Shona

Paite

Psalms

124

1Dai Jehovha asaiva nesu, Isiraeri ngavadaro;
1Eilama pang Toupa hilou hileh, Israelten chi uhen;
2Dai Jehovha asaiva nesu, Panguva yatakamukirwa navanhu;
2Miten honsual lai un eilama pang Toupa hilou hileh:
3Vangadai vakatimedza tiri vapenyu, Panguva yatakamukirwa nehasha dzavo;
3Huailai mahin amau eite a honhing valhta ding ua, I tung ua a thangpaih lai un
4Mvura zhinji ingadai yakatifukidza, Rwizi rungadai rwakapfuura napamusoro pomweya wedu.
4Huailai mahin tuiten a hontum mangta dinga, luiin I hinna a vak tumta ding hi.
5Mvura zhinji, inozvikudza, ingadai yakapfuura napamusoro pomweya wedu.
5Huailai mahin tui kisatheiten I hinna a vuktumta ding hi.
6Jehovha ngaarumbidzwe, Iye asina kutiisa kuti tiparadzwe nameno avo.
6Sa- mat banga mat dinga a ha ua hopeloupa Toupa phatin om hen.
7Mweya wedu wapukunyuka seshiri parugombe rwomuteyi weshiri; Rugombe rwadambuka, isu tapukunyuka.
7Thangkamte thang akipat vasa a suakta bangin I hinna a suakta hi, thang a setaa, eite I suakta zenzen uhi.Honpanpihna ding tuh TOUPA lei leh van bawlpa min ah a om chiin.
8Kubatsirwa kwedu kuri muzita raJehovha, Akaita kudenga napasi.
8Honpanpihna ding tuh TOUPA lei leh van bawlpa min ah a om chiin.