1Tarirai, ndinotuma nhume yangu, iye achandigadzirira nzira yangu pamberi pangu; ipapo Ishe, wamunotsvaka, achasvika pakarepo patemberi yake, iye Mutumwa wesungano, wamunoshuva, tarirai, anouya ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
1Ngai in, ka sawltak ka honsawl, aman ka maah lampi a bawlkhol dinga huan TOUPA, na zon uh, a biakin ah thakhatin a hongpai ding; na kipahna uh, thukhun sawltak, ngai un, a hong hi, sepaihte TOUPAN a chi.
2Asi ndiani ungatsunga nezuva rokuuya kwake? Ndiani angamira kana achionekwa? nekuti akafanana nomoto womunatsi, nesipo yomusuki.
2Ahihhangin a hongpaina ni kuan a thuakzou thei dia? a honglat chiangin kua a ding dia? Amah lah hihsiangthou mi mei, leh sahbon bang ahi ngala.
3Iye achagara pasi akafanana nomunatsi nomuchenesi wesirivha; achachenesa vanakomana vaRevhi, nokuvanatsa sendarama nesirivha; ipapo vachavigira Jehovha zvipiriso nokururama.
3Huchiin dangka hihsiangthoumi leh siangsakmi bangin a tu dinga Levi tapate a hihsiang dinga, dangkaeng leh dangka bangin amau a khuahsiang ding, huchiin diktatnain TOUPA kiangah thillatte a lan ding uhi.
4Ipapo chipiriso chaJudha neJerusaremu zvichafadza Jehovha, sapamazuva akare, sapamakore apakutanga-tanga.
4Huaichiangin Juda leh Jerusalem thillat, ni dang lai bang leh tanga kumte bangin TOUPA adingin a nuamta ding hi.
5Ndichaswedera kwamuri kuti nditonge; ndichava chapupu chinokurumidza pamusoro pavaroyi, napamusoro pemhombwe, napamusoro pavanopika nhema, napamusoro pavanomanikidza mushandiri pamubayiro wake, nechirikadzi, nenherera, napamusoro pavanodzinga vatorwa, vasingandityi ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
5Huan, vaihawmnaah na kiangah ka hongdinga; aisanmite kalhin, angkawmte kalhin, juaua kichiamte kalhin theihpihpa kin ka hi ding, a loh thua migoih nuaisiahte, meithai, nubeipabei, a thuneihna a kipan mikhual kai-heipa, kei hon kihtalou kalhin, sepaihte TOUPAN a chi.
6nekuti ini Jehovha handishanduki, saka imi, vanakomana vaJakove, mugere kuparadzwa.
6Kei TOUPA lah ka zulhzau ngal keia; huaijiakin Jakob tapate aw, halbeiin na om kei uh.
7Kubva pamazuva amadzibaba enyu makatsauka pane zvandakaraira, mukasazvichengeta. Dzokerai kwandiri, neni ndichadzokera kwamuri ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo. Asi imwi munoti, Tichadzoka pazvinhu zvipi?
7Na pipute uh damlaia kipan ka thusehte na kilehhei san ua, na jui kei uh. Ka kiangah hongkik unla, na kiang uah ka hongkik ding, sepaihte TOUPAN a chi. Himahleh nou, Koiah i kik ding ua? na chi ua.
8Ko munhu angabira Mwari here? Kunyange zvakadaro munondibira. Asi imwi munoti, Takakubirai pazvinhu zvipi? Pane zvegumi nezvipiriso zvinotsaurwa.
8Min Pathian a lok diam? hinapiin lah non lok uh. Himahleh nou, Koiah kon lok ua eita? na chi ua. Sawm a khatte ah leh thillatah.
9Makatukwa nokutuka; nekuti munondibira, urwo rudzi urwu rwose.
9Hamsiatnaa hamsiat na hi uh; hiai nam pumpi mahmahin, kei no lok jiak un.
10Uyai nezvegumi zvose muimba yokuvigira, kuti zvokudya zvivepo mumba mangu, mundiidze naizvozvi zvino ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo muone kana ndisingakuzaruriyi mahwindo okudenga, ndikakudururirai mukomborero wamuchashaiwa pokuisa.
10Ka in sunga an a hongom theihna dingin koihkhomna in ah sawmakhat a vekin honla lut un, huan huaiin kei honentel un, sepaihte TOUPAN a chi, a koihna ding dantan kiching om lou khopin van tohlette kon hongin, vualjawlna kon buakkhe kei na hiam.
11Ndichatukawo udyi nokuda kwenyu, arege kuparadza zvibereko zveminda yenyu; nemizambiringa yenyu haingazuki zvibereko zvayo mumunda, nguva isati yasvika ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
11Huan negaimi pen nou jiakin ka sal dinga, na lei gahte uh a suse kei ding; na grepgui u leng lou ah a hun tun main a gah a kesak kei ding hi, sepaihte TOUPAN a chi.
12Ndudzi dzose dzichati muri vanhu vakafara; nekuti muchava nyika inofadza ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
12Huchiin nam tengtengin nang nuamsa a honchi ding ua; gam kipahhuai na hih ding jiak un, sepaihte TOUPAN a chi.
13Mashoko enyu akanga ari makukutu kwandiri ndizvo zvinotaura Jehovha. Kunyange zvakadaro, munoti, Takataureiko pamusoro penyu?
13Kei dema na thut uh a khauh hi. TOUPAN a chi, Nou, koiah nang demin thu ka gen ua eita? na chi ua.
14imwi makati, Hazvina maturo kushumira Mwari; takawaneiko zvatakachengeta zvaakaraira, zvatakafamba takapfeka nguvo dzokuchema pamberi paJehovha wehondo?
14Pathian nasep a thawn ahi; a thupiak i zuih ua, suna puan silha sepaihte TOUPA maa i om uh bang a phatuama? na chi uh.
15Zvino tinoti vanozvikudza ndivo vakafara; zvirokwazvo, vanoita zvakaipa ndivo vanovakiswa; zvirokwazvo, vanoidza Mwari vachipukunyuka.
15Huchiin tuin kisatheite nuamsa i chi ua; ahi; a gitlouhna nasemte tungdingin a om uh; ahi; Pathian a khem ua hotkhiakin a om uhi.
16Ipapo vaitya Jehovha vakataurirana, Jehovha akateerera, akanzwa, bhuku yokurangaridza ikanyorwa pamberi pake, nokuda kwavanotya Jehovha, vachirangarira zita rake.
16TOUPA kihtate a kihoupih ua; huchiin TOUPAN a ngaikhiaa, a jaa, a maah theihgigena laibu a kigelha, TOUPA kihtaa, a min ngaihtuahte a dingin.
17Vachava vangu ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo ivo vangu chaivo, nezuva randichazviita; ndichavanzwira tsitsi, somunhu anonzwira tsitsi mwanakomana wake anomubatira.
17Huan, amau keia ka hi ding ua, gou lamdang tak ka bawl ni chiangin, sepaihte TOUPAN a chi; huchiin amau ka hawi dia, min a nasem amah tapa a hawi bangin.Huai hun chiangin na hong kihei ding ua, diktatte leh giloute, PAthian nasem leh amah nasem lou na khen ding uhi.
18Ipapo muchaonazve kusiyana kowakarurama nowakaipa, koanoshumira Mwari nowasingamushumiri.
18Huai hun chiangin na hong kihei ding ua, diktatte leh giloute, PAthian nasem leh amah nasem lou na khen ding uhi.