Shona

Paite

Revelation

17

1Zvino kwakauya umwe wevatumwa vanomwe, vakange vane ndiro nomwe akataura neni achiti kwandiri: Uya pano, ndicharatidza kwauri kutongwa kwemhombwe huru igere pamusoro pemvura zhinji;
1Huan huai angel sagih belhbu sagih tawite laka khat a hong paia, huan kei a honhoupiha, Hiai lamah hongpai in, tui tampite tunga tu kijuaknu thupi tungah vaihawmna kon musak ding;
2madzimambo enyika akaita upomwe nayo, nevagari vepanyika vakadhakiswa newaini yeupombwe hwayo.
2leitung kumpipate tuh amah toh a kingai ua, huan a mingaihna uainin leitunga tengte vakkhamin a om ua, chiin.
3Zvino wakandisengera kurenje mumweya, uye ndakaona mukadzi akatasva chikara chitsvuku, chizere nemazita ekunyomba, chine misoro minomwe nenyanga gumi.
3Huan amah tuh khain gamdai ah honpo mangta a: huan numei khat gamsa san, Pathian gensiatna mina dim, lu sagih leh kisawm nei tunga tu ka muta hi.
4Zvino mukadzi wakange akapfeka zvine ruvara rwehute nezvitsvuku, uye akashonga ndarama nemabwe anokosha nemaparera*, ane mukombe wendarama muruoko rwake uzere nezvinosemesa netsvina yeupombwe hwake.
4Huan huai numei tuh asan dup leh asandangin a kivana, dangkaeng nou, kihhuainaa dim a tawia, a mi-ngaihna thil ninte ngeingei.
5Nepahuma yake pakange pakanyorwa zita rekuti: CHAKAVANZIKA, BHABHIRONI GURU, MAI VEMHOMBWE NEZVINOSEMESA ZVENYIKA.
5Huan a talah min thuguk, Babulon thupi, kijuakte leh leitunga kihhuaite nu, chih a kigelh hi.
6Zvino ndakaona mukadzi akadhakwa neropa revatsvene, uye neropa rezvapupu zvaJesu; zvino ndakati ndamuona ndikashamisika nekushamisika kukuru.
6Huan huai numei tuh misiangthoute sisan leh, Jesu martarte sisan dawn khamin ka mu hi. Huchia ka muh takin, ken tuh lamdang ka sa mahmah hi.
7Zvino mutumwa akati kwandiri: Washamisika nei? Ndichakuudza chakavanzika chemukadzi, nechechikara chinomutakura chine misoro minomwe nenyanga gumi.
7Huan angelin tuh ka ka kiangah, Bangdinga lamdang sa na hia? Huai numei leh amah pua, huai gamsalu sagih leh kisawm nei, thuguk kon hilh ding.
8Chikara chawaona, chaivapo, uye chisisisipo; uye choda kukwira chichibva mugomba risina chigadziko chichienda kundoparadzwa; uye vanogara panyika vasina kunyorwa mazita avo mubhuku reupenyu kubva pakuvambwa kwenyika vachashamisika vachiona chikara chaivapo uye chisisisipo uye kunyange chiripo.
8Huai na gamsa muh tuh a omkhina, huan a om keia; huan guamkhuk thukpi akipana hongpai khe ding ahi a, huan manthatnaa pai ding ahi. Huan leitunga tengte, khovel siam tunga kipana hinna laibua min gelh louhten, gamsa om khin a, hua om lou a, hua hongom ding a hihdan a muh chiang un lamdang a sa ding uhi.
9Zvino hekuno kufunga kune njere. Misoro minomwe makomo manomwe pamusoro pawo pagere mukadzi,
9Hiaiah pilna lungsim a kul. Lu sagihte tuh numei tutna tangsang sagihte ahi uhi:
10uye ndiwo madzimambo manomwe; vashanu vawa, umwe uripo, umwe uchigere kusvika; uye kana achisvika, unofanira kugara chinguva chiduku.
10huan kumpipa sagihte ahi ua; nga a puk khin ua, khat a om lel a, a dang a hongtung nai keia. Huan a hongtun chiangin, tom chik phet a om ding hi.
11Uye chikara chaivapo uye chisisisipo naiye ndiyewo werusere, uye unobva pavanomwe, achienda mukuparadzwa.
11Huan huai gamsa om khina, hua om lou, amah mah tuh a giatna ahia, himahleh sagihte laka tel ahi; huan manthatna ah a pai ding hi.
12Nenyanga gumi dzawaona, ndiwo madzimambo gumi achigere kugamuchira ushe, asi achagamuchira simba semadzimambo pamwe nechikara awa rimwe.
12Huan ki sawm na muhte tuh kumpipa sawmte, lalgam nei naitadih loute, ahi ua, himahleh dak kal khat lel, huai gamsa toh amau tuh kumpipate bangin thuneihna a nei ding ua,
13Ivo vane ndangariro imwe, uye vanopa simba ravo neutongi hwavo kuchikara .
13hiaiten tuh lungsim khaat a nei un, huan gamsa kiangah a thilhihtheihna uh leh a thuneihna uh a a pia uhi.
14Ava vachaita hondo neGwayana, uye Gwayana richavakunda; nekuti iro ndiro Ishe wemadzishe, naMambo wemadzimambo; naivo vanaro ndevakadamwa nevakasarudzwa nevakatendeka.
14Hiaiten tuh Belamnou a kidou pih ding ua, huan Belamnou-in amau a zou ding, amah toupate Toupa leh kumpipate Kumpipa a hih jiakin; huan huai a ompih, sapte leh telte leh gin-om leng a zou ding uh, a chi a.
15Zvino akati kwandiri: mvura yawaona inogarwa nemhobwe, ndivo vanhu, nezvaunga nemarudzi, nendimi.
15Huan aman tuh ka kiangah, Kijuaknu tutna tui na muhte tuh mite leh mipite leh namte lah paute ahi ua.
16Uye nyanga gumi dzawaona pamusoro pechikara ndivo vachavenga mhombwe, uye vachaiparadza nekuifukura; uye vachadya nyama yayo, nekuipisa nemoto.
16Huan ki sawm na muhte leh na gamsa muh, hiaiten tuh kijuaknu a muhdah ding ua, suanbei leh vuaktang a suaksak ding ua, huan a sa a ne ding ua, huan amah tuh meiin a halmang vek ding uhi.
17Nekuti Mwari wakaisa mumoyo yavo kuti vaite fungwa dzake, vave nekufunga kumwe, vape chikara ushe hwavo, kusvikira mashoko aMwari apedzeredzwa.
17Pathian thute hihkima a om mateng, amah deihlam a hihna ding u leh, lungsim khat a neihna ding u leh, a lalgam u tuh gamsa kianga piakna ding un, Pathianin amau ah ngaihtuahna a koihta ngala.Huan na numei muh tuh kho thupi, leitung kumpipate tunga vaihawm nu ahi, a chi a,
18Zvino mukadzi wawaona ndiro guta guru, rinotonga pamusoro pemadzimambo enyika.
18Huan na numei muh tuh kho thupi, leitung kumpipate tunga vaihawm nu ahi, a chi a,