Shona

Paite

Psalms

59

1Ndirwirei pavavengi vangu, Mwari wangu; Ndiisei pakakwirira kure navanondimukira.
1Ka Pathian aw, hondoute lakah honhumbit inla; honsualte lak akipan mun sangah honsuan in.
2Ndirwirei pavaiti vezvakaipa, Ndiponesei pavanhu veropa.
2Thilhihkhialte lakah honhumbit inla, sisan suah hatte lakah honhondam in.
3nekuti tarirai, vanovandira mweya wangu; Vane simba vakaungana kuzorwa neni; Hakuzi nokuda kokudarika kwangu kana kwezvivi zvangu, Jehovha.
3Toupa aw, ka tatlekna jiak hilouin, ka khelh jiak leng hilouin, ngaiin, ka hinna a tang gige ngala, mi hatte honsual dingin a kikhawm uhi.
4Vanomhanya nokuzvigadzira, ini ndisina mhosva hangu; Mukai mundibatsire, muone.
4Ka khelh louh piin leng a tai ua, a kisa ua: honpanpih dingin kihihhalh inla, en in.
5Iyemi Jehovha, Mwari wehondo, Mwari waIsiraeri, Mukai mushanyire vahedheni vose; Musanzwira tsitsi mudariki upi noupi akaipa.
5Toupa aw, sepaihte Pathian, Israelte Pathian, nangmah ngei nam chih gawt dingin thou inla: mi lepchiah gilou takte peuhmah hawi ken. Selah.
6Vanodzoka madekwana, vanohuhudza sembwa, Vanopota neguta.
6Nitaklam chiangin a hong nawn ua, ui bang in a ham vengvung ua, khopi a kim avel ah a pai uhi.
7Tarirai, vanodzvova nemiromo Minondo iri pamiromo yavo, nekuti vanoti, Ndianiko anganzwa?
7Ngaiin a kam un a saik khia ua; a muk uah namsaute a oma: kua a thei a oma! A chi maimah uhi.
8Asi imwi Jehovha muchavaseka; Muchadadira vahedheni vose.
8Himahleh, Toupa aw, nang amau tuh na nuihsan zo dinga; nam chih na nuihsan phet ding hi.
9Imwi simba rangu, ndichakumirirai, nekuti Mwari ndiye nhare yangu yakakwirira.
9Ka hatna aw, kon ngak nilouh ahi, Pathian ka insang ahi ngala.
10Mwari wangu achandichingura netsitsi dzake; Mwari achandionesa kukundwa kwavavengi vangu.
10Ka tunga ching Pathianin a hondon dinga: Pathianin ka melmate tungah ka thudeih a hon musak ding hi.
11Musavauraya, kuti vanhu vangu varege kukangamwa; Muvaparadzire nesimba renyu, muvawisire pasi, Ishe nhovo yedu.
11Amau tuh that kenla, huchilou injaw ka miten a mangngilh kha ding ua: Toupa aw, ka phaw pen uh, Na thilhihtheihna in hihdalh inla, hihniam in.
12Nokuda kwechivi chomuromo wavo, namashoko emiromo yavo, Ngavabatwe pakuzvikudza kwavo, Uye nokuda kokutuka nenhema dzavanotaura.
12A kam khelhna jiak un leh a muk ua thu pawt jiakin a kisaktheihna ngei uah awk uhen, a thu gen jel uh hamselohna leh juauthu jiakin leng.
13Vapedzei nehasha, vapedzei, varege kuzovapo; Ngavazive kuti Mwari anobata ushe pakati paJakove, Kusvikira kumigumo yenyika.
13Amaute thangpaiin hihmangthang inla, a om nawn louhna ding un hihmangthang inla, Pathianin Jakobte lakah vai a hawm chih theichiat uhen, kawlmong phain.
14Panguva yamadekwana ngavadzoke, ngavahuhudze sembwa, Ngavapote-pote neguta.
14Huan, nitaklamin hong uhenla, ui bangin ham vengvung uhenla, khopi a kim a velah pai uhen.
15Vachadzungaira vachitsvaka zvokudya, Vachagara usiku hwose kana vasingaguti.
15Amau tuh nekding zongin a vak a vak ding ua, a tai kei uleh a om janhak ding uhi.
16Asi ini ndichaimba ndichireva simba renyu; Zvirokwazvo ndicharumbidza tsitsi dzenyu mangwanani, nekuti makanga muri nhare yangu yakakwirira, Noutiziro hwangu pazuva rokutambudzika kwangu.
16Himahleh ken na hatna thu lain kasa dinga; ahi, jingsang in na chitna thu nuamtakin lain kasa ding hi: nang ka insang, ka mangbatni-a ka kihumbitna na hi ngala.Ka Hatna aw, nang phatin la kasa dinga; Pathian ka insang, ka tunga siam Pathian ahi ngala.
17Ndichakuimbirai nziyo dzokurumbidza, imwi simba rangu; nekuti Mwari ndiye nhare yangu yakakwirira, iye Mwari anondinzwira tsitsi.
17Ka Hatna aw, nang phatin la kasa dinga; Pathian ka insang, ka tunga siam Pathian ahi ngala.