1Ndianiko uyu anobva Edhomu, ane nguvo dzakatsvuka dzinobva Bhozira? Ndiani uyo akafuka zvinobwinya, anofamba noukuru bwesimba rake? Ndini ndinotaura nokururama, ndine simba rokuponesa.
1
این کیست که از جانب شهر بُصره در ایدوم میآید؟ این کیست که با چنین لباس قرمز، با شکوه و جلال و با قدرت و عظمت پیش میرود؟
این خداست -خدای قادر و نجاتدهنده- که میآید تا پیروزی خود را اعلام کند.
2Ko nguvo yenyu yakatsvuka nei? Zvokufuka zvenyu zvakafanana nezvomunhu anotsika muchisviniro chewaini neiko?
2
چرا جامهات مثل لباس کارگری که انگور را برای شراب میفشارد قرمز است؟
3Ini ndakatsika chisviniro chewaini ndoga; kwakanga kusina munhu wamarudzi avanhu aiva neni; zvirokwazvo, ndakavatsika pakutsamwa kwangu, ndakavapwanya pahasha dzangu; ropa ravo rikatsatikira panguvo dzangu, ndikasvibisa zvokufuka zvangu zvose.
3
خداوند در پاسخ میگوید: «من ملّتها را مثل انگور زیر پا لِه کردم، و هیچکس به کمک من نیامد. در خشم خود آنها را لگدمال کردم، و لباسم از خون آنها سرخفام شده است.
4nekuti ndakafunga zuva rokutsiva mumoyo mangu; gore ravakadzikunurwa vangu rasvika.
4
به این نتیجه رسیدم که زمان نجات قوم من و زمان مجازات دشمنان آنها فرا رسیده است.
5Ndikatarira, ndikashayiwa anobatsira, ndikashamiswa nekuti kwakanga kusina anotsigira; naizvozvo ruoko rwangu rwakandivigira ruponeso, kutsamwa kwangu ndiko kwakanditsigira.
5
وقتی نگاه کردم و دیدم کسی به یاری من نیامده متعجّب شدم. امّا خشم من مرا قوی ساخت و پیروزی از آن من شد.
6Ndikatsika-tsika marudzi avanhu pakutsamwa kwangu, ndikavapengesa nedoro rokutsamwa kwangu, ndikadurura ropa rohupenyu hwavo pasi.
6
در خشم خود تمام ملّتها را پایمال و خُرد کردم و خون آنها را بر زمین ریختم.»
7Ndicharumbidza hunyoro hwaJehovha namabasa aJehovha anofanira kurumbidzwa, nokuda kwezvose zvatakaitirwa naJehovha nezvakanaka zvizhinji kuimba yaIsiraeri, zvaakavaitira nokuda kwenyasha dzake, uye nokuda kohunyoro hwake.
7
از محبّت بیپایان خداوند سخن میگویم؛
و او را بهخاطر آنچه برای ما انجام داده، سپاس خواهم گفت.
او قوم اسرائیل را بهخاطر رحمت و محبّت پایدار خود به فراوانی برکت داده است.
8nekuti akati, Zvirokwazvo, ndivo vanhu vangu, vana vasingazoiti nokunyengera; naizvozvo akava Muponesi wavo.
8
خداوند گفت: «آنها قوم من هستند، آنها مرا فریب نخواهند داد.» و به همین دلیل آنها را از تمام
9Pakutambudzika kwavo kose naiyewo akanga achitambudzika, mutumwa, wakavazivisa chiso chake, akavaponesa; akavadzikunura norudo rwake netsitsi dzake, akavasimudza nokuvatakura mazuva ose akare.
9
درد و رنجشان نجات داد. فرشتهای حضور نداشت، آن خود خداوند بود که آنها را نجات داد. محبّت و رحمتش به آنها خلاصی بخشید، همانطور که در گذشته همیشه نگهدار آنها بوده است.
10Asi vakamumukira, nokuchemedza Mweya wake mutsvene; naizvozvo akashanduka, akava muvengi wavo, akarwa navo amene.
