1Tarira, zuva raJehovha rinosvika, nenguva iyo zvawakapamba zvichagoverwa mukati mako.
1Ngaiin, TOUPA ni a hongtung, na gallak na laka hawma a om ding hun.
2nekuti ndichaunganidza ndudzi dzose dzavanhu kuzorwa neJerusaremu; guta richakundwa, dzimba dzichapambwa, navakadzi vavo vachachinyiwa; hafu yeguta vachatapwa, asi vakasara vavanhu havangabviswi muguta.
2Jerusalem doua galdou dingin namte tengteng lah ka kaikhawm sin ngala; huan khopi tuh lakin a om dia, inte lohin leh, numeite sualin a om ding uh; huan khopi kimkhat sal ah a pai khe dinga, mi omlaite khopi akipana sat khiakin a om kei ding uhi.
3Ipapo Jehovha achabuda, ndokurwa nendudzi idzedzo, sezvaakarwa nezuva rehondo.
3Huaichiangin TOUPA a pai khe dia, kidou laia a dou bang in huai namte a dou ding hi.
4Nezuva iro tsoka dzake dzichamira pagomo reMiorivhi, riri pamberi peJerusaremu kurutivi rwamabvazuva; gomo reMiorivhi richapamuka napakati, zvichibva kumabvazuva zvichienda kumavirazuva, kukavapo mupata mukuru kwazvo; imwe hafu yegomo ichatsedukira kurutivi rwokumusoro, imwe hafu yaro kurutivi rwezasi.
4Huan huai ni chiangin Oliv mual tungah a ding dinga, suahlam panga Jerusalem majawna om ah, huchiin Oliv mual bel suahlam sang tumlam sangah huai laiah a kitam dinga, huchiin guam thupi mahmah a omta ding; huan mual kimkhat mallam ah a kisuan dia a kimkhat simlamah. Huchiin ka mualte guam lamah na taikek ding uh.
5Muchatiza nomumupata wamakomo angu, nekuti mupata wamakomo uchandosvika paAzeri; zvirokwazvo muchatiza, sezvamakatiza kudengenyeka kwenyika pamazuva aUziya mambo waJudha; ipapo Jehovha Mwari wenyu achauya, navatsvene vose pamwechete newe.
5Mualte guam lah Azal tung ding ahi ngala; ahi, Juda kumpipa Uzzia dam laia jinling ma akipan na taikek uh bangin; huchiin TOUPA ka Pathian a hongpai dia, a kianga mi siangthou te tengteng toh.
6Zvino nezuva iro chiedza chichashaikwa, zvinopenya zvichadzimwa.
6Huan huai ni chiangin hichi ahi dia, khovot a omkei dia, vuk a om sam kei ding.
7Asi richava zuva rimwe rinozikamwa naJehovha, hapangavi namasikati kana husiku, asi nenguva yamadekwana chiedza chichavapo.
7Himahleh TOUPa adia theiha om ni khat ahi ding; sun hi lou, jan hi lou; himahleh hichi ahi dinga, nitaklamin khovak a om ding.
8Zvino nezuva iro mvura mhenyu zhinji ichabuda muJerusaremu; imwe hafu yayo ichayerera kugungwa rokumabvazuva, imwe hafu yayo kugungwa rokumavirazuva; zvichaitwa pazhizha napachando.
8Huan huai ni chiangin hichi ahi dia, Jerusalem akipanin tui hingte a pawt khe dia; a lak ua kimkhat suahlam tuipiah, a lak ua kimkhat tumlam tuipi ah; nipi leh phalbiin a om den ding.
9Jehovha achava Mambo wenyika yose; nezuva iro Jehovha achava mumwechete, nezita rake rimwe chete.
9Huchiin leitung tengtengah TOUPA kumpipa ahi ding; huai ni chiangin TOUPa bel khat ahi dinga, a min khat
10Nyika yose ichaita sebani, zvichibva Gebha kusvikira paRimoni, kurutivi rwezasi rweJerusaremu; iro richakwiridzwa, richagara panzvimbo yaro, kubva pasuwo raBhenjamini kusvikira kunzvimbo yesuwo rokutanga, kusvikira kusuwo rekona, nokubva kurutura rwaHananeri kusvikira kuzvishiro zvewaini zvamambo.
10Jerusalem sim Geba akipan Rimmon tan, gam tengteng phaijang a suak ding; huan Jerusalem bel Benjamin kongpi a kipan kongpi khatna chiang, a ninga kongpi chiang. Hananel insang akipan kumpipa uainsukna pha akipan khen tuamin a om ding hi.
11Vanhu vachagaramo; kutukwa hakungazovipo, asi Jerusaremu richagara rakachengetwa.
11Huaiah mite a teng ding ua, hamsia a om nawn kei dia; himahleh Jerusalem muangtakin a teng ding hi.
