1Zvino Jehovha wakataura naMozisi akati,
1Huan, TOUPAN Mosi a houpiha,
2Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, Mitambo yakatarwa naJehovha, yamunofanira kuparidzira muchiti ndidzo ungano tsvene, ndiyo mitambo yangu yakatarwa.
2Israel suante houpih inla, a kiang uah, TOUPA ankuanglui hunbi hiaite ahi.
3Mabasa ngaabatwe mazuva matanhatu; asi zuva rechinomwe isabata rokuzorora kwazvo, iungano tsvene; musabata basa ripi neripi; isabata raJehovha mudzimba dzenyu dzose.
3Ni guk nasep ding ahi a, ni sagih ni bel chiktaka laka khawlna, khawmpi siangthou ahi; bang nasep himhim na sep ding uh ahi kei: na omna peuh uah TOUPA adingin khawlni ahi.
4Ndiyo mitambo yaJehovha yakatarwa, ndidzo ungano tsvene, dzamunofanira kuparidzira nenguva dzakatarwa:
4TOUPA ankuanglui hunbi, khawmpi siangthou, a hun geihgeiha na bawl ding uh hiaite ahi.
5Nomwedzi wokutanga, nezuva regumi namana romwedzi, madekwana, iPasika raJehovha.
5Kha khatna, ni sawm leh ni li ni nitak lam TOUPA Paikan Ankuangluina ahi.
6Nezuva regumi namashanu romwedzi iwoyo ndiwo mutambo wezvingwa zvisina kuviriswa; munofanira kudya chingwa chisina kuviriswa mazuva manomwe.
6Huan, huai kha mah ni sawm leh ni nga ni TOUPA adia tanghou silngou soh louh angkuangluina ahi: ni sagih sung tanghou silngou soh louh na ne ding uh ahi.
7Nomusi wokutanga munofanira kuita ungano tsvene; musabata basa ravaranda.
7A ni khat niin khawmpi siangthou na nei ding ua, nasep himhim na sem ding uh ahi kei.
8Asi munofanira kupa Jehovha chipiriso chinopiswa mazuva manomwe; pazuva rechinomwe munofanira kuita ungano tsvene; musabata basa ravaranda.
8Ni sagih sungin meia thillat TOUPA kiangah na lan ding ua: a ni sagih ni pen khawmpi siangthou ahia, na himhim na sem ding uh ahi kei, chiin, chiin.
9Zvino Jehovha wakataura naMozisi akati,
9Huan, TOUPAN Mosi a houpiha,
10Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, Kana muchisvika munyika yandichakupai, mukakohwa zviyo zvayo, munofanira kuuya nechisote chezvitsva zvokukohwa kwenyu kumupristi,
10Israel suante houpih inla, a kiang uah, Kon gam piak ding na va tun ua, huailaia buh khawng na lak hun chiang un, na buh thak masate uh phal khat siampu kianga nontawi ding uh ahi.
11iye anofanira kuzunguzira chisote icho pamberi paJehovha, kuti chigamuchirwe kwamuri; mupristi anofanira kuchizunguzira nomusi unotevera sabata.
11Huan, pom sak theih na hihna ding un, aman buhphal pen TOUPA maah a honnavei sak dinga; huan, khawlni jingchiangin siampuin a vei ding ahi.
12Nomusi wamunozunguzira chisote nawo, munofanira kuuya negwayana regondobwe risina kuremara, rine gore rimwe, chive chipiriso chinopisirwa Jehovha.
12Huan, buhphal na vei ni un belamnou a pa, gensiatbei kum khata upa haltum thillat dingin TOUPA kianga na lat ding uh ahi.
13Nechipiriso chacho choupfu chinofanira kuva chezvegumi zviviri zveefa youpfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, chive chipiriso chinopisirwa Jehovha chinonhuhwira zvakanaka; nechipiriso chacho chinodururwa chinofanira kuva chewaini chechina chehini.
13Huan, huaia tangbuang thillat bel tangbuang nel chi epha mun sawma khena mun nih sathaua mek TOUPA adia gim lim mahmah, meia thillat ahi ding ahi: huan, huaia dawn ding thil thillat a hihleh uain hin mun lia khena mun khat ahi ding ahi.
