1Adhamu, naSeti, naEnoshi;
1 Adamu, Sita, Enosu,
2naKanani, naMaharareri, naJaredhi;
2 Kenan, Mahalalel, Yaredu,
3naEnoki, naMetusera, naRameki;
3 Annuhu, Metusala, Lameku,
4naNowa, naShemi, naHamu, naJafeti.
4 Nuhu: Sem, Ham, da Zafetu.
5Vanakomana vaJafeti: Gomeri, naMagogi, naMadhai, naJavhani, naTubhari, naMesheki, naTirasi.
5 Zafetu izey neeya: Gomer, Magog, Maday, Yaban, Tubal, Mesek da Tiras.
6Vanakomana vaGomeri: Ashikenazi, naDhifati, naTogarima.
6 Gomer izey neeya: Askenazu, Rifat da Togarma.
7Vanakomana vaJavhani: Erisha, naTarishishi, naKitimi, naRodhanimi.
7 Yaban izey neeya: Elisa, Tarsis, Cittancey da Dodanancey.
8Vanakomana vaHamu: Kushi, naMiziraimu, naPuti, naKanani.
8 Ham izey neeya: Kus, Mizrayim, Put, da Kanaana.
9Vanakomana vaKushi: Shebha, naHavhira, nasabata, naRaama, naSabhiteka. Vanakomana vaRaama: Shebha, naDhedhani.
9 Kus izey neeya: Seba, Habila, Sabta, Ra-Amma, da Sabteka. Ra-Amma izey neeya: Seba da Dedan.
10Kushi akabereka Nimurodhi; iye akatanga kuva munhu ane simba panyika.
10 Kus mo na Nimrudu hay; nga no ka sintin ka te bonkooni ndunnya ra.
11Mizirami akabereka Rudhimi, naAnamimi, naRehabhimi, naNafutuhimi,
11 Mizrayim mo na Ludancey hay, da Anamancey, da Lehabancey, da Naftuhancey,
12naPatirusimi, naKasiruhimi (VaFirisitia vakabva kwaari), naKafitorimi.
12 da Patrusancey, da Kasluhancey (i gaa no Filistancey fun), da Kaftorancey.
13Kanani akabereka Zidhoni mwana wake wedangwe, naHeti,
13 Kanaana mo na Zidon hay, a hay-jine nooya, da Hetu,
14navaJebhusi, navaAmori, navaGirigashi;
14 da Yebusancey, da Amorancey, da Jirgasancey,
15navaHivhi, navaAriki, navaSini,
15 da Hibancey, da Arkancey, da Sinancey,
16navaArivhadhi, navaZemari, navaHamati.
16 da Arbadancey, da Zemarancey, da Hamatancey.
17Vanakomana vaShemi: Erami, naAshuri, naAripakishadhi, naRudhi, naArami, naUzi, -naHuri, naGeteri, naMesheki.
17 Sem izey neeya: Elam, Assur, Arpaksadu, Ludu, Aram, Uz, Hul, Geter, Mesek.
18Aripakishadhi akabereka Shera, Shera akabereka Ebheri.
18 Arpaksadu na Sela hay, Sela mo na Heber hay.
19Ebheri akaberekerwa vanakomana vaviri, zita romumwe raiva Peregi. Nekuti pamazuva ake nyika yakakamurwa, zita romunin'ina wake raiva Jokitani.
19 Heber mo, i na ize aru hinka hay a se. Afo maa ga ti Peleg, zama a jirbey ra no i na ndunnya fay-fay, a kayno mo maa Yoktan.
20Jokitani akabereka Arimodhadhi, naSherefi, naHazarimavheti, naJera,
20 Yoktan mo na Almodadu hay, da Selef, Hazar-Mabet, Yera,
21naHadhorami, naUzari, naDhikira,
21 Hadoram, Uzal, Dikla,
22naEbhari, naAbhimaeri, .naShebha,
22 Obal, Abimayel, Seba,
23naOfiri, naHavhira, naJobhabhu. Ava vose vaiva vanakomana vaJokitani.
23 Ofir, Habila, da Yobab. Woodin yaŋ kulu Yoktan izeyaŋ no.
24Shemi, naAripakishadhi naShera,
24 Sem, Arpaksadu, Sela,
25naEbheri, naPeregi, naReu,
25 Heber, Peleg, Rehu,
26naSerugi, naNahori, naTera,
26 Serug, Nahor, Tera,
27Abhuramu (ndiye Abhurahamu).
27 Abram (kaŋ ga ti Ibrahim.)
28Vanakomana vaAbhurahamu: Isaka, nalshimaeri.
28 Ibrahim izey neeya: Isaka da Isumeyla.
29Ndiwo marudzi avo: Mwana wedangwe waIshimaeri, Neabhaioti, tevere Kedhari, naAbhidheeri, naMibhisami,
29 I hay-hayyaŋey mo neeya: Isumeyla hay-jina maa Nebayot; gaa no Kedar, Adbeyel, Mibson,
30naMishima, naDhuma, naMasa; naHadhadhi, naTema,
30 Misma, Duma, Massa, Hadad, Tema,
31naJeturi, naNafishi, naKedhema. Ndivo vanakomana vaIshimaeri.
31 Yetur, Nafis, Kedma; Isumeyla izey nooya.
32Vanakomana vaKetura, murongo waAbhurahamu: Iye wakabereka Zimirani, naJokishani, naMedhani, naMidhiani, naIshibhaki, naShua. Vanakomana vaJokishani: Shebha, naDhedhani.
