak ding?
25Kana zvisina kudaro zvino, ndiani angati ndine nhema, Nokushaisa mashoko angu simba here?
25Huchibang na hi kei ta leh kua ahia juautheia hon chian dinga, ka thugen ah leng bangmah omlou-a lak ding?