12Uku ndiko kurova Jehovha kwaacharova nako ndudzi dzose dzavanhu vakarwa neJerusaremu, nyama yavo ichaora vamire namakumbo avo, meso avo achaorera mumakomba awo, norurimi rwavo ruchaorera mumiromo yavo.
12Huan Jerusalem kidoupih mite tengteng TOUPAN a gawtna ding hi bel hiai ahi ding; a khe ua a din lai un, a sa uh a muat dia, a hawm sungah a mit uh a muat ding, a kam sung uah a lei uh a muat ding hi.
13Zvino nezuva iro kunyonganiswa kukuru kunobva kuna Jehovha kuchavapo pakati pavo; mumwe nomumwe achabata ruoko rwowokwake, uye ruoko rwake ruchasimudzirwa ruoko rwowokwake.
13Huan huai ni chiangin hichi ahi dia, TOUPa akipan nakpi taka buaina a lak uah a hongom dia; mi chihin a insakinkhang khut ah a len chinten ding ua, a insakinkhang khut dou dingin a khut a kisa ding hi.
14Judha vacharwawo paJerusaremu; fuma yendudzi dzose dzavanhu vakapoteredza ichaunganidzwa, inoti ndarama, nesirivha, nenguvo, zvizhinji kwazvo.
14Huan Judain leng Jerusalem a dou dia; khokim khovela namte tengteng hauhsakna lakkhawm ahi ding, dangkaeng, dangka, puansilh a tama tamin.
15Sezvakaita kurohwa uku, ndizvo zvichaitawo kurohwa kwamabhiza namahesera, nengamera, nembongoro, nezvipfuwo zvose zvichavapo pamisasa iyo.
15Huchibangin huai puanintea om ding gamsa tengteng leh sakol, sakolneu, sangawnsau leh sabengtungte gawtna a om ding, hiai gawtna bangin.
16Zvino vose vakasara vendudzi dzose dzakarwa neJerusaremu, vachakwira gore rimwe nerimwe kundonamata Mambo, iye Jehovha wehondo, nokutamba mutambo wamatumba.
16Huan hichi ahi dinga, Jerusalem dou dia hongkuan nam tengteng laka nutsiata om mi chih a kum sikin Kumpipa, sepaihte TOUPA, be dingin a kuan tou ding ua, biakbukte ankuang luina nei dingin.
17Ani naani pamarudzi enyika asingakwiri Jerusaremu kundonamata Mambo, Jehovha wehondo, haanganisirwi mvura.
17Huan hichi ahi dia, leia inko tengtenga, kuapeuh Jerusalema Kumpipa, sepaihte TOUPA, be dinga hoh tou lou peuhmah, a tunguah vuah a om kei ding hi.
18Kana rudzi rwavaEgipita rusingakwiri, vakasasvikapo, naivo vachavingwa nokurohwa Jehovha kwaacharova nako ndudzi dzavanhu dzinoramba kukwira kundotamba mutambo wamatumba.
18Huan Aigupta inkuan a hoh touh louh ua, a hongpai kei uleh, amau tungah leng a om sam kei ding; biakbukte ankuang luina nei dia hoh tou namte gawtna ding hi tuh a om zo ding hi.
19Uku ndiko kurohwa kwechivi cheEgipita nokurohwa kwechivi chendudzi dzose dzinoramba kukwira kundotamba mutambo wamatumba.
19Hiai Aigupta gawtna leh biakbukte ankuanglui nei dia hoh tou namte tengteng gawtna ahi ding.
20Nezuva iro pamatare anorira amabhiza pachanyorwa, pachiti, ZVITSVENE KUNA JEHOVHA; nehari dziri mumba maJehovha dzichafanana nembiya dziri pamberi pearitari.
20Huai ni chiangin sakolte longte tungah, TOUPA DINGA SIANGTHOU, chih a om dinga; huan TOUPa ina belte maitam maa noubemte bang ahi ding uhA hi, Jerusalem leh Judaa bel teng sepaihte TOUPA adingin siangthou ahi ding uh; huan a kithoihte a hongpai ding ua huai belte la-in kithoihna sa a huanna ding uh, huan huai ni chiangin sepaihte TOUPa in ah Kanaan mi a om nawnta kei ding hi.
21Zvirokwazvo, hari imwe neimwe paJerusaremu napaJudha ichava tsvene kuna Jehovha wehondo; vose vanoda kubayira vachauya vachidzitora, kuzobikiramo; nezuva iro hapachazovi nomuKanani mumba maJehovha wehondo.
21A hi, Jerusalem leh Judaa bel teng sepaihte TOUPA adingin siangthou ahi ding uh; huan a kithoihte a hongpai ding ua huai belte la-in kithoihna sa a huanna ding uh, huan huai ni chiangin sepaihte TOUPa in ah Kanaan mi a om nawnta kei ding hi.