1Chirevo cheshoko raJehovha pamusoro paIsiraeri. Zvanzi naJehovha, iye anotatamura denga rose, anoteya nheyo dzenyika, nokuumba mweya womunhu mukati make,
1Juda tungtanga TOUPA thu kilakna. Vante phaih khiaa, lei kingakna koiha, mihing sunga mihing kha koihpa, TOUPAN hichiin a chi.
2Tarirai, ndichaita Jerusaremu mukombe wokudzedzeresa ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza; uchavawo pamusoro paJudha pakukombwa kweJerusaremu.
2Ngaiin, khokim khovela mite adingin Jerusalem hoina nouin ka bawl dinga, Juda tungah leng, Jerusalem lakna ah ahi ding hi.
3Nezuva iro ndichaita Jerusaremu ibwe rinoremedza ndudzi dzose dzavanhu; vose vanozviremedza naro vachakuvadzwa kwazvo; ndudzi dzose dzenyika dzichariunganira kuzorwa naro.
3Huan huai ni chiangin hichi ahi dinga, mi tengteng adingin Jerusalem suang chimtakhuaiin ka bawl dinga, amah jiaka tunggik kisate nakpia liamsakin a om ding ua, amah dou dingin leia namte tengteng a kikhawm khawm ding uh
4Nezuva iro ndizvo zvinotaura Jehovha ndicharova bhiza rimwe nerimwe nokutya, nomutasvi waro nokupenga; ndichasvinudzira imba yaJudha meso angu, nokurova bhiza rimwe nerimwe rendudzi dzavanhu nokupofumara.
4Huai ni chiangin lamdangsakna toh sakol chih ka khen dinga, hehna toh atungtuangmi; huan Juda inko tungah ka mit a hak dinga mittawtnain mite sakol chih ka gawt ding hi.
5Ipapo madzishe aJudha achati mumwoyo mavo, Vagere Jerusaremu ndivo simba redu muna Jehovha wehondo, Mwari wavo.
5Huan Juda hausaten a lungtang un, Jerusalem a tengten sepaihte TOUPA a Pathian uah hatna a nei uh, a chi ding uh.
6Nezuva iro ndichaita madzishe aJudha segango romoto pakati pehuni, uye sezhenje romoto pakati pezvisote; vachaparadza ndudzi dzose dzavanhu vakapoteredza, kuruoko rworudyi nokuruoko rworuboshwe; veJerusaremu vachagarazve panzvimbo yavo, ipo paJerusaremu.
6Huai ni chiangin Juda hausate sing laka mei bel bangin ka bawl dia, buhphal laka mei meisel bangin; a kimavela mite tengteng a negai ding uh. Khuttaklam pang leh veilam panga; huan Jerusalem amah mun mahmah ah a hongteng nawn khongkhong ding, Jerusalem mahmah ah.
7Jehovha achatanga kuponesawo matende aJudha, kuti kukudzwa kweimba yaDhavhidhi nokukudzwa kwavagere Jerusaremu kurege kupfuura kukudzwa kwaJudha.
7TOUPAN a masain Juda puaninte leng a hondam ding. David inkote thupina leh Jerusalema tengte thupina Juda tunga kiliksak louhna dingin.
8Nezuva iro Jehovha achadzitira vagere Jerusaremu; anoshaiwa simba pakati pavo nezuva iro achava saDhavhidhi; imba yaDhavhidhi ichava saMwari, somutumwa waJehovha pamberi pavo.
8Huai ni chiang in TOUPAN Jerusalema tengte a hum dinga, huan a lak ua hatlou pen leng huai ni chiangin David bangin a om ding; David inkote Pathian bangin a om ding ua, a ma ua TOUPA angel bangin.
9Zvino nezuva iro ndichatsvaka kuparadza ndudzi dzose dzavanhu dzinomukira Jerusaremu.
9Huan huai ni chiangin hichi ahi dinga, Jerusalem dou dinga hongkuan namte tengteng hihse dingin ka zong ding.
10Ndichadira mweya wenyasha nowokunyengetera pamusoro peimba yaDhavhidhi, napamusoro pavagere Jerusaremu; vachanditarira ini, wavakabvowora; vachamuchema iye, somunhu unochema mwanakomana wake mumwechete, vachava neshungu kwazvo pamusoro pake, somunhu ane shungu pamusoro pomwana wake wedangwe.
10Huan David inkote tung, leh jerusalema tengte tungah hehpihna leh thungetna kha ka sung bo ding; a sutpa uh lam a en ding uhi: amah a sun ding ua, min a tapa neihsun a sun bangin, huan amah a kah ding uh, min a tamasa khasetaka a kah bangin.
11Nezuva iro paJerusaremu pachava nokuchema kukuru, sokuchema kweHadhadhihimoni mumupata waMegidhoni.
11Huai ni chiang in Jerusalem ah sunna thupi a om ding, Megiddon guama Hadadrimmon sunna bang.
12Nyika ichachema, veimba imwe neimwe vari voga; veimba yaDhavhidhi vari voga, navakadzi vavo vari voga, veimba yaNatani vari voga, navakadzi vavo vari voga;
12Huan gamin a sun dia; inkuan chih a tuamin; David nam inkote a tuamin, a jite uh a tuamin; Nathan nam inkote a tuamin, a jite uh a tuamin
13naveimba yaRevhi vari voga, navakadzi vavo vari voga; veimba yavaShimei vari voga, navakadzi vavo vari voga;
13Levi nam inkote a tuamin, a jite uh a tuamin, Simei inkote a tuamin, a jite uh a tuamin;Inko tengteng a omlai, inko chih a tuamin, a jite uh a tuamin.
14nedzimba dzose dzakasara, veimba imwe neimwe vari voga, navakadzi vavo vari voga.
14Inko tengteng a omlai, inko chih a tuamin, a jite uh a tuamin.