32 Ibrahim wahayo Ketura izey neeya: A na Zimran hay, da Yoksan, Medan, Midiyan, Isbak, da Suwa. Yoksan izey mo neeya: Seba da Dedan.
33Vanakomana vaMidhiani: Efa, naEferi, naHanoki, naAbhidha, naEridha. Ava vose vaiva vanakomana vaKetura.
33 Midiyan izey mo neeya: Efa, Efer, Hanoku, Abida, da Elda. Woodin yaŋ kulu Ketura izeyaŋ no.
34Abhurahamu akabereka Isaka. Vanakomana vaIsaka: Esau, naIsiraeri.
34 Ibrahim na Isaka hay. Isaka izey neeya: Isuwa da Israyla*.
35Vanakomana vaEsau: Erifazi, naReueri, naJeushi, naJarami, naKora.
35 Isuwa izey mo neeya: Elifaz, Reyul, Yeyus, Yalam, da Kora.
36Vanakomana vaErifazi: Temani, naOmari, naZefi, naGatami, naKenazi, naTimina, naAmareki.
36 Elifaz izey neeya: Teman, Omar, Zafi, Gatam, Kenaz, Timna, da Amalek.
37Vanakomana vaReueri: Nahati, naZera, naShama, naMiza.
37 Reyul izey neeya: Nahat, Zera, Samma, da Miza.
38Vanakomana vaSheiri: Rotani, naShobhari, naZibheoni, naAna, naDhishani.
38 Seyir izey neeya: Lotan, Zobal, Zibeyon, Ana, Dison, Ezer, da Disan.
39Vanakomana vaRotani: Hori, naHomami; Timina waiva hanzvadzi yaRotani.
39 Lotan izey mo neeya: Hori da Homam; Timna mo Lotan wayme no.
40Vanakomana vaShobhari: Ariani naManahati, naEbhari, naShefi naOnami. Vanakomana vaZibheoni: Aia naAna.
40 Zobal izey neeya: Alban, Menahat, Ebal, Sefo, da Onam. Zibeyon izey neeya: Aya da Ana.
41Vanakomana vaAna: Dishoni. Vanakomana vaDhishoni: Hamurani naEshibhani naItirani naKerani.
41 Ana ize neeya: Dison. Dison izey mo neeya: Hamran, Esban, Itran, da Keran.
42Vanakomana vaEzeri: Bhirihani naZaavani, naJaakani. Vanakomana vaDhishani: Uzi naArani.
42 Ezer izey neeya: Bilhan, Zaaban, da Yaakan. Disan izey neeya: Uz da Aran.
43Zvino ndiwo madzimambo akabata ushe panyika yaEdhomu, valsiraeri vachigere kuva namambo, Bhera mwanakomana waBheori; zita reguta rake raiva Dhinihabha.
43 Bonkooney kaŋ yaŋ na mayray ŋwa Edom laabo ra, za bonkooni kulu mana Israyla izey may neeya: Bila Beyor ize. A kwaara maa ga ti Dinaba.
44Bhera akafa, Jobhabhu mwanakomana waZera weBhozira akamutevera paushe.
44 Waato kaŋ Bela bu, Yobab Zera ize Bozra bora may a nango ra.
45Jobhabhu akafa, Hushani wenyika yavaTemani akamutevera paushe.
45 Waato kaŋ Yobab bu, Husam Teman laabu bora may a nango ra.
46Hushani akafa, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi, wakadeya kuuraya Midhiani pamunda waMoabhi, akamutevera paushe; zita reguta rake raiva Avhiti
46 Waato kaŋ Husam bu, Hadad, Bedad ize, nga kaŋ na Madiyancey kar Mowab saajo ra may a nango ra. A kwaara maa ga ti Abita.
47Hadhadhi akafa, Samira weMasireka akamutevera paushe.
47 Waato kaŋ Hadad bu, Samla Masreka bora may a nango ra.
48Shamira akafa, Shauri weRehobhoti paRwizi akamutevera paushe.
48 Waato kaŋ Samla bu, Sawul Rehobot kaŋ go isa jarga bora may a nango ra.
49Shauri akafa, Bhaarihanani mwanakomana waAkibhori akamutevera paushe.
49 Waato kaŋ Sawul bu, Baal-Hanan Akbor ize may a nango ra.
50Bhaarihanani akafa, Hadhadhi akamutevera paushe; zita reguta rake raiva Pai; uye zita romukadzi wake raiva Mehetabheri, mukunda waMatiredhi, mukunda waMezahabhi.
50 Waato kaŋ Baal-Hanan bu, Hadad may a nango ra. A kwaara maa ga ti Paw, a wando maa Mehetabel, Matared ize way no, nga mo Mezahab ize way no.
51Hadhadhi akafa. Madzishe eEdhomu ndiwo: Ishe Timina, nashe Aria, nashe Jeteti,
51 Gaa no Hadad mo bu. Edom jine borey mo neeya: Amiru Timna, Amiru Alba, Amiru Yetet,
52nashe Ohoribhama, nashe Era, nashe Pinoni,
52 Amiru Oholibama, Amiru Ela, Amiru Pinon,
53nashe Kenazi, nashe Temani, nashe Mibhazari,
53 Amiru Kenaz, Amiru Teman, Amiru Mibazar,
54nashe Magidhieri, nashe Irami. Ndiwo madzishe aEdhomu.
54 Amiru Magadeyel, da Amiru Iram. Edom laabo amirey nooya.