14Musadya chingwa, kana zviyo zvakakangiwa, kana hura itsva, kusvikira pamusi iwoyo, kusvikira mauya nechipo chaMwari wenyu; ndiwo mutemo usingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose padzimba dzenyu dzose.
14Na Pathian ading ua thillat na lat ma un, huai ma himhimin a tanghouin hiam, a kanin hiam, a vuiin hiam ane ding uh ahi kei: hiai bel na omna peuh ua na suante jel uh tana na khantawn dan ding uh ahi.
15Zvino munofanira kuverenga kubva pamusi unotevera sabata, kubva pamusi wamakauya nawo nechisote chinozunguzirwa, masabata manomwe.
15Khawlni jingchiang jingchiang nawn, vei thillat buhphal non tawi ni ua patin na sim ding ua, khawlni sagih vei a ching ding ahi:
16Munofanira kuverenga mazuva makumi mashanu kusvikira pamusi unotevera sabata rechinomwe; ipapo munofanira kupa Jehovha chipiriso chitsva choupfu.
16Huan, khawlni sagihveina jingsang akipan ni sawmnga na sim ding ua, TOUPA kianga tangbuang thak thillat na lat ding uh ahi.
17Munofanira kutora kudzimba dzenyu zvingwa zviviri zvinozunguzirwa zvezvegumi zviviri zveefa; zvinofanira kuva zvoupfu hwakatsetseka, zvibikwe nembiriso, kuti zvive zvitsva kuna Jehovha.
17Na omna mun ua kipanin epah mun sawma khena mun niha bawl, tanghou beu vei ding nih, tangbuang nel chi, silngou toh kan, TOUPA dinga bawl masakpen lat ding na hontawi ding uh ahi.
18Pamwechete nezvingwa munofanira kuuya namakwayana manomwe asina kuremara, egore rimwe, nenzombe imwe duku, namakondobwe maviri; izvozvo zvinofanira kuva chibayiro chinopisirwa Jehovha, pamwechete nechipiriso chazvo choupfu nezvipiriso zvinodururwa, chive chipiriso chinopiswa chinonhuhwira zvakanaka kuna Jehovha.
18Huan, tanghou lat toh kituakin belamnou sagih gensiat bei kum khata upa leh bawng tuai leh belampa nih na lan ding uh: huaite bel atangbuang thillat uh leh a dawn ding thillate utoh, TOUPA adia haltum thillat, TOUPA adia gimlim mahmah, meia thillat ahi ding hi.
19Uye munofanira kubayira nhongo imwe, chive chipiriso chezvivi, namakwayana maviri, mikono yegore rimwe, chive chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa.
19Huan, khelh thoihna dingin kelpa khat leh kilepna thillat kithoihna dingin belamnou a pa nih kum khata upa na lat ding uh ahi.
20mupristi anofanira kuzvizunguzira pamwechete nezvingwa zvitsva, chive chipiriso chinozunguzirwa pamberi paJehovha, pamwechete namakwayana maviri iwayo; zvinofanira kuva zvitsvene kuna Jehovha zviri zvomupristi.
20Huan, siampuin bawl masakpen tanghou belamnou nih toh TOUPA maa vei thillat dingin a vei dinga: siampu atuam, TOUPA adia siangthou ahi ding.
21Munofanira kuparidza nomusi iwoyo kuti muve neungano itsva; hamufaniri kubata mabasa avaranda; uve mutemo usingaperi padzimba dzenyu dzose kusvikira kumarudzi enyu ose.
21Huan, huai ni mah na sep ding ua, nou adingin khawmpi siangthou ahi dinga, na himhim na sem ding uh ahi kei: hiai bel na omna peuh uah na suante jel uh tanin na khantawn dan ding uh ahi.
22Kana muchikohwa gohwo reminda yenyu, rega kukohwa kwazvo micheto yomunda wako, uye usaunganidza zvawira pasi pakukohwa kwako; unofanira kuzvisiira varombo navaeni; ndini Jehovha Mwari wenyu.
