Shona

Paite

Psalms

61

1Inzwai kuchema kwangu, Mwari, Teererai munyengetero wangu.
1Pathian aw, ka kikou husa na ja inla; ka thumna ngaikhia in.
2Ndichadana kwamuri ndiri pamugumo wapasi, kana moyo wangu waziya; Ndiperekedzerei kudombo randisingasvikiri.
2Ka lungtang a bah laiin kawlmong akipanin kon sam ahi: suangpi kei sanga sangjaw ah honpi in.
3nekuti imwi makanga muri utiziro hwangu, Neshongwe yangu yakasimba kwandingatiza muvengi wangu.
3Nang tuh kei dingin humbitna melmate lakah galven insang kiptak nahi ngala.
4Ndichagara patende renyu nokusingaperi; Ndichavanda munyasi mamapapiro enyu.
4Na puanin ah khantawnin ka om dinga: na kha nuai bukna munah ka muang ding hi. Selah.
5Nekuti imwi Mwari makanzwa mhiko dzangu; Makadzosa nhaka yavanotya zita renyu.
5Pathian aw, nang ka thuchiamte na ngaikhe ngala: na min laudansiamte gamluah tuh non pia hi.
6Muchawedzera mazuva ohupenyu hwamambo; Makore ake achaenzana naamarudzi mazhinji.
6Kumpipa damsung hihsau in: a kumte suan tampi bang ahi ding.
7Achagara pamberi paMwari nokusingaperi; Mumugadzirire unyoro nechokwadi, kuti zvimuchengete.
7Pathian maah khantawnin a om gige ding: aw, amah a humbit theihna leh thutak bawlin.Huchiin ka thuchiamte nitenga ka hih theihna dingin, khantawn in na min phat in la kasa ding hi.
8Naizvozvo ndichaimbira zita renyu nziyo dzokurumbidza nokusingaperi, Kuti ndiite mhiko dzangu zuva rimwe nerimwe.
8Huchiin ka thuchiamte nitenga ka hih theihna dingin, khantawn in na min phat in la kasa ding hi.