1Vakaropafadzwa vose vanotya Jehovha, Vanofamba munzira dzake.
1Toupa lau peuhmahten nuam a sa uh, a lampi tawnten.
2nekuti iwe uchadya zvawakabatira namaoko ako; Uchava nomufaro, uye zvichava zvakanaka newe.
2Na khut sepgim gah lah na ne sin ngala: kipak takin na om dinga, navakin leng na om ding hi.
3Mukadzi wako uchava somuzambiringa, unobereka zvakanaka, mukati meimba yako; Vana vako vachava semiti yemiorivhi, vakakomberedza tafura yako.
3Na ji tuh, na in jula grep gui gah nuam mahmah bangin a om ding hi: na tate tuh, na dohkan kimah, oliv selte bangin a om ding uh.
4Tarirai, murume anotya Jehovha Acharopafadzwa saizvozvo.
4Ngaiin, Toupa laumi tuh huchi bangin vualjawlin a om ding uhi.
5Jehovha achakuropafadza ari paZiyoni; Uchaona kukomborerwa kweJerusaremu mazuva ose oupenyu hwako.
5Toupan Zion akipanin honvualjawl ding hi: huchiin, na damsung tengin Jerusalem hoihna na mu ding hi.A hi, na tute tuh na mu dinga! Israelte tungah khamuanna om hen.
6Zvirokwazvo, uchaona vana vavana vako. Isiraeri ngaave norugare.
6A hi, na tute tuh na mu dinga! Israelte tungah khamuanna om hen.