10
امّا آنها برضد او شوریدند و روح مقدّس او را افسرده کردند. به این جهت خداوند با آنها مخالفت کرد و برضد آنها جنگید.
11Ipapo vanhu vake vakarangarira mazuva akare, Mozisi navanhu vake, vakati, Aripiko iye akaisa Mweya wake mutsvene pakati pavo?
11
آنگاه آنها گذشته -یعنی ایّام موسی بندهٔ خداوند- را بهخاطر آوردند و پرسیدند: «کجاست خداوند، آن خداوندی که رهبران قوم خودش را در دریا نجات داد؟ کجاست آن خداوندی که روح مقدّس خود را به ایشان داد؟
12Aripiko iye akafambisa ruoko rwake runokudzwa parutivi rwaMozisi, akaparadzanisa mvura zhinji pamberi pavo kuti azviwanire mukurumbira usingaperi?
12
کجاست آن خداوند قادری که به وسیلهٔ موسی چنان کارهای بزرگی انجام میداد، دریا را میشکافت و قوم خود را در عمق دریا رهبری میکرد تا نامش جلال ابدی یابد؟»
تحت رهبری خداوند آنها مثل اسبهای وحشی تیزپا بودند و هیچوقت نلغزیدند.
13Aripiko iye akavafambisa napakadzika, sebhiza murenje, vakasagumburwa?
13
روح خداوند به آنها مثل گلّهای در دشتهای سرسبز آرامش عطا فرمود. او قوم خود را رهبری کرد و موجب سرافرازی اسم خود شد.
14Mweya waJehovha wakavazorodza, semombe dzinoburukira kumupata; saizvozvo makafambisa vanhu venyu, kuti muzviwanire mukurumbira mukuru-kuru.
14
ای خداوند از آسمان -از آن مکان مقدّس و پرجلال خود- برما نظر افکن. کجاست آن توجّه و غیرت تو؟ کجاست قدرت تو؟ کجاست آن محبّت و رحمت تو؟ آیا ما را فراموش کردهای؟
15Tarirai pasi muri kudenga, muone muri pahugaro bwenyu hutsvene hunobwinya, kushingaira kwenyu namabasa enyu ane simba aripiko? Kushuva komoyo wenyu netsitsi dzenyu zvadzorwa kwandiri.
15
تو پدر ما هستی. اجداد ما، ابراهیم و یعقوب دیگر ما را نمیشناسند، امّا تو ای خداوند پدر ما هستی، کسیکه همیشه ما را نجات داده است.
16nekuti muri baba vedu, kunyange Abhurahamu asingatizivi, naIsiraeri asingatiziururi; imwi Jehovha muri baba vedu, Mudzikunuri wedu kubva kare nakare, ndiro zita renyu.
16
چرا اجازه میدهی از راه تو منحرف شویم؟ چرا اجازه میدهی، آنقدر خود رأی شویم که از تو روی برگردانیم؟ ای خداوند بهخاطر کسانیکه به تو خدمت میکنند، و بهخاطر قومی که همیشه به تو تعلّق داشتهاند، بازگرد.
17Haiwa, Jehovha, munotirega neiko tichitsauka panzira dzenyu, nokuomesa moyo yedu kuti tirege kukutyai? Dzokai nokuda kwavaranda venyu, iwo marudzi enhaka yenyu.
17
ما -قوم مقدّس تو- برای زمانی کوتاه به وسیلهٔ دشمنان تو رانده شده بودیم. آنها معبد مقدّس تو را پایمال کردند.
تو با ما چنان رفتار میکنی که گویی تو هیچوقت حاکم نبودی و ما هیچوقت قوم تو نبودیم.
18Vanhu venyu vatsvene vakanga vanayo nguva duku hayo; vadzivisi vedu vakatsika pasi imba yenyu tsvene.
18
تو با ما چنان رفتار میکنی که گویی تو هیچوقت حاکم نبودی و ما هیچوقت قوم تو نبودیم.
19Isu tafanana navasina kutongobatwa nemi, navasina kutumidzwa nezita renyu.