22Huan, na lou ua buh na lak chiang un na lounawl jul uh la vek kei un, a sang leng na zong ding uh ahi kei: mi genthei leh gamdang mi adin na hawi sak ding uhi: Kei TOUPA na Pathian uh ka hi, chiin, chiin.
23Zvino Jehovha wakataura naMozisi akati,
23Huan, TOUPAN Mosi a houpiha,
24Taura navana vaIsiraeri, uti, Pamwedzi wechinomwe, zuva rokutanga romwedzi rinofanira kuva kwamuri zuva rokuzorora kwazvo, rinoyeudzwa nokuridzwa kwehwamanda, ive ungano tsvene.
24Israel suante houpih inla, a kiang uah, Kha sagihna huai kha ni khat ni nou dingin chiktaka lak khawlna, pengkul muta theihgigena, khawmpi siangthou ahi ding.
25Musabata naro mabasa ose avaranda; munofanira kuvigira Jehovha chipiriso chinoitwa nomoto.
25Na himhim na sem ding uh ahi kei; TOUPA adia meia thillat na lan ding uhi, chiin, chiin.
26Jehovha wakataura naMozisi akati,
26Huan, TOUPAN Mosi a houpiha,
27Zuva regumi romwedzi uyu wechinomwe izuva rokuyananisira; munofanira kuita naro ungano tsvene, munofanira kuchema pamweya yenyu, nokuvigira Jehovha chipiriso chinoitwa nomoto.
27Kha sagihna ni sawm ni bel kilemna ni ahi a: nou dingin khawmpi siangthou ahi ding, na lungsimte uh na hihgim ding ua; huan, TOUPA dingin meia thillat na lan ding uh.
28Nomusi uyo musabata basa ripi neripi, nekuti izuva rokuyananisirwa, kuti muyananisirwe pamberi paJehovha Mwari wenyu.
28Huai niin bang na peuhpeuh na hih ding uh ahi kei: TOUPA na Pathian uh maa lemna honbawlsak dinga kilemna ni lah ahi ngala.
29Nekuti ani naani usingachemi pamweya wake nomusi iwoyo, uchabviswa pakati porudzi rwake.
29Huai nia sukgima omlou kuapeuhmah, a mite akipan hihman hi ding ahi ngala.
30Nomunhu upi noupi unobata basa ripi neripi nomusi iwoyo, munhu uyo ndichamuparadza pakati porudzi rwake.
30Kuapeuh hi hen aw, nuai nia bang na peuh sem jaw, huai mite a chipihte uh laka kipan ka hihmang ding ahi.
31Musaita basa ripi neripi; mutemo usingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose padzimba dzenyu dzose.
31Bang na himhim na sem ding uh ahi kei: hiai bel na omna peuh ua na suante jel uh tana khantawn dan ding ahi.
32Rinofanira kuva kwamuri sabata rokuzorora kwazvo, munofanira kuchema pamweya yenyu; munofanira kuchengeta sabata renyu, nezuva repfumbamwe romwedzi madekwana, kubva pamadekwana kusvikira pamadekwanazve.
32Nou dingin khawlni chiktaka lak khawlni ahi dinga, na lungsimte uh na hihgim ding uh ahi; huai kha ni kua ni nitaklam, huai kha nitak lam akipan nitak lam nawn tan khawlni dingin na zang ding uhi.
33Jehovha wakataura naMozisi akati,
33Huan, TOUPAN Mosi a houpiha,
34Taura navana valsiraeri uti, Nezuva regumi namashanu romwedzi uyu wechinomwe Jehovha anofanira kuitirwa mutambo womatumba mazuva manomwe.
34Israel suante houpih inla, a kiang uah, Kha sagihna ni sawm leh ni nga ni jaw TOUPA adingin ni sagih sung Bawkte Ankuangluina ahi hi.
35Nomusi wokutanga kunofanira kuva neungano tsvene; musaita basa ripi neripi ravaranda.
35A ni khatna pen khawmpi siangthou ahi dinga, na himhim na sem ding uh ahi kei.
36Munofanira kuvigira Jehovha chipiriso chinoitwa nomoto mazuva manomwe; nomusi worusere munofanira kuva neungano tsvene; muvigire Jehovha chipiriso chinoitwa nomoto; izuva romutambo mukuru, musabata basa ripi neripi ravaranda.
36Ni sagih sungin meia thillat TOUPA kiangah na lan ding ua, a ni giat ni bel nou dingin khawmpi siangthou ahi ding; meia thillat TOUPA kiangah na lan ding uh: khawmpi venna thupi mahmah ahi: na himhim na sem ding uh ahi kei.
37Ndiyo mitambo yakatarwa yaJehovha, yamunofanira kuparidzira, muchiti iungano tsvene, kuti muvigire Jehovha chipiriso chinoitwa nomoto, chipiriso chinopiswa, nechipiriso choupfu, nechibayiro, nezvipiriso zvinodururwa, chimwe nechimwe nezuva racho;
37Hiaite ahi, TOUPA ankuangluina hunbi, TOUPA adia meia thillat te, haltum thillat te, tangbuang thillat te, kithoihna te, dawn ding thillat te a ni tuam chiata lan dinga khawmpi siangthou na bawl ding te uh,
38izvi ngazviitwe, kunze kwamasabata aJehovha, nokunze kwezvipo zvenyu, nokunze kwemhiko dzenyu dzose, nokunze kwenhendo dzenyu dzose dzokuda kwenyu, dzamunopa Jehovha.
38TOUPA khawlni te, na thilpiak te uh, na thuchiam tengteng uh, mahni ut thua thillat, TOUPA kianga na thillat jelte uh ban ah.
39Zvino pazuva regumi namashanu romwedzi wechinomwe, kana makohwa gohwa reminda, munofanira kuita mutambo waJehovha mazuva manomwe; zuva rokutanga rinofanira kuva rokuzorora kwazvo, nezuva rorusere rinofanira kuva rokuzorora kwazvo.
39Huan, kha sagihna ni sawm leh ni nga ni-a na lou ua thil piang te na lak khit chiang un TOUPA ankuangluina ni sagih na zang ding ua: a ni khatna ni pen khawl kinkenna ni ahi dinga, a ni giat ni leng khawl kinkenna mah ahi ding.
40Pazuva rokutanga munofanira kutora michero yemiti yakanaka, namashizha emichindwe, namatavi emiti mikobvu, nemikonachando yomurukova; munofanira kufara pamberi paJehovha Mwari wenyu mazuva manomwe.
40M ni khat niin sing kung kilawm mahmahte gah khawng, tum hiang khawng, sing bawk pha hiang khawng, luia muisum te na tawi ding uh, TOUPA na Pathian un maah ni sagih nuamsain na om ding uhi.
41Munofanira kuitira Jehovha mutambo mazuva manomwe gore rimwe nerimwe; uve mutemo usingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose; munofanira kuuita nomwedzi wechinomwe.
41Hiai ankuangluina bel TOUPA dinga kum chih ni sagih sung na hih ding uh ahi: hiai bel na suan te uh jel tana khantawn dan ding ahi: kha sagihnaa na nek jel ding uh.
42Munofanira kugara mumatumba mazuva manomwe; vose vakaberekerwa munyika pakati pavaIsiraeri vanofanira kugara mumatumba.
42Sawlbuk ah ni sagih na om ding ua, Israel gama mi himte bel sawlbuk ah na om vek ding ua;
43Kuti marudzi enyu azive, kuti ndakagarisa vana valsiraeri mumatumba, nguva yandakavabudisa munyika yeEgipita; ndini Jehovha Mwari wenyu.
43Huchiin na suante un Israel suante Aigupta gam akipan ka pi khiak laiin sawlbuk ah ka omsak chih a thei thei ding uh: Kei TOUPA na Pathian ka hi, chiin, chiin.Huchiin Mosiin TOUPA ankuangluina hunbi bawlte Israel suante kiangah a phuangta hi.
44Ipapo Mozisi wakarondedzera kuvana vaIsiraeri mitambo yakatarwa naJehovha.
44Huchiin Mosiin TOUPA ankuangluina hunbi bawlte Israel suante kiangah a phuangta hi.