Shona

Paite

Psalms

52

1Unozvirumbidzireiko nezvakashata, iwe mhare? Tsitsi dzaMwari dziripo misi yose.
1Mi hat aw, bangachia thil hihkhelh suang na hia! Pathian chitna tunga gitlouhna bang dia suang?
2Rurimi rwako runofunga kutaura zvakaipa; Rwakafanana nechisvo chinopinza, ruchiita zvinonyengera.
2Na leiin nitengin thil gilou-salou a suangtuah nak; mulmet tem hiam tak khemhat bangin.
3Unoda zvakaipa kupfuura zvakanaka; Nokureva nhema kupfuura kutaura zvakarurama.
3Hoih sangin gilou na deih jaw a; diktatna thugen sangin juau thugen na deih jaw hi. Selah.
4Unoda mashoko ose okuparadza, Iwe rurimi runonyengera.
4Nang lei mi khemhat aw, thu mi valh zou thei tengteng tuh na deih nak hi.
5Mwari achakuparadzawo saizvozvo nokusingaperi, Achakubata akakubvisa patende rako, nokukudzura panyika yavapenyu.
5Pathianin khantawn a dingin a honhihzou sam dinga, a honman dinga, na omna akipanin a honkaikhe dinga, mihing gam akipan a honbot khe ek ding hi. Selah
6Vakarurama vachazviona vakatya, vachamusweveredza, vachiti,
6Mi diktatten leng a mu un a lau ding ua, a nuihsan ding ua.
7Tarirai, hoyu munhu asina kuita Mwari nhare yake, Asi akavimba nokuwanda kwefuma yake, Akazvisimbisa pazvakaipa zvake.
7En di uh, hiai mi ahi, Pathian a kulhpi-a siam nuamlou a a hauhna thupitak muang jaw a, a gitlouh- satlouhna a kihihhat vial, chiin.
8Asi kana ndirini, ndakafanana nomuorivhi munyoro muimba yaMwari; Ndinovimba netsitsi dzaMwari nokusingaperi-peri.
8Kei jaw, Pathian ina oliv sing sel liahliah bang kahi: Pathian chitna khantawn khantawn in ka muang ding hi.Huai na hih jiakin, khantwan in kipahthu kon hilh ding: na misiangthoute mitmuhah na min ka ngakngak ding, a hoih ngala.
9Ndichakuvongai nokusingaperi, nekuti ndimi makazviita; Ndichamirira zita renyu pamberi pavatsvene venyu nekuti rakanaka.
9Huai na hih jiakin, khantwan in kipahthu kon hilh ding: na misiangthoute mitmuhah na min ka ngakngak ding, a hoih ngala.