1Shure kwaizvozvi ndakaona, zvino tarira, mukova wakazaruka kudenga; nenzwi rekutanga randakanzwa rakaita seraiva rehwamanda richitaura neni; richiti: Kwira pano, ndigokuratidza zvinhu zvinofanira kuitika shure kwaizvozvi.
1Hiai thilte nungin, ka et leh, huan ngai in, vana kongkhak a kihonga, ka aw jak masapen aw pengkul ging bangin kei a honhoupiha, Hiai lamah hongtou in, huan tunung chianga thil hongom dingte kon mu sak ding, achia.
2Pakarepo ndakava muMweya; zvino tarira, chigaro cheushe chakagadzwa kudenga, neumwe agere pachigaro cheushe.
2Huaiphetin kei tuh Khain ka omta a; huan ngaiin van ah tuh lal tutphah a hongkitungta a, huan laltutphah tungah mi khat a tuta a;
3Iye wakange agere wakange akafanana nebwe rejasipisi* neresadhio*; kwakange kune murarabungu wakakomberedza chigaro cheushe, waitaridzika sebwe reemaradhi*.
3Huan a tupa tuh jasper leh sardia suang bangin a kimu a; huan huai laltutphah kimvel ah sakhituihup, emeraldi suang bang maia kimu ajama.
4Kwakange kune zvigaro zveushe makumi maviri nezvina zvakange zvakakomberedza chigaro cheushe; nepazvigaro ndakaona vakuru makumi maviri nevana vagere vakapfeka nguvo chena; vakange vane korona dzendarama pamisoro yavo.
4Huan, huai laltutphah kimvel ah laltutphah sawmnih leh li a oma; huan huai laltutphahte tungah upa sawmnih leh li tu kamuta a, puan ngoua kijemin, dangkaeng lallukhu a khu chiat ua.
5Nepachigaro cheushe pakabuda mheni, nekutinhira nemanzwi; nemwenje minomwe yemoto yakange ichipfuta pamberi pechigaro cheushe, iri Mweya minomwe yaMwari.
5Huan huai laltutphah kipanin khophia peuh, aw peuh, van-ging peuh, a hongsuaka. Huan mei khawnvak sagih, laltutphah maah a kuang a, huaite tuh Pathian Kha sagihte ahi uhi;
6Pamberi pechigaro cheushe pakange pane gungwa regirazi, rakafanana nekrisitaro*; nepakati pechigaro cheushe, nepakapoteredza chigaro cheushe pakange pane zvisikwa zvina zvipenyu, zvizere nemeso mberi neshure.
6Huan huai laltutphah maah Kristal banga siang limlang tuipi a oma. Huan laltutphah kimvel ah ganhing nunglam leh malam mita dim a om ua.
7Uye chisikwa chipenyu chekutanga chakange chakafanana neshumba, chisikwa chipenyu chechipiri chakafanana nemhuru, chisikwa chipenyu chechitatu chakange chine chiso chemunhu, nechisikwa chipenyu chechina chakange chakafanana negondo rinobururuka.
7Huan a ganhing khatna humpinelkai bang ahi a, huan a ganhing nihna bawngnou bang ahi a, huan a ganhing thumnain mai, mihing mai bang a neia, huan a ganhing lina mupi lenglai bang mai ahi.
8Nezvisikwa zvipenyu izvi chimwe nechimwe chakange chine mapapiro matanhatu azere nemeso kunhivi dzose nemukati; haazorori masikati neusiku, achiti: Mutsvene mutsvene mutsvene, iye Ishe Mwari, wemasimba ose, wakange aripo, uripo, neuchazouya.
8Huan huai ganging li, kha guk nei chiatte, a kimvel leh a sunglama mita dimte: huan amau tuh sun leh jan khawl louin, Siangthou, siangthou, siangthou Toupa Pathian Bangkimhihthei, omsa leh omlel leh hongom ding, a chi ua.
9Zvino kana zvisikwa zvipenyu izvi zvichimupa rukudzo nekubwinya nekuvongwa iye unogara pachigaro cheushe, iye uri mupenyu kusvikira rinhi narinhi.
9Huan huai amah laltutphah tunga tupa leh, huai amah khantawn khawntawna hingpa kianga gan hingten, thupina leh zahomna leh kipahna thu a piak chiang un,
10Vakuru makumi maviri nevana vakazviwisira pasi pamberi paiye ugere pachigaro cheushe vakamushumira iye uri mupenyu kusvikira rinhi narinhi, vachikandira korona dzavo pamberi pechigaro cheushe, vachiti:
10huai amah laltutphah tunga tupa maah, huai upa sawmnih leh lite a khupboh ua, huan huai amah khantawn khantawna hinpa tuh a bia uhi, huan laltutphah maa a lallukhute uh koikhin,Nang ka Toupa uh leh ka Pathian uh, thupina leh zahomna le thilhihtheihna mu tuak na hi; thil tengteng nang na siama, huan nang thu jiakin om leh siam ahi uhi, a chi ua.
11Imwi, makafanira, Ishe, Mwari wedu, kugamuchira kubwinya, nerukudzo, nesimba, nekuti ndimwi makasika zvinhu zvose, zvakavapo, zvakasikwa nekuda kwenyu.
11Nang ka Toupa uh leh ka Pathian uh, thupina leh zahomna le thilhihtheihna mu tuak na hi; thil tengteng nang na siama, huan nang thu jiakin om leh siam ahi uhi, a